KwaunobvaDuramazwiU

Duramazwi

Mazwi ane U.

504 Shona headwords beginning with U, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 1 pa3

ubabaUbaba kuva nechinhanho chokuva munhu anoriritira mhuri...ubasaUbasa isimba nechido chokuita chose chose wakagwinya.ubatwacustodyubhanditiUbhanditi kuva musungwa zvekuti unenge uchipika jeri...ubhinyaUbhinya maitiro okubata mumwe munhu womumanikidza kuti...ubhuruUbhuru maitiro e n'ombe hono isina kuchekwa, painenge...ubhurutuUbhurutu kuva munhu akapusa anenge akavhiringidzika musoro.ubvunyuKuti ubvunyu kudambuka zvinyoronyoro kwechinhu chichibva...ubvunyukaKuubvunyuka kubva kana kudambuka zvinyoronyoro, kwechinhu...ubvurubvuruIzvi zvimabandi kana zvimafufu zvinosarira panochekwa...ubvururuUbvururu kumwararika kwezvinhu mumba, kana pane imwewo...uchabuyaUchabuya kuva munhukadzi akura anenge asina murume.uchanjaUchanja mudziyo usingaremi wokurarira, unogona kushandiswa...uchaonaKana munhu achiti uchaona anenge achitaura kuti ane...uchapupucorroborativeuchecheUcheche inguva yekunge munhu achiri mwana mudiki, mumazuva...uchembereUchembere maitiro emunhukadzi akura chaizvo pazera.uchenjeriwisdomuchenyeUchenye itsika yekutsamwa uchipindura vamwe nemazwi...uchihoneyuchikaKana munhu achiti auchika munhukadzi anenge amupa mushonga...uchingiUchingi mubhadharo unopiwa mudzimai anenge agamuchira...uchinjaUchinja matanda akarukirirwa namakavi anoshandiswa...uchiraapplauduchiroUchiro mubhadharo unoita kuti mukuwasha achikwanisa...udadaKana munhu ane udada anenge asingakwanisi kuita zvaanenge...udangwebirthrightudaudauKana zvinhu zvichiita udaudau zvinenge zvichitomoka kuenda...udeUde inzvimbo yomusango inowanzowanikwa mhuka dzakaungana.udekaroUku kutedza kwezvinhu, sezvinoita derere.udhadhaKana munhu achinzi ane udhadha anenge akapusa...udhudhuKana munhu achinzi ane udhudhu pfungwa dzake dzinenge...udikichildhoodudokoDudziro yekuve chinhu chidiki panyama kana pazera...uduKunzi udu kurohwa nechinhu chinosvikoputsika chakaita...udubeUdube kuita kwemunhu anenge aine chitsotsi chisinganyatsi...udukaKuvhurika kwenyaya pamberi pedare.udukuchildhoodudukutaUdzenga.udumbwiUdumbwi rudzi rwamasvosve akaita matsvuku anoruma zvikuru.udundweKana munhu achinzi ane udundwe anenge achitadza kushandisa...udununuKana munhu achinzi ane udununu anenge ari munhu...uduraKuudura kutema chinhu nevhinga kana chimwe...uduutuuKana munhu ahinzi ane uduutuu anenge ari munhu akapusa...udyiUdyi imhuka kana shiri dzinoparadza mbeu dzichiri mumunda.udyireselfishnessudyuKuti udyu kubudisa maziso kunokonzerwa nokutya kana...udyuraKuudyura maziso kuavhura zvakanyanya, sezvinoita munhu...udzaconveyudzamudepthudzengaUdzenga itsika yokuita zvinhu zvakaipa zvisingafadzi vamwe...udzimbaUdzimba ruzivo pakuvhima.udziraKana mwana wechikoro achiudzira mumwe anenge achimutaurira...udziriraKana munhu akaudzirira mumwe anenge ataura mashoko...udzvanyiririexploitationudzvinyiriritotalitarianudzvuraKana munhu akaudzvura chibage, anenge achidira pamwe panhu...ufakaziUchapupu.ufendeKana munhu achinzi ane ufende anenge achiwanzogara aine...ufevefornicationufeyaUdhudhu.ufuKushaikwa kweruzivo panyama.ufudziUfudzi imombe kana chimwewo chipo chinopiwa sekutenda...ufumiKuva nezvinhu zvakawanda neupfumi munhoroondo yepasi...ufuroUfuro inzvimbo ine uswa hunodyiwa nezvipfuyo.ufuzabarbaricugambaUgamba ibudiriro pane zvinoda kuzvipira noushingi.ugandaUsahwira.ugandangaterrorismugaririUgariri itsika yekuroora yaiitwa kare, murume achigara...ugaroresidenceugashurarirana kwake nevaanogara navo.ugashwaUtsinye.ugedeUgede itsika yekutambudza munhu achangosvika panzvimbo...ugoUgo inhoroondo yokukosha kwakaita zvimwe zvinhu. Vana...ugogoChikope.ugombeUgombe kamudziyo kanoshandiswa kuteya shiri, zvokuti shiri...ugoveriUgoveri isimba rokuchengeta zvinhu zvawapiwa, nokuona kuti...ugoviUgovi idoro rinopiwa kumunhu anga achipa vanhu doro...uguguUgugu chiveve chemazino, chinoita kana munhu anyanya kudya...ugwabvuUgwabvu maitiro ekuramba uchingozvikwenya zvakasimba.ugwetaUgweta ibasa rokumiririra munhu anenge ane nyaya iri...ugwiriUgwiri kuzvionesera kunoitwa nemunhu akapfuma.uharahwaUharahwa maitiro emunhurume akura chaizvo pazera.uhedheniUhedheni mugariro wekusava nei nezvechiKristu. MaKristu...uhureUhure magariro ekuti chero mukadzi kana murume wawaona...uhwoUhwo chiratidzanzvimbo chekure chemazita emumupanda 14.uhwuUhwu chiratidzanzvimbo chepedyo chemazita omumupanda 14.uipieviluivaivaUivaiva idziva guru rinenge rakadzika chaizvo.ujahaukaukamakinshipukariKana munhu ane ukari anenge achikasika kushatirwa.ukaririUkariri kuve nechivimbo chekuti zvawakatarisira zvichaitika.ukashaUkasha maitiro ekushatirwa anoitwa nemunhu kana mhuka.ukasvisviUkasvisvi idziva guru rinenge rakadzika chaizvo.ukataUkata kumbova wega panzvimbo.ukatakatastrewnukavayaUkavaya ndepokurara panenge pangogadzirwa chimbi-chimbi...UkireniukraineukiroUkiro inzvimbo inorapira n'anga, inenge iri nechekunze...ukoUko chiratidzakure chenzvimbo chemazita emupanda 15 ne17.ukobvuthicknessukomaUkoma kuve mukuru pane vamwe vana vawakabereka navo.ukombaUkomba kutaridzika kunoyevedza kwemunhu anogona...ukombwaUkombwa zvinhu zvinomera mumvura isingaereri zvinenge...ukondeUkonde inzira yokubata nayo mhuka, yokuti vanhu...ukopokopoIyi inzira yokunyengedza vanhu kuti vakupe zvaunoda.ukororoukoshaUkosha kusanzwa zvakanaka kwomuviri womunhu.ukoshisignificanceukristuUkristu mugariro wokutevedzera tsika dzechikristu...ukuUku chiratidzapedo chezita emupanda 15 ne17.uku nekokoKuno nekoko.ukukutuUkukutu kuoma kwepasi.ukuriUkuri madziro omukati memba.UkuruexcellencyukurudzaKukurudza mumatambudziko.ukurukuChikuruku.ukusvusvaUkusvusva mudziyo mukuru unokwanisa kutakura zvinhu...ukutaKuhukura.ukwirikoUkwiriko mukana unenge uri pagomo rinonetsa kukwira...umaUma kamwe kakuchenuruka kekunze kakanyanya, kanoita kana...umaiUmai kuva mubereki wechikadzi. Kana vakarera mwanasikana...umambaraUmambara kuita zvinhu zvisingafadzi vamwe, zvine...umambokingshipumatsiUmatsi kusanzwa kwenzeve kwekuti munhu anenge akangozvarwa...umbaMuterera.umbanidzaKuumbanidza kubatanidza zvinhu zvinenge zvichida...umbavhaburglaryumbeKuti umbe kuunganira chimwe chinhu nokukasika.umbidziraKuumbidzira kuvakirira chinhu pasi pacho nokuita...umbimbindogabigotryumbiraKana vanhu kana zvinhu zvichiumbira chinhu zvinenge...umbiridzaKuumbiridza kuvaka chinhu chakasakara uchishandisa...umbirimiexcellenceumbiriri-mbiririKuita umbiriri-mbiriri kusweroshanda zvekuti pakapaka basa...umbishiimmaturityumboodetailumbowoGwaro kana mashoko anoratidza chokwadi chenyaya iripo...umbozhaluxuryumbukaKuumbuka kushanduka kunoita chinhu pamataridziro acho...umburaKuumbura kutanhaura nyimo dzichibva padzinde radzo.umburu(tuko) Umburu maitiro ekuzvikudza anoitwa nemunhu ane...umburudzaKuumburudza kusunda kana kukweva chinhu, zvokuti...umburudzanaKana vanhu vachiumburudzana vanenge vachiitirana mutsimba...umburukaKuumburuka kutambira muhuruva sezvinoitwa nepwere kana...umburutsaKukonzera kuteu mumatambudziko.umbwaconsistumbwendeUmbwende maitiro emunhu anotya zvakanyanya.umeraKushaikwa nzeve dzeruzivo.umhandaravirginityumhanduhostilityumharadziUmharadzi mweya wekupunza nokuda kukanganisa...umhareheroicumhizhacraftsmanshipumhombweUmhombwe kurara nemunhukadzi kana munhurume zvisiri...umhondimanslaughterumhukaUmhuka kuve netsika dzakaipa dzisingaenderani...umhutuUmhutu kabhururukwa kanowanzoita kunonaya kuchidziirira...umiUmi muchero womuti unonzi muumi.uminiminiKana munhu achinzi anoita uminimini anenge achiita chinhu...umowhereinumuIchi chiratidzi chepedyo chemupanda 18. Mumba umu ndimo...umveemveeUku kufamba zvisina kurongeka kwevanhu vakawanda vari...umvurumvuruInzwi rinoshandisirwa pakutsanangura ruzivo.umwanaDudziro yekuita sezvinoitwa nevana (childishness).uMwarigodheadumweniKana munhu achinzi ari kuita zvoumweni anenge ane maitiro...un'ain'aiUn'ain'ai unyirinyiri hwemagetsi, marambi kana nyenyedzi...unaKana munhu achinzi ane una anenge asina hanya nechinhu...unakiUnaki kuva netsika nezviito zvakarurama, zvinoyemurwa...unakutextureunamatireligionunararaKana chirimwa chikaunarara chinenge chasvava. Kana...unaunaKana mashizha ati unauna anenge asvava, ava kuoma.undaMunda une zvirimwa.undandandaUndandanda kumira kunenge kwakaita zvinhu zvakawanda...underedecencyundiraKuundira kuumbidzira ivhu, pazvirimwa kunyanya.undondaUndonda kuve munhu asina kusimba pamuviri, anodhererwa...unduUndu idovi rinogadzirwa nemhodzi dzeruninga.undubvuraKuundubvura nyama yomunyepfu kuiruma nameno, uchiita...undukaKutanhauka.undukuraKuundukura kurima munda muchirimo, kuti uchengete unyoro.undumuKuti undumu kuwira pasi kunoita chinhu chinorema...undundaKuundunda kushaya mufaro kungaita munhu nokuda kwekurwara...undundikamiserableundunduKana munhu akati undundu anenge achiratidza kushaya mufaro...unduraKuundura kubvisa makushe pahuku kana shiri.undururaniAya maitiro outsotsi.undyariUndyari kuita zvinhu zvakaipa uchibudirira, mushure...undyireUndyire kufarira kudya zvevamwe mahara.une uneKuti une une kutaridzika kwemunhu asina mafaro kana asina...ungaUnga upfu hunogadzirwa nesimbi, hunopa mbumburu yepfuti...unga ungaKana mhuka kana vanhu vakati unga unga vanenge vauya...ungamaKutsveyama.unganacrowdedunganidzacollectunganocongregationungararaUngarara maitiro echitsotsi ekuitira vamwe zveujarijari.ungazaKudzungura.ungaziUngazi idziva rakadzika chaizvo.ungeKufanana nechimwe (like).ungiriraKana munhu achiungirira huni, anenge achidzinonga-nonga...ungoUngo vana vanoberekwa nomuungo, kamuti kanotatanda...ungononoKana munhu achiita ungonono anenge achirarama upenyu...ungudzaKuungudza kuchema nezwi riri pamusoro, rinonzwisa tsitsi.ungukaKuunguka kubva kunoita zvinhu zvinenge zviri nechapamusoro...ungumaKuunguma kuita ruzha rukuru.unguraKuungura kubvisa zvinhu zvinenge zviri pamusoro pezvimwe.ungururuKana munhu akati ungururu anenge akagara pane vamwe...unguzaKuunguza kuita kuti munhu anzwe kuneta kana kuita...ungwandangwandaUngonjongonjo.ungwarudiscernmentunhariUnhari kutaurisa komunhu, asingadi kupawo vamwe mukana...unhengomembershipunhereraUnherera kuve mwana akafirwa namai nababa.unhesvaUnhesva kutetepa nokupinza kwesimbi nechekweku-pedzisira...unhevaUnheva kushaya simba kwemwana anenge azvarwa ari gavamwedzi.unhezaUnheza kuva munhu anenge aine makumbo ane mateya.unhinhireluctanceunhudispositionunhubuUnhubu kuita mabasa anonyadzisa asi iwe zvichikufadza...unidzaKana ukaunidza chirimwa unenge waita zvinokonzera kuti...univhesitiuniversityunoIchi chinan'anuri chinomirira mazita emipanda 1, la ne3...unonweUnonwe inzvimbo, yakaita sebani, inogara ine mvura.unukaKuunduka.ununduUnundu rudzi rwechipembenene kazhinji chinokwe-zvewa...unuraIyi irebeso yechiito inoratidza kuti chiito chamboitwa...unyaKuunya kudzoka kunoita ganda kana jira ratsva kana kudirwa...unyaiUnyai kuve iwe unofambisa mashoko pakati pevakuwasha...unyan'anyaKana zvinhu zvakaita unyan'anya zvinenge zviri zvinhu...unyanaKuunyana kupetana-petana kunoita zvakaita sembatya...unyangaMufambiro wevakaipa panyaya dzehuroyi.unyanidzaKuunyanidza hembe kudzibata nenzira inoita kuti...unyanisaKukonzera kutadza munyaya.unyanzviArtunyaraUnyara kambuyu kanogona kuruma nokupinda pasi penzara...unyariUku kuva munhu anenge asina kugadzikana nokuda kwezvinhu...unyeUnye tumvere tunoswinya, tunowanika pane mimwe miti kana...unyeiKana munhu akanzi ane unyei anenge achifarira kutaura...unyengedzideceptionunyenyeUnyenye kuwanda kwezvinhu kana vanhu.unyerereKuzenzera mheremhere.unyirinyiriUku kutaimataima kunokonzerwa nokupisisa kwezuva.unyiririUnyiriri kakurwadzirira nekakuteta kanoita nhengo yemuviri...unyopeUnyope kusada kuita basa kana kusada kushandisa pfungwa.

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store