Duramazwi
Mazwi ane K.
1665 Shona headwords beginning with K, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.
Peji 1 pa7
kIyi inzvanyira inodaidzwa ichinzi keyi, inowanikwa pakati...kaEdka ka kaKuti ka ka ka kukweva tambo kana waya kuitira kuti isunge...kabaKaba kamuchinjiziri kaita denderedzwa kanoitwa nemvura...kabada kabadaKufamba uchizvuva tsoka.kabadikaKukabadika kufamba munhu achikurumidza uye uchitwasanudza...kabangaChiwaya.kabaticupboardkabharetaKabhareta ipati yepamotokari munosangana peturu nemhepo...kabhejicabbagekabhineticabinetkabhokisiBhokisi duku rekuchengetera zvinhu (small box).kabhonicarbonkabiJon'osi.kabichicabbagekabiraKudya zvakawanda nokukasikira.kabisiraKabisira idoro rinobikirwa vanhu vashoma kuti vanwe...kabokoKaboko rudzi rwenzungu inoita mafuta akawanda.kabuKuti kabu kuruma chimwe chinhu nekukurumidza.kabu kabuKuti kabu kabu kutunga nenyanga.kabukaKukabuka kuzara kwechimwe chinhu.kabvauKuti kabvau kudambura kana kucheka chinhu panzvimbo huru.kabvauraKana wakabvaura chinhu unenge wachicheka kana kuchibvarura...kabvuKuti kabvu chinhu kuchibvarura kana kuchicheka nepakuru.kabvuraKukabvura chinhu kuchicheka nepakuru uye zvakadzika.kabwadaKana dumbu kana kuti saga rakati kabwada rinenge rakawira...kabwadikaKukabwadika kuwira mukati kunoita dumbu kana kuti saga...kachaKukacha sadza kurikanda nekurigamha riri mundiro...kachasuKachasu idoro rinobikwa nesadza, mbiriso neshuga, rinotora...kachecheRusvava.kachiKuti kachi kudzipwa nemate kana chokudya chinenge chamira...kachidzachokekachigwereKachigwere kakwenzi kane mashizha anonhuhwirira...kachikiraKubata kana kuita uchikasikira.kachiraKukachikira.kachirevoKachirevo mashoko mashoma ane udzamu, anonongotaurwa...kachuKana wati chinhu kachu nebwe unenge wachitswanya.kachu kachuKuti kachu kachu kudya kunoita imbwa.kadabuKuti kadabu kubvisa chipandi nokuruma kana kucheka.kadambaricomputingkadaniKadani chuma chinosungirirwa muhuro semucheno.kadeketyeKadeketye munhu anotaurisa, kazhinji mukadzi.kadendeMudziyo muduku wekumvuvumo.kadhakwaKadhakwa kambuyu kanofarira kugara pamusoro pedoro riri...kadhicardkadhibhodhicardboardkadhibhokisiKadhibhokisi mudziyo wokutakurisa, wakagadzirwa nebepa...kadhinaricardinalkadidiyaKadidiya munhu ane mumhu mudiki chaizvo.kadonongoreUyu munhu anotaura zvakatsetseka, asingakakami.kadonzvoKadonzvo mudikani wako wepamwoyo, mukomana kana musikana.kadzaBendekete.kadzimuKadzimu mweya womufi unoramba kunyaradzwa kana kuripirwa.kadzvaKuti kadzva kuisa chinhu chakaita sejuzi pafudze.kafiramberiKuitwa kafiramberi kukuvadzwa kana kurohwa kwakanyanya...kafiriraKafirira kuramba uchingoshingirira pakurwa kunyangwe...kagaKana munhu ati kaga anenge adonha negotsi.kagocargokahaKuti kaha kutaridza kushamisika nechinhu.kahadzikaKukahadzika kushamisika nokuda kwezvaunenge waona kana...kahananaKuti kahanana kugangaidzika nechinhu.kaiKai izwi rinoshandisa kureva kanhu kadikidiki chaizvo...kaidaKana munhu achikaida mvura iri mune chimwe chinhu, anenge...kairaKukwanisa kutarisa nenzira yehutano kure.kaitiKaiti chigadzirwa chakareruka uye chinobhururuka...kajongweKajongwe rudzi rwechimerwa chomusango, chinobumba pasi uye...kakaKana muchikaka waya kana tambo munenge muchiikweva kana...kakabvuKuti kakabvu kuruma chipandi chikuru kubva pachinhu...kakabvuraKukakabvura kuruma chipandi chikuru kubva pachinhu chakaoma.kakacha kakachaKuti kakacha kakacha kumhanya kunoita bhiza.kakachiKuti kakachi kubvuta chinhu wobva wachidya.kakachiraKukakachira chinhu kuchibvuta wobva wangokurumidza kuchidya.kakachuKuti kakachu kudambura sezvakaita nyama nemazino.kakaiKuti kakai kufamba uchienda kudivi, zvinoratidza kuti...kakai kakaiKuti kakai kakai kufamba zvishoma zvishoma sezvinoita...kakairaKukakaira chinwiwa kuchinwa chose usingafemi kana...kakamaKundandama.kakamiraKukwanisa kutaura nemazvo kashoma pano.kakanukaKukakanuka kuzvuvika kana kubuda kunoita chinhu chichiuya...kakanuraKukakanura kubaya kunoita minzwa yakawanda ichikukwenga...kakanyaKuti kakanya kufamba munhu achizvitutumadza.kakanya kakanyaKuti kakanya kakanya kufamba uchizvuva nyama dzako...kakanyadzaKana munhu achizvikakanyadza anenge achizvida,kakanyaraKukakanyara kuunyana nokuoma, sezvinoita dehwe remhuka...kakanyuKuti kakanyu kutwasanudza waya nokuikweva.kakanyuraInzenze yeruzivo.kakara kakaraKuti kakara kakara kufamba zvishoma zvishoma uchiita kunge...kakaradzaKukakaradza kukweva chinhu chiri kuramba kana kuti...kakararaarguekakaridzaKutsanangura mashoko nenzira yerubatsirwo.kakarikaKukakarika kumhanya kwechinhu chine mumhu muho-mbe.kakaritsaKukakaritsa chinhu kuchisimudza kana kuchisunda, uchitoita...kakashaKuva wakasimba kure nenzira yeruzivo.kakasha kakashaKuti kakasha kakasha kufamba kwemunhu kana mhuka yakaita...kakashuKuti kakashu kurara komunhu akafa.kakashuraKukakashura chinhu chakaoma kuchidambura nemazino kana...kakataKuti kakata kuita nharo dzisingadzoreki.kakatikaKukakatika kumhanya kunoita bhiza.kakauKuti kakau kuruma nokudhonza nyama yakaomarara kana kuti...kakauraKukakaura kuruma nokudambura nyama yakaoma, zvikiru runda.kakavaKuti kakava kuita nharo dzokusada kunzwa zvinofungawo vamwe.kakavadzaKana uchikakavadza munhu unenge uchimupikisa kana...kakavadzanacontroversykakavaraKukakavara kuita nharo dzakasimba usingadi kunzwa...kakavi kakaviKuti kakavi kakavi kunyatsokweva chinwiwa chaunenge uchinwa.kakawandawoefullykakaya kakayaKuti kakaya kakaya kunetseka pakufamba kunoratidza kuti...kakiKaki rudzi rwemucheka wakasimbarara unoshandiswa kusona...kakwembeKakwembe munhuwi wakaipa unobva pamuviri womunhu.kamacombkama mariKukama mari kuita chinhu chinokuburitsira upfumi...kamafurashicamouflagekamanisaKukamanisa kushevedzera mombe dziri pajoki, kana kuti...kamanya kamanyaKuti kamanya kamanya kufamba nokukurumidza.kamanyikaKukamanyika kufamba kwemunhu achikurumidza chaizvo.kamasaKamasa kamuti kadiki kane hunde yakacheneruka, nemapazi...kambatortoisekambairacrawlkambanicompanykambasha kambashaKuti kambasha kambasha kunanaira pakufamba, sezvinoita...kambasicampuskamberevereKana vanhu vachiti kamwe kanhu kamberevere vanenge...kambiraKukambira nyaya kungoerekana waipindira usati...kambu kambuKuti kambu kambu kudya chikafu neminwe uchikurumidza.kamburaKana uchikambura bota unenge uchiridya uchiita...kambuyuinsectkameracamerakamhi kamhiKuti kamhi kamhi kutadza kufamba zvakanaka nokuda kokuteta...kamhinalimpkamucombkamuchichiKamuchichi munhu ane tsika yekungogaropopota chero pasina...KamudziramembranekamufararaKana uchikambura muriwo unenge uchiita zvokuuseva, asi...kamufereferebreezekamukaKana zvinhu zvakamuka zvinenge zvaparadzaniswa, kubva...kamukiraKukamukira munhu kumupomedzera mhosva yaasina.kamukoreKamukore maitiro ekupinganidza gumbo rako pane remumwe...kamukowokoAka kadimbu kadikidiki kenguva.kamuradivideKamurilodgekamutsaKamutsanedako.kamutsanedakoAka kasadza kana kumwewo kudya kunobikirwa murume...kamweoncekan'aKuti kan'a kurambisisa kuita chaunenge wanzi uite.kan'auraKukan'aura chinhu kuchicheka kana kuchitimba zvakasimba...kanaeitherKanadhacanadakanairaKana dumbu rakakanaira rinenge rakafovera nokuda...kanan'anaadamantkananaKanana kanhu kadikidiki kana kuti katsika kanoipisa kana...kananairwaAka kachisi-kwa kose kadiki kanofamba pasi uye zvishoma...kananguraKukanangura kushandisa mutauro unonyadzisa, uye...kandalaunchkandiIri izwi rinoshandiswa nomunhu anenge ashamisika kuti...kandidzanaKana vanhu vachikandidzana chinhu vanenge vachichipotsera...kandidziraKukanda.kandinicanteenkandiraKukandira kudonhesa mazai kunoitwa nehuku kana shiri...kandiriKandiri musambo wemumhanzi wakapfava unoimbwa...kandondoKandondo idombo rinomara, rinoshandiswa kurodza mapanga...kanduKuti kandu kupotsera chinhu nechimbichimbi.kanduraKukandura chinhu chine ganda kuchimenya, uchiita...kandurucandlekangafrykangaiKuti kangai kuva noruvara rwuri pakati poupfumbu...kangaidzaconfusekangamirisiIchi chibage chino utsvuku hweorenji, chinowanzotengwa...kangamitiKangamiti inyoka ine ruvara rwegirini, inogara mumiti uye...kanganda kangandaKuti kanganda kanganda kufamba kunoburitsa mutsindo...kangandikaKukangandika kufamba munhu achitsika pasi zvino mutsindo.kanganiIri izwi rinoshandiswa kubvunza kuwanda kwezvinhu zvinenge...kanganikaKana chinhu chakangani-ka chinenge chasiyirwa nokuti...kanganikwaKuve wakakanganwa nhoroondo.kanganisadistractkanganisa-kanganisakanganwaforgetkanganyaChanjama.kanganya kanganyaKuti kanganya kanganya kufamba uchienda nedivi kana kuti...kangaraKuti maziso kangara kuabudisa uchidzvokora kana kuratidza...kangavira [-kangaira]Kukangavira kuva noruvara rwuri pakati poupfumbu...kangaya kangayaKuti kangaya kangaya kufamba uchiita sounoteta kutsika pasi.kangazhaKukangazha kuitirana nharo kwevanhu zvine mheremhere.kangeIchi chiitomwana chinoshandiswa pakutaura zvinhu...kanhaKukanha munhu kumurova chaizvo nezvibhakera.kanhamaKukanhamara.kanhamaraKukanhamara kutarisa chinhu uchiratidza kushamisi-ka kukuru.kanhambweChinhambwe.kanhi [kani]Iri izwi rinoshandiswa pakubvunzisisa mumwe munhu.kaniIzwi rinoshandiswa pakuratidza ruremekedzo kana kubvunza.kanikavachichibvutirana, mumwe ne- mumwe achida kuchitora.kanivhasicanvaskanjani(manje) Tino- shandisa kanjani kana tichibvunza maitikiro...kanongoKanongo kanhu kadiki kari pamunhu, kanomuipisa.kanonicannonkanopicanopykanukaKana uchikanuka unenge uchitaura rimwe remazwi akawanda...kanyawheatenkanyama kanyamaKana mhuka yaitwa kanyama kanyama inenge yarwiswa nedzimwe...kanyan'anyaKuti kanyan'anya kukwira kusvikira pamusorosoro.kanyangaantennakanyanisa [-kanyanidza]Kana munhu achikanyanisa zvinhu anenge...kanyikastripkanyongeflutekanyuKuti kanyu kudya nokukurumidza, kazhinji uchiratidza...kanyudzaKukarira.kanyungweKanyungwe rudzi rwekakwenzi kanobereka mhiripiri inovava...kanyuraKukanyura kuparadzanisa makumbo, zvokuti rimwe uko rimwe...kanzaKuvhakacha.kanzerakanzuracancelkanzura [-kanzera]Kana uchikanzura zvawanyora unenge uchitara mutsetse...kanzurucouncilkapaKuti chinhu kapa kuchitakura chakarembera pabipito. Bhachi...kapa kapaKuti kapa kapa kudzungudza musoro zvakasimba.kapa [-kasva]Kukapa kunwa kunoita imbwa ichihwipura mvura kana mukaka...kapairaKukapaira kurova-rova mvura ichisimuka kuenda mudenga.kaparaKukapara kubvisa mashizha omuriwo omuzasizasi...kapendacarpenterkapeticarpetkapi kapiKuti kapi kapi kunwa mvura uchiita zvokuiteka nemaoko, uye...kapiraKapira irabha rinoshandiswa kudzima zvakanyorwa.kapitaKana uchikapita chokudya unenge uchichidya uchikurumidzisa.kapotoKapoto munhu asina upfumi hwakawanda, anotambura. Mukwasha...kapucupkapukainsectkapuraKukapura kubvisa furo mumukaka uchiita zvokuwurura...kapururuKapururu kachisikwa kose kadiki kane manhenga uye...kaputeniskipperkaraKudisisa chimwe chinhu.karaidzaKukaraidza kutaurira munhu, zvikuru mudiki kwauri, nezwi...karakadaKukwanisa kutarisa nenzira yehutano kure.karakashaKana chinhu chichikarakasha chinenge chakaomarara...karakataKana pahuro pachikarakata panenge pakaomarara, pachivava.karakatikaKukarakatika kufamba zvokutamburira, sezvinoita mombe...karamataKuti karamata kukuwira sezvakaita dhongi kana bhiza...karanhikaKukaranhika kumhanya nemakumbo mana sezvinoita bveni kana...karaniKarani izuva risingatenderwi kushanda asi risiri chisi...karanjanjaKuti karanjanja kutseyama negotsi, mabvi akafonyorwa.karanjanjikaKana munhu akakaranjanjika anenge akarara negotsi...kararaKukarara kukosora kunoita munhu achiburitsa mate ane...kararadzaKukonzera ruzha rukuru nenzira yeruzivo.karariraKupanga.karariranaKukararirana kuitirana nharo dzokuti ndiani anofanira...karatiKarati mutambo uno tambwa nevanhu vachirovana nemaoko...karavhaniKaravhani ndechokufambisa chakaita imba, chinogarwa...kareagokarekareIchi chidudzirachiito chinotaura nguva yakasoopfuura...karendacalendarkaricurrykarikichaKukarikicha kuturika chinhu pachipikiri. Ndakakarikicha...

