Duramazwi · zita
ibvi
knee
Duramazwi · zita
knee
Nhengo yemuviri inopeta gumbo pakati (knee).
Nhengo yemuviri inopeta gumbo pakati (knee).
Duramazwi
01 / 03ibvisa
Kana munhu achinzi aibvisa zvirimwa zviri mumunda zvinenge zvasvika panguva yokuti zvinogona kudyiwa kana kukohwe-wa.
VerengaSwipe for the next word