KwaunobvaDuramazwiP

Duramazwi

Mazwi ane P.

1164 Shona headwords beginning with P, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 1 pa5

paadministerpa pa paKuti pa pa pa kurova kunoita hana kana munhu avhunduswa.pa rine mutoKupa rine muto kutaura zvinofadza kana kuti zvinogutsa...paakaitaepicpabaKana nzvimbo yakati paba nevanhu, vanenge vakawanda...pabadukaKupabaduka kutsemuka kwechinhu chakaita sehuni chichiita...pabaduraKana uchipabadura munhu unenge uchimurova nechanza...pabondesexpabukapabu kutyoka kwechinhu chakaoma, zvine ruzha.paburaKana mvura iri kuyerera ichipabura inenge ichitakura zvese...pabvaKuti pabva kurerekera mukati kunoita denga remba kana roda...pabvairaKana mhuka yakaita sedhongi ichipabvaira inenge ichifamba...pachakeselfpachakoyourselfpachangumyselfpacharoitselfpachavothemselvespacheduourselvespachenaapparentlypachezvakePachake.pachezvakoPachako.pachikaKana uchipachika munhu unenge uchimupa chikafu nechipunu...pachinhambounenge uchimanikidza zvinhu zvakawanda kuti zvikwane...pachinzvimboinsteadpachipiriKana mukadzi achinzi akaroorwa pachipiri anenge ari...pachivandeclandestinelypachivanhutraditionallypadaKana munhu achiti pada anenge achireva kuti zvaachataura...pada padaKufamba netsoka.padaguraKana uchipadagura pasi pakaoma unenge uchipatimba...padairaKana vanhu vachipadaira vanenge vachifamba vachizvida.padhirokoPadhiroko chimai chekiyi chinoshandiswa kuti magonhi...padhokiPadhoki ufuro hwezvipfuwo hunenge hwakakamurwa kuitira...padhuzePadhuze inzvimbo isiri kure.padhuzedhuzePadyo padyo.paduKana chinhu chati padu chinenge chatsemuka, kazhinji...padukaKupaduka kutsemuka kana kufa kunoita mudziyo uchibva...paduraKupadura chinhu kuchitsemura, kazhinji nokuda kokunyanyisa...padyonearpadyo padyoKana chinhu chiri padyo padyo newe chinenge chiri mufambo...padzaKana mvura yapadza inenge yaita seyava kuda kunaya asi...pafafaKana chinhu chakati pafafa chinenge chiri chitete...pafafikaKana chinhu chakapafafika chinenge chakafara uye...pafamaKana munhu akati pafama anenge akarara nedumbu chiso...pafamadzaKana uchipafamadza chinhu chakaita sevhiri unenge...pafamaraMunhu anoziva kunyengera vamwe muupenyu.pafararaKana imba yakapafamara denga rayo rinenge risina kunyanya...pafarikaKana munhu achipafarika anenge achifamba zvisina kuti...pafavaraKana chinhu chakapafavara chinenge chakafara uye chiine...pafuraKana ukapafura munhu unenge wamurova nembama, zvikuru...pagadudzaKana uchipagadudza unenge uchitimba ivhu panzvimbo...pagaduraKana uchipagadura unenge uchisakura zvine simba panzvimbo...pagamuKuti pagamu kurova munhu kumeso kana mumusoro zvakasimba...pagamuraKana ukapagamura munhu unenge wamurova zvine simba...pagoreKana chinhu chichinzi chinoitika pagore chinenge...paipiepaikaKupaika chinhu kuchiisa mumuti kana pamwe padenga...paikiraKupaikira kubairira kunoita chinhu pakakwirira pachine...paindiPaindi mwero wezvinwiwa, kunyanya wedoro kana mukaka.paipaKana munhu achipaipa anenge achikweva utsi hwefodya...paipipipepairaKana munhu achipaira zvinhu anenge achiisa zvimwe pamusoro...pakaparkpakanuKuti pakanu kuzvibvisa pamunhu anenge akakubata zvine simba.pakanuraKupakanura kubvisa chinhu chinenge chakambandidzirwa...pakanya pakanyaKuti pakanya pakanya kufamba kwezvinhu zvakaita sehonye...pakanyikaKana chinhu chichipakanyika chinenge chichifamba zvishoma...pakapakaKana vanhu vakati pakapaka kushanda vanenge vaita basa...pakarepoanonpakashaKana n'ombe dzichipakasha dzinenge dzongofamba pose pose...pakataNyakata.pakatiamidstpakati napakatiKana chinhu chichinzi chiri pakati napakati chinenge...pakati nepakatimoderatepakati peusikumidnightpakatiraKana munhu achinzi akapakatira zvinhu anenge akazvitakura...paketipacketpakiparkpakichaKana munhu achipakicha chimwe chinhu anenge achiisa zvinhu...pakiraKutsokera.pakiriraKana uchipakirira homwe nezviyo unenge uchinyatsoizadza...PakisitanipakistanpakuKuti paku kubvisa zvokudya mupoto kana muhari uchizviisa...PakupedzisiralastlypakuraKana munhu achipakura anenge achitora zvinhu zvinenge...pakutangainitiallypamakumbolappamakuvagraveyardpamaweresteeppambahouseboundpambamu pambamuKuti pambamu pambamu kuridza ngoma nenzira inoita kuti...pambamuraKupambamura kuridza ngoma huru ichiburitsa ruzha rukuru.pambanguKuti pambangu kuridza ngoma nenzira inoita kuti inzwike...pambaraKupambara kufamba munhu achitsvaga zvokudya kana zvimwewo...pambeKuti pambe kurova munhu kana chimwewo chinhu zvakasimba...pamberibeforepambikaKupambika munhu kana chimwe chinhu kuchirova zvakasimba...pambiraKana munhu achipambira sadza anenge achisanganisa upfu...pambiridzaKana ukapambiridza gumbo unenge warisunga uchiita...pambunhengo yomuviri kana ichinge yakuvara.pambudzapambu kuparadzanisa zvinhu zvambenge zvakabatana kana...pambukaKurasika.pamhaKupamha kuwedzera zvinhu pane zvimwe zvagara zviripo.pamhadzaKurova kana kutema pakaoma.pamhadziraKupamhadzira kurova munhu nekambama mukutamba.pamhakutaKana uchipamhakuta unenge uchichera pasi nesimba, kazhinji...pamhamaflatpamhamhaChinhu chakapamhamha chinenge chakakura pakupima urefu...pamhamuraKupamhamura munhu kumurova zvakasimba nembama, zvikuru...pamhanhaKupamhanha kuveza chinhu nechinangwa chokuti chibude...pamheInzwi rinoshandiswa pakurega kwekukasika.pamhenePanzvimbo pakashama panonyatsoonekwa.pamhepoKana vanhu vachitaura pamhepo vanenge vari panhepfenyuro...pamhiKana munhu achinzi ane pauso papamhi anenge ane uso...pamhidziraKupamhidzira kuwedzera zvinhu pane zvinenge zvagara...pamhuKuti pamhu kudzokorora kuita chimwe chinhu chawamboita.pamiraKudzikama.pamotoKana poto ichinzi iri pamoto zvinoreva kuti panenge paine...pamoyoMunhu anozivikanwa nenzira ye- (something dear to the...pamuKuti pamu kuzara kwemudziyo kusvika pamuromo.pamu pamuKana mudziyo wakati kuti pamu pamu unenge wakazara...pamudzaKupamudza mugomo, saga kana chimwewo chinhu kuchizadza...pamurapasisina kana kanzvimbo kokuisa zvimwe.pamuriranaKupamurirana kugovana zvinhu muzvikamu zvakaenzana.pamuromoquarrelsomepamusakaChisaka.pamusanaIri izwi rinoshandiswa kutaridza chikonzero chinenge...pamusoroaboutpamusoroi [pamusoroni]Iri izwi rinoshandiswa kana munhu achida kupiwa mukana...pamusorosoroApa panhu pakanyanyokwirira chaizvo, kazhinji kudarika...pamutemomigrantpamuviribodilypamwealongpamwe chetealongpamwe [pamweni]Tinoshandisa pamwe kana tichipindura zvatinenge tavhunzwa...pamwedzimonthlypanaIri izwi rinoshandiswa pakuenzanisa vanhu vaviri.panadhoroPanadhoro mushonga unowanikwa uri piritsi kana wekunwa...pandamwana mudumbu asi asati azvarwa.panda [-banda]Kupanda kutsemura kana kuchera panhu pakaoma.pandakangana vachienda kumativi akasiyana-siyana.pandamaKana zvinhu zvakati pandama zvinenge zvakareba zvichienda...pandamaraKana zvinhu zvakapandamara zvinenge zvakabatana rimwe divi...pandambaMudzimai wezuro.pandambadzaKana munhu achipandambadza zvinhu anenge achiita kuti...pandanaKupandana kuenda kwevanhu kumativi akasiyana vachibva...pandiraKupandira kurima negeja mumunda musina mwando wakakwana...pandukaKupanduka kusanduka patsika kwemunhu anga achimboita...pandukiraKana munhu akapandukira mumwe anenge atanga kumuvenga kana...pandusaKupandusa munhu, zvikuru anozivikanirwa kugarisana navamwe...PANEglazingpangaKuranga.pangamawatchfulpangamukaKana chinhu chichinzi chakapangamuka chinenge chakakura...pangamuraKupangamura kuridza mhere munhu aine inzwi rakakwirira...panganaKana vanhu vachipangana vanenge vachitaurirana...panganuKuti panganu kuwana twokudya, twokumwa kana twokuputa...panganukaKupanganuka kugutsikana maererano nezvinenge zvaitika...pangidzaKuratidza.pangozijeopardizepanguKuti pangu kurova ngoma kamwe chete wobva woregera.pangu panguKuti pangu pangu kuridza ngoma.panguraMunhu anofarira kupa mibvunzo mumatambudziko.panguriraKupangurira vanhu kuvaisira chikafu chinenge chabikwa kuti...panguvacontemporaneouspanguva imwe chetesimultaneouspanguva inomeantimepanguva iyimeanwhilepanhaKupanha kutema muti uchibvisa mapazi.panhakutaKupanhakuta kufambisa komunhu akagwinya, achienda...panhiraKupanhira kucheka, zvisina kutsetseka, chinhu chakaomarara.panhuPanhu inzvimbo inenge ichitaurwa nezvayo. Ngatigarei panhu...panipanpanikekipancakepanjauraKupanjaura kuvhura makumbo kwemunhu-kadzi, zvokutoti...panjikaKana uchipanjika unenge uchitsemura shanga dzekugadzirisa...panjodzivulnerablepanoherebypanyamatemporallypanyauKuti panyau kugara munhu akaparadzanisa makumbo zvakanyanya.panyayaregardpanyikaPasi rino.panzeexteriorpanziraKana munhu achinzi asiira zvaanga achiita panzira, ane-nge...panzvimbosteadpapapontiffpapa papaKuti papa papa kurova kwemapapiro eshiri pamutumbi wayo...papadzuraKupapadzura kubvisa chidimbu chidiki kubva pachihombe...papamaKutambarara komuviri pamusoro pemvura kweshiri mumhepo.papamarapapanyaKana chinhu chakati papanya chinenge chakaomarara...papanyaraKupapanyara kuoma zvakanyanya kwechinhu. Kana dehwe...papara paparaKuti papara papara kurova-rova kunoita huku kana shiri...papararaKana chinhu chakati paparara pamusoro pemvura chinenge...paparikaKana munhu achinzi anopaparika anenge ane tsika...papataKuti papata kuoma zvakanyanya kwechinhu.papatisaKupapatisa kuita kwevaKristu kokunyika munhu mumvura...papatyuKuti papatyu kubvisa chinhu pachinenge chakanamira...papatyuraKupapatyura kutsenga chinhu chakaoma zvine ruzha. Kana...papfuKuti papfu kudimbura chinhu kuchiita zvidimbu zviviri.papfupiTinoshandisa papfupi kuratidza kuti hapana mutunhu murefu...papipositionedpapiroparaKukwenga kana kubvisa makanda.parachutiParachuti mudziyo unoshandiswa kuburuka kubva mundege iri...paradhisoparadiseparadzaannihilateparadzanadisbandparadzanisaseparateparadzirascatterparafiniParafini rudzi rwamafuta anobatira moto nekukasika...ParagwayiparaguayparamanduKuti paramandu kusimuka nokukasira, sezvinoitwa nomunhu...paramandukaKuparamanduka kusimuka nokukasira, sezvinoita munhu...paramandutsaKuparamandutsa kumutsa mhuka nokutanga kuidzingirira...ParamendelegislatureparamuKuti paramu kuita mhosva huru kwazvo.paramuraKuparamura kutanga mhosva kana basa guru raunozotadza...parangaKucherenga.parangandaKana munhu achiparanganda anenge achitaura zvinhu...paranguKuti parangu kuridza ngoma zvine simba.paranuKuti paranu kuparapara pasi sezvinoita mhuka dzava kuda...paranzuraKuparanzura kumara kana kuti kukwenga panzvimbo nenzara...parapadzaKuchera kana kutara mitsetse panzvimbo yose yose, zvi-parapataKupara padza kuchera-chera pasi sezvinoita huku kana...parapatikaKana munhu achiparapatika anenge achitsvaga chinhu pose...pararadisperseparariraKupararira kukura nokuwanda kwezvinhu zvichizadza nzvimbo...parazoParazo chipfeko chechikadzi chinogumira mumabvi, chakaita...paredhiparadepari zvinoIchi chinguva ichocho chinenge chiri kutotaura munhu. Pari...parichiParichi upfu hwechibage. Vana vadiki vanoda sadza...paridzapreachparidziraKuparidzira vanhu kufamba uchivataurira zvinhu zvose...parika[-barika] Kuparika kuita vakadzi vaviri kana kudarika...parikiraKuparikira kutsvaka mhinduro yechirahwe kuvanhu vanenge...pariraKana uchiparira munhu unenge uchitanga mhosva yakakura...parizvinopresentlyPARTICIPLEparticleparupalluparudzaka kwechinhu chakaoma. Pavakaramba vachidziisa ngoma iri...parukaKana ganda romunhu rakaparuka rinenge rakacheneruka uye...paruraKana uchiparura chinhu unenge uchitangira vamwe vose...parutiviflankparuzhinjipublicpasaKupasa kutambarara kunoita muti kana muriwo.pasanukaKana chinhu chichinzi chapasanuka chinenge chatsaurika...pashaKana denga remba rakati pasha rinenge rakadzikira...pashamaKupashama kuzvambara pasi maoko akatwasanudzwa.pashamaraKana chinhu chakapashamara chinenge chakaenzana kana...

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store