KwaunobvaDuramazwiUudzimba

Duramazwi · zita

udzimba

Zvinoreva

Udzimba ruzivo pakuvhima.

1

Udzimba ruzivo pakuvhima.

Udzimba imhuka dzinenge dzaurayiwa nemuvhimi, dzamirira kuvhiyiwa.

Vanhu vakazoparadzana voenda kudzimba dzavo Tadiwa ndokubuda hake kwave kusara irimo ega.

Zvaitaurwa izvi zvaifanirwa kusara pajakwara ipapo kwete kuzoenda kudzimba.

2

Udzimba imhuka dzinenge dzaurayiwa nemuvhimi, dzamirira kuvhiyiwa.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

udzira

Kana mwana wechikoro achiudzira mumwe anenge achimutaurira mhinduro dzinodiwa pabvunzo muchihwande.

Verenga

Swipe for the next word