KwaunobvaDuramazwiO

Duramazwi

Mazwi ane O.

101 Shona headwords beginning with O, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

oohobodedzaKana ukaobodedza chinhu unenge wachibika chikaibvisa...obodekaKana kudya kwaobodeka kunenge kwanyanya kuibvisa.obodoKuti obodo kubikika kwechokudya kwakapindiridza.ochadhimeadowochomoKuti ochomo kutaura usina kufunga, uchitaura zvisina musoro.ochomokaKuochomoka kutaura tunhu tusina musoro.odhariOdhari musevenzi wechirume wepachipatara anobatsira...odhitaauditodoKuti odo kurara hope dzekufa chaidzo.odoraKuodora zvirimwa kudzokorora kuzvigaya muchigayo.odzekaZvidzidzo zvezviwanikwa.odzvokaKuvhozhoka.ofisaMunyaya dzezvechiuto, chipurisa uye chihurumende, ofisa...ofisiImba yebasa (office).ofuOfu mukana unopihwa mushandi kuti ambozorora kushanda...oganzaOganza rudzi rwejira rakapfava rinoshandiswa pakusona...okeraMunhu anozivikanwa nenzira ye-.okisheniauctionokisijenioxygenokisijiniokusheniOkusheni inzira yekutengesa yokuti zvinhu zvinozotorwa...omaaridoma musoroKana munhu achinzi akaoma musoro anenge asingakurumidzi...omararahardenombaKana shumba ichiomba inenge ichiita ruzha runotaridza kuti...ombeKuti ombe kuisa jira kana chimwe chinhu mumvura kwenguva...ombe ombeKuti ombe ombe kukumba zvinhu zvose, pasina chaunosiya.ombedzaKuombedza jira kana imwe nhumbi kuiisa mumvura kwenguva...ombekaKana uchiombeka hembe unenge uchidziisa mumvura...omberaclapomboKuti ombo kubvisa zvinenge zviri pamusoro usingadziki...omboraKana uchiombora unenge uchibvisa zviri pamusoro...omeraKana chinhu chikaomera pane chimwe chinenge chanamira...omerwaKana munhu aomerwa anenge asvika pakushaya zano...omesaseasoningomesa gotsiKana munhu akaomesa gotsi anenge aramba kudzorwa pane...omeseraKuomesera munhu kumuitira zvinhu zvoutsinye zvinoita kuti...omoKuti omo kubvisa uchi mumukoko kana pamwe paunenge...omokaKuochomoka.omoraKuomora chinhu chakaita sechivakwa kuchibvisa pachanga...onadetermineona nhamo tsvukuKuona nhamo tsvuku kutambudzika zvikuru pamusoro pechimwe...ona [-wona, -vona]Kucherechedza nemaziso kana nendangariro.ona yepamhandaKu-ona yepamhanda kuva iwe une mutoro wekutakura nhamo...onanaKuonana kutarisana kunoita vanhu vaviri kana kuti...onashipiKana uine onashipi yechimwe chinhu unenge uri muridzi...ondaskinnyondefigondoOndo ivhu rakaoma rinenge rakamandana.ondomoKuti ondomo kuwira pasi kwepanenge pakavakwa.ondomokaslideondomoraKana uchiondomora chiumbwa unenge uchichipaza, kazhinji...ondongaKuvhiringa.ondorokaKana munhu aondoroka anenge atetepa kupfuura zvaaimbova...onekaappearonekedzofarewellonekeraKana chinhu chichionekera chinenge chichitaridzika...oneraKana munhu akati undomuonera mumwe munhu anenge achireva...onereraKana munhu achionerera anenge achiona zvinhu...onererwaKuonererwa kufarisa kunoita munhu paruzhinji achida kuti...onesaKuratidza.ongaKukwezva.ongomaKana munhu achiongoma anenge achiratidza kusuwa kwake...ongororaanalyzeongororoanalysisongotedzaKuongotedza kuche ngetedza chinhu kuti chisakangani sika...onisaKuratidza chimwe chinhu pane vanhu kuitira hunyanzvi kana...onjorokaMudzimai wezuro.onoraNdinofamba shure kwemhuka kuitira kuzorodza.onororainspectonyanaKupenya nenzira yeruzivo pameso.onyeniHanyanisi.onyokaKana munhu achionyoka anenge achitaura zvinonyadzisa pane...onyoraKuonyora chinhu kuchi rova-rova kuti chigomare.onzaKana ukaonza munhu une-nge wamuita kuti apere muviri...oparesheniOparesheni kuvhiyiwa kunoitwa munhu achibviswa kana...oparetaoperatoropenaOpena kamudziyo kanoshandiswa pakuvhura mabhoto-ro kana...oradecayora mwoyoKana munhu akaora mwoyo a-nenge ashaya chivimbo chokuti...ore oreKuti ore ore kuunganidza zvinhu zvakawanda panzvimbo imwe...orenjiorangeoreraKana nzvimbo ichinzi yakaorera inenge ine ivhu rine...ororaKana uchiorora munhu unenge uchimuitira zvinhu...OsitireriyaaustraliaOsitiriyaaustriaotaKana midziyo kana mbatya zvikaota zvinenge zvasukwa...otiOti izwi rinoshandiswa kutaridza kuti pamwe ndizvozvO.otokaKana munhu achiotoka anenge achingotaura nezvisingafanirwi...otomatikiautomaticototoKuti ototo kushaya simba mumuviri.otsimhuka, unenge wachipfavisa musure mokuchisukuta.otsiraKuvhanyira muviri kune dambudziko remasere (to sneeze).otsokaKana muti wakaotsoka unenge wakarembera nokutakura muchero...ovhataimiovertimeovheniovenoyiriMafuta emuchina kana ekubikisa (oil).ozha [-wozha]Kana waozha unenge wataura zvinhu zvisina musoro.ozhoOzho ihari yevhu inenge isati yapiswa.ozoniOzoni imhando yeokisijini inodzivirira nyika kubva...

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store