Duramazwi
Mazwi ane I.
224 Shona headwords beginning with I, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.
i-DIchi chivakashure chezvindori chinoiswa mushure memazita...I-iKuti i-i kuratidza kuremerwa nezvawakatakura.i-i-iIri izwi rokukanuka rinoratidza kakufarira mukati.i kIri izwi rokukanuka rinoshandiswa kutaridza kusagutsikana...ibuIbu inzungu inenge isati yakora.ibvaripeibvikneeibvisaKana munhu achinzi aibvisa zvirimwa zviri mumunda zvinenge...ibwerockichangopfuurarecentlyichi-continuouslyichiberekaproducingichoappriseichochiIchi chiratidzapedo chetsinhiro chomupanda 7.ichochovitallyidisincerityidoIdo muchero unoberekwa nomuti unonzi mudo.idyaIdya itsinga huru yomuviri kubvira pabvi kusvika muchiuno.idyoIdyo kugara munhu achingodya.idzatemptidziIchi chiratidzapedo chomupanda 10.idzoIchi chiratidzakure chomupanda 10.idzodziIchi chiratidzapedo chokutsinhira chomupanda 10.idzodzoIchi chiratidzakure chetsinhiro chinoshandiswa mumupanda 10.idzvanewigiraKuigira kutora chinhu uchienda nacho kune mumwe.igowaspigomombeIgomombe rudzi rweigo guru rakatsvukuruka uye rinoruma...ihwoIchi chisazita chinogona kutora nzvimbo yezita mumupanda 14.ihwohwoIchi chiratidzakure chetsinhiro chinoshandiswa mumupanda 14.ihwohwuIchi chiratidzapedo chetsinhiro chinoshandiswa mumupanda 14.iiiīIjipitaegyptikIri idzinde rechinan'anuri chinoratidza chaicho chiri...ikaIyi irebeso kana kuti chivanduriro chechiito chinoratidza...ikoIchi chisazita chinogona kutora nzvimbo yezita mumupanda 12.iko zvinoKana munhu akati iko zvino anenge achireva panguva iyoyo...ikokothitherikokuIchi chiratidzapedo chetsinhiro chomupanda 17. Ikoku kumba...ikoyoPanzvimbo iri kutaurwa kure (there).ikozvinonowikwetaequatorikwezheniIkwezheni isvomhu ine mativi maviri akaenzana.imbahouseimba huruIyi imba yakakura.imba yekurarabedroomimba yepamusoroupstairsimbwadogimbweImbwe mutambo uno-tambwa nevanhu vaviri vachishandisa...imheImhe itsembe rembeu rinosara mushure mekunge tsanga...imiyeimi woyeUku kutaura kunoita munhu achitsvaka kuti vanhu...imoIchi chisazita chomupanda 18.imomoIchi chiratidzakure chetsinhiro chinoshandiswa mumupanda...imomuIchi chiratidzapedo chekutsinhiro chinoshandiswa mumupanda...imviImvi ivhudzi romunhu rinenge rava kuchena rakatarangana...imwe nguvasometimeimwe nziraalternativeinafourindaliceinda musangoKana zvinhu zvichinzi zvainda musango zvinenge zvatora...indanetiIndaneti idandemutande remakombiyuta rinoita kuti vanhu...indasitiriindustryindavhiuinterviewindavhiyuinterviewindidzanaKuindidzana kuita zvinhu makaererana pasina anosiya mumwe.indipendenziIri izuva rinocherechedzwa kuzvitonga kwenyika yambenge...indiriraKuindirira kupfuurira mberi nokuita chimwe chinhu.IndonezhiyaindonesiaindyeIndye ibudzi rinovava zvokuti haridyiki.ine musorotitledingaKuratidza kushamisika nenzira yehurukuro.ingiinkingidzaKupamhidza.ingiraKuingira chokudya kuchikanga kana kuchigocha zvekuti...ingubhetaIngubheta muchini wemuchipatara unoiswa mwana anenge...ingweleopardinimeinifanduriinfantryinigiridhiendiIchi ndechimwe chezvinoshandiswa pakubika zvinenge...ininiIchi chisazita chetsinhiro chireva nyakutaura pachezvake.inishuwarenziinsureinivhoisiinvoiceinivhoyisiinvoiceinjiniengineinjiniyaengineerinjisiinohereininobatanidzaconnectsinobatsirahelpsinobhadharapaysinobvumiraallowsinochinjikaadjustableinodereradecreasesinodziviriraprotectsinoenderera mbericontinuesinofadzathrillinginofambiswadriveninogaralastsinogarwahabitableinoitaconduciveinokoshacrucialinokuragrowsinokwanisikaaffordableinomirastandsinomiririrarepresentsinomukaarisesinopaprovidesinopisaparchinginoratidzaintermittentinorondedzerarelatesinosanganisacombinesinosanganisiracomprisesinosanganisirwaincludedinoshandaappliesinoshandisausesinoshumareportsinosvikaarrivesinotakuracarriesinotakurikaportableinotangabeginsinoteveranextinotistatesinotongwadomaininotoratakesinotsigirasupportsinotsigirwasupportedinotungamiraleadsinovandudzadevelopsinovimbisaensuresinowanikwainterfaceinowedzeraextendsinoyangararafloatinginoyereraflowsinstitutioninstitutional(instrument) pitowhistleinuraIyi irebeso kana kuti chivanduriro chinoratidza kushandura...Inventoryinventoryinyn'oInyn'o inhengo yemhuka, shiri kana munhu inobuda netsvina.inzvaKuinzva kuva netarisiro kana ruvimbo mune chimwe chinhu.inzwahearinzwisoundIonionipaadverseipapothenceipapo apoIchi chiratidzakure chokutsinhira panzvimbo pacho panenge...ipiraKana chinhu chine zvachakaipira chinenge chiine...ipisaKuipisa chinhu kuchikanganisa chichisara chisisina kumira...ipoIchi chisazita chomupanda 16.ipwaIpwa chirimwa chinenge mugunde chinokura kue-iraKuzvidzivirira nenzira yeruzivo.IrakiiraqirasaKuirasa kuita zvinhu zvinozopedzisira zvovhiringa zvimwe...iriIchi chiratidzapedo chinoshandiswa mumipanda 5 na21. Iri...irikaKuirika kupamhidzira zvimwe zvinhu pane zvimwe.irikidzaKurumbidza.iripoavailableiroIchi chiratidzakure chinoshandiswa mumipanda 5 ne21. Bhazi...iroriIchi chiratidzapedo chetsinhiro chinoshandiswa mumipanda 5...iroroIchi chiratidzakure chetsinhiro chinoshandiswa mumipanda 5...irwoIchi chisazita chinoshandiswa mumupanda 11. Irwo rudziirworwoIchi chiratidzakure chetsinhiro chomupanda 11. Rwizi...isaputishaChakata.ishechiefishwaIshwa zvibhururukwa zvinobuda muchuru kana kwanaya...isina kugadzikanaunstableisina kukwanaincompleteIsitaeasterIsraelIsraeliisuourselvesisusuIchi chisazita chetsinhiro chinoreva vananyakutaura.isviIchi chiratidzapedo chomupanda 19.isvoIchi chiratidzakure chemupanda 19.isvosviIchi chiratidzapedo chetsinhiro chemupanda 19.isvosvoIchi chiratidzakure chetsinhiro chemupanda 19.iswaIswa chigadzirwa chinorukwa nemapote, chakafanana negudza...itabehaveItariitalyIthiyopiyaethiopiaitisayitirana nharoargueitsvanewitsvoinmostitswaKuve wakaitwa chiito chekuitwa.itwaimplementedivavaIchi chiratidzapedo chetsinhiro chinoshandiswa mumipanda...ivavoIchi chiradzatikure chetsinhiro chinoshandiswa mumipanda...ivhiki yakoKana munhu akakuti ivhiki yako anenge achireva kuti hameno...ivhuClayivothemiwaIyi irebeso yokuitwa kana kuti chivanduriro chinoratidza...iwaraMunhu ane unhu hunoshamisa.iwawoZvinhu zviri kure izvo.iwaya [iwawa]Ichi chiratidzapedo chetsinhiro chemupanda 6.iwayo [iwawo]Ichi chiratidzakure chetsinhiro chemupanda 6.iwethouiwe pachakoyourselfiweweIchi chisazita chokutsinhira chinomirira nyakutaurirwa.iwochurningiwoyo [iwowo]Ichi chiratidzakure chokutsinhira chemupanda 3.iwoyuIchi chiratidzapedo chetsinhiro chemupanda 3.iyaIri izwi rinoshandiswa kuratidza kukatyamadzwa nezvinenge...iya [iye]Ichi chinan'anuri chemipanda 9 ne10 chinoratidza kuti...iyanaKuyanana.iyeheiye zvinoIko zvino.iyesuZita raJesu Kristu nenzira yekunamata.iyeyeIchi chisazita chetsinhiro chinomirira nyakutaurwa.iyiIchi chiratidzapedo chemipanda 4 ne9.iyoIchi chiratidzapedo chinoshandiswa mumipanda 4 ne9.iyoyiIchi chiratidzapedo chetsinhiro chinoshandiswa mumipanda 4...iyoyoIchi chiratidzakure chetsinhiro chinoshandiswa mumipanda 4...izanaKuchinjana.IzirayeriisraelizvezviPanguva ino chaiyo (now/right now).izvitheseIzvowheretoizvozvi [izvezvi]Kana munhu achiti izvozvi anenge achireva nguva yakare...izvozvoIchi chiratidzakure chomupanda 8. Zvidhina izvoζνο hazvina...izwitermizwi guruKana munhu achinzi ane izwi guru anenge achitaura...izwi rekutapaIri ishoko rinege rauya mumutauro rikatotambirwa asi iro...izwi rokuumbiridzaPane zvemaumbirwo omutauro, iri ishoko rakareba...

