Duramazwi
Zvinoreva
Kupamhidzira kuwedzera zvinhu pane zvinenge zvagara zviripo. Kuti imba ikwane, pamhidzira zvitina mazana mashanu pamusoro.

Katutsira itsika yekuti kana munhu achirondedzera nyaya, anopamhidzira nezvimwe zvekunyepa.
Kana munhu achikaurira nyaya anenge achitaura achipamhidzira kana kuwedzera zvimwe zvakawanda.
Kana munhu achinzi anotaura achipamhidzira anenge achitaura achiisa nepakewo achiwedzerera nezvaasina kuona kana kunzwa.
Zvakafanana
-tutsira · -pamha · -wedzerera · -wanza · -pamirira · -kudziridza
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pamhu
Kuti pamhu kudzokorora kuita chimwe chinhu chawamboita.
VerengaSwipe for the next word