KwaunobvaDuramazwiPpamhi

Duramazwi

pamhi

Zvinoreva

Kana munhu achinzi ane pauso papamhi anenge ane uso hwakafara.

1

Kana munhu achinzi ane pauso papamhi anenge ane uso hwakafara.

Yadhi chipimo cheurefu, udzamu kana upamhi hwechinhu, chinoita mafiti matatu.

Kuti tambanu kudhadhanura zvakaita sejira kana mucheka, kuti upamhi nourefu hwazvo huoneke.

Mupimo mudziyo wose wose ungashandiswa kuera uwandu, uremu, urefu kana upamhi hwechimwe chinhu.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pamhidzira

Kupamhidzira kuwedzera zvinhu pane zvinenge zvagara zviripo. Kuti imba ikwane, pamhidzira zvitina mazana mashanu pamusoro.

Verenga

Swipe for the next word