Duramazwi
onda
skinny · thin
Duramazwi
skinny · thin
Kana munhu akaonda anenge akatetepa muviri nokuda kokurwara, kutambudzika mupfungwa kana kuti kokushaya chikafu chinovaka muviri chakakwana.

Mugore renzara vanhu nezvipfuyo vanoonda nekushaya zvokudya.
Duramazwi
01 / 03onde
fig
VerengaSwipe for the next word