KwaunobvaDuramazwiKk

Duramazwi

k

Zvinoreva

Iyi inzvanyira inodaidzwa ichinzi keyi, inowanikwa pakati pajeyi naemu mubumbiro remavara anoshandiswa kunyora ChiShona.

1

Iyi inzvanyira inodaidzwa ichinzi keyi, inowanikwa pakati pajeyi naemu mubumbiro remavara anoshandiswa kunyora ChiShona.

K vs. Ichi chivakashure chechiratidzi chinoshandiswa kupira chiri kuratidzwa. Havano vadzidzi vako ava.

Hwidzazwi mucherechedzo unoiswa paizwi unobatsira muverengi kuziva kuti rinotaurwa sei. Muduramazwi rino K ndiye mucherechedzo hwehwidzazwi.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word