Duramazwi
Mazwi ane F.
646 Shona headwords beginning with F, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.
Peji 1 pa3
fadiefa-aKututuma, kufashaira kana kumwaya.fa faKana ukadira mvura uchiti fa fa, unenge uchiita zvokumwaya...fa wakanyenamaK KDKDK dimik. Kufa wakanyenama kufa uchitambura zvikuru...faapositiKana bhora ragohwa nepafaapositi rinenge ragohwa...fabuKuti fabu kuzadza mudziyo unokwanisa kutakura mvura...fabukaKana mudziyo wafabuka unenge wazarisa kana kufashukira...faburaKufabura mudziyo kuuzadza nemvura kana zvimwewo zvakadaro.fachiFachi mudziyo mukuru wakaita denderedzwa, asi uine mativi...fachukaMvura inoteuka zvikuru nenzira yesimba.fadhamu fadhamuKana munhu achiti fadhamu fadhamu kufamba, anenge...fadhukuFadhuku mucheka kana jira rinoshandiswa kubata chimwe...fadzaappeasefafaKuti fafa kumwaya mushonga wakaita mvura mvura...fafaidzaKudira uchiita zvokumwaya.fafaikaKufafaika kunaya kana kudonha kwemvura ichiita zvishoma...fafamaKufafama kurova mapapiro kunoita kashiri kadiki kana...fafaradzaKana shiri ichifafaradza mapapiro ayo inenge ichiavhura...fafararaKuti fafarara kuvhura mapapiro kunoita shiri kana yoda...fafarivaFafariva zidombo rakati pamhama, rakaforomwa nesimende.Fafiteraviewerfai faiKana hari yati fai fai nemvura inenge yazara kusvika...faibhafiberfaindiFaindi imari inotemerwa munhu kuti abhadhare achiripa...faindisaKufaindisa munhu kumuripisa mari sechirango chemhosva...fairafilefaiti(manje) Chibhakera.faitiraKufaitira kushanda nesimba chaizvo kuti uwane chimwe...fajiFaji chihwitsi chakagadzirwa neshuga, zvikuru tsvuku...fakaKufaka kupakira zvinhu panhu panenge pakamanikana.faka fakaKuti faka faka kuwandisa kwezvinhu, mhuka kana vanhu...fakafakaAva vanhu vakawanda, kana kuti mhuka dzakawanda dzinenge...fakanyaFakafaka.fakanya fakanyaKuti fakanya fakanya kufamba kwechipuka kana chimwe chinhu...fakanyikaKufakanyika kugara uchiratidzika kufara kana kusava...fakarotifacultyfakazaKufakaza kupa umboo panyaya kana mhosva. Vanhu vazhinji...fakazifakisaKufakisa chinyorwa kuchitumidzira nemuchina wekufambisa...fakisiFakisi muchina wekutumira nawo mashoko, wekuti unopinza...fambagofamba-fambaKana uchifamba-famba unenge uchingombeya kana kutenderera...fambeKana ukangoti fambe unenge wabva pawanga uri, asi usati...fambifambidzanaKushanyirana kana kufamba pamwe chete.fambikamuchienda kunhu kumwe chete, muri pamwe chete.fambiraKana uchifambira munhu kana chimwe chinhu, unenge watoita...fambira mberiKufambira mberi nechimwe chinhu kuramba muchichiita.fambiranaKuita nzendo dzokuonana.fambisadrivefamvamaKana munhu akati famvama anenge akakotamira mberi, maoko...fanaKana mukafana mamboita rimwe basa munenge muchida kuti...fananaidenticalfananadudziroIri izita rechinhu rinogona kusheedzwa nerimwe zita, asi...fananidzastandardizefananidzoanalogyfananidzo bongaUku kutora chimwe chinhu uchichidaidza nezita rechimwewo...fananoresemblancefandaFanda rumwe rudzi rwezvinwiwa zvomumabhotororo, ino ruvara...fandanuKuti fandanu kuvhurika kana kubuda kwezvinhu zvanga...fandanukaKana chinhu chichifandanuka chinenge chichivhurika, kana...fandanuraKubudisa pachena zvinhu zvakawanda.fanduKuzaruka kwezvinhu zvichibuda.fandukaKufanduka kumera kana kubuda kwezvinhu zvakaita semaruva...fanduraKana uchifandura zvinhu unenge uchirega zvichibuda...fanerafunnelfangasiFangasi zvinhu zvinomera zvakafanana nehohwa, zvisina...fanguKuti fangu kuwedzera kumhanya kwaunenge uchiita...fanguraKufangura bhasikoro, motokari, kana mumwewo mudziyo...faniphenomenonfanikisoMufananidzo.faniramandatoryfanireFanire munhu anonyengedzeka nekukurumidza.fanironecessityfanirwanhu kana kune chimwe chinhu. Faniro yevana kukudza vabereki.fanoIzwi rinoshandisirwa pakutsaurira mhenya kashoma.fanyanguKuti fanyangu kufugura chinhu chinenge chakafukidzwa...fanyanguraKufanyangura kukanganisa zvinhu zvanga zvakanyatsorongedzwa.fanzaKufanza kutamba-tamba nokututuma kunoita mvura, mukaka...fanzaiKuti fanzai kutanga kuita utsi kwemvura, mukaka kana...fanzaidzaKana uchifanzaidza mvura kana mukaka unouisa pamwoto kuti...fanzairaKufanzaira kutanga kuita utsi kwemvura, kana zvimwewo...faraenthusiasticfarandandaKuti farandanda kupararira kwezvinhu panzvimbo yakakura.farandandikaKana zvinhu zvizhinjizhinji zvakafarandandika zvinenge...faranuKuti faranu kukura upamhi kwechinhu.faranudzaKana uchifaranudza chipfeko unenge uchichiwedzera upamhi...faranukaKana munhu akafaranuka anenge achinzwa kusununguka kana...fararaKana zvinhu zvakati farara zvinenge zvakawanda...farararaKuti fararara kufamba kunonzikwa ruzha kunoitwa nen'ombe...fararikaKufararika kwezvinhu kutekeshera kwazvo, kana kuwandisisa...farariraFarandanda zvinhu zvakawanda zvinenge zvakapararira...faratataKuti faratata kubuda kwemweya zvishoma nezvishoma...faripataKana munhu akati faripata anenge akasuruvara zvinoonekwa...fariracelebratefarisaKufarisa munhu kumutaurira kuti anga achisimbiswa nomumwe.faruKuti faru kungoerekana waratidza mufaro mukuru.farukaKufaruka kuratidza kuti wafara zvikuru.farukanaKana pamusha pakafarukana vanhu varipo vanenge vachifara...farutsaKufarutsa kuita kuti mweya wakadzvanyirirwa ubude nepaburi.fasaKana zvinhu zvakafasa zvinenge zvawanda kupfuura uwandu...fashaKuti fasha kuzadza mudziyo nezviyo kana mvura...fashaiKuti fashai kuteuka kana kurasikira kwezvinhu zvanga...fashaidzaKana uchifashaidza poto unenge uchirega zviri kuvira...fashairaboilfashamaKana rwizi rwakafashama runenge rwakazarisa nemvura...fashanudzapanguva imwe chete. Ishwa dzakati fashanu kubuda mumwena.fashanukaKana zvinhu zichinzi zvafashanuka zvinenge zvabuda...fashanuraKufashanura zvinhu kuzvibudisa kubva pazvanga zviri...fashonifashionfashukaKufashanuka.fashukiraKana zvinhu zviri kubikwa zvava kufashukira zvinenge...fashuraKufashura chinhu kuchirereka kana kuchipotesa kwakarerekera.fatamonkfatarataKuti fatarata kudonha wapingwa nechimwe chinhu.fatataKurara wakazvambarara usingapfakanyiki.fatyeFatye zihari kana kuti zigubhu zihombehombe rokuibvisa...faundesheniFaundesheni hwaro hweimba hunenge hwakasimba...favaKuti fava kurara pasi nedumbu.favavaKungogara kana kurara.favourfavorfazhaKufazha ruzha runoitwa nechinhu chinenge chichivira chiri...fazhairaKufazhaira kugara kwenguva refu zvinhu zvichingovira zviri...fe-eKuti fe-e kudonha kunoita mvura zvishoma zvishoma.fe feKana munhu achisvuta fodya yemumhino anoita ruzha rwokuti...fe fe feKuti fe fe fe kungopfunha zvishoma kunoita mvura asi...fedemaKuti fedema kumira wakakwevera dumbu mukati, uchangobva...fedemaraKufedemara kumira wakakwevera dumbu mukati mushure mokunge...fedhaKana jira rafedha rinenge risisina ruvara rwaraimbova...fefedzaKufefedza kuburitsa mweya nokumashure.fefemuKana munhu akazoti fefemu anenge amuka kana kupona, iye...fefengaKufefenga kuchera mukati memudziyo wauri kuveza. Vakuru...fefenuKuti fefenu kubvisa ganda paronda.fefenuraKunamanura ganda kana chivharo.feferaKufefera kuzvimba kana kufuta.feferekaKufefereka kuperezeka kunoita munhu, zvikuru kana achirwara.feferuKuti feferu kuzvimba kunoita chinhu, kana munhu panhengo...feferudzaKufeferudza kuzvimbisa mumwe munhu pamuviri wake.feferukaKufeferuka kuzvimba kunoita munhu pamuviri.fefetarefreshfefetedzaKufefetedza munhu kumunyengetedza kusvikira abvuma...fefeterwaKufefeterwa kufuridzwa nekamhepo kanonyevenutsa muviri.fejafejaFejafeja mutambo unoitwa nemakasi matatu, vatambi vacho...fekesheKuti fekeshe kufamba zvishoma uchiita sousingadi kana kuti...fekeshe fekesheKana uchifamba mujecha unoita musindo unoti fekeshe fekeshe.fekeshekaKufekesheka kufamba mujecha uchiita musindo unonzwika.fekitarifactoryfekuKuti feku kuzvimba.feku fekuKuti feku feku kudzokorora kushamisa mhino.fekudzaKufekudza kukonzera kuti chinhu chizvimbe kana kupararira.fekukaeruptfekuraKufekura kuzvimbisa muviri.femabreathefembaKufemba kufema zvinesimba uchikwevera mweya mukati, kuti...fembedzaKufema mweya nenzira yeruzivo kuitira kunzwa (to sniff).femberaKana munhu achinzi anofembera anenge achikwanisa kuziva...femboFembo mushonga waunopuwa nen'anga kuti ugoita...fembuKuti fembu kufemera mukati sezvinoita munhu anosvuta fodya...fembukaKufembuka kubuda pachena kwechinhu changa chakavanzika.femedzekaKana uchifemedzeka unenge uchikasika kupinza nokubudisa...femeraKufemera mweya kuufuridza uchipinda mukati mechimwe chinhu.femera mugotsiKana mumwe munhu achikufemera mugotsi anenge achikutevera...femerekaKufemedzeka.femerukaKukwanisa kufema kashoma mushure mekuneta.femerwaKana munhu achiti akafemerwa anenge achireva kuti...femhaKana n'anga ichikufemha inenge ichikuruma kana kuti...femhedzaKufemhedza kushandisa mhino dzako kuti unzwe munhuhwire...femogaspfemuKuti femu kukura muviri iwe wobva wafuta zvakanyanya.femuraKufemura kubvisa hwada inenge iri pamusoro, sezvakaita...femurukaKana wafemuruka muviri wako unenge wakura zvikuru.fenaKana uchifena chikwenga unenge uchichikwiza kana kuchipara...fendaunconsciousfenda [-fena]Kana munhu afenda anenge ati rabada achiita seafa.fendefaFendefa zidombo rakati pamhama, kana kuti chimwewo...fendeketeKuti fendekete kugara kokuzvikandira pasi kunoita munhu...fendemutsaKana uchifendemutsa ngoma unenge uchiiridza zvakasimba.fenduIzwi rinoshandisirwa pakutsaurira mufaro.fendukaKana zvirimwa zvofenduka zvinenge zvava kutanga kubuda...fenduraKufendura kupara kana kuchekerera dehwe nyoro.fenengaKuti fenenga kugara panzvimbo yakakwirira.fenengaraKufenengara kumira wakadzorera dumbu mukati, mushure...fenengeKuti fenenge kumira wakadzorera dumbu mukati, mushure...fenengedzaKana wakafenengedza dumbu unenge wakaridzorera mukati...fengaKupara nechomukati.fengefaKana muti wakafengefa unenge une mashizha akawanda...fenguKuti fengu kukudza mhino.fengukaKana mhino dzakafenguka dzinenge dzakafara.fenguraKana uchifengura mhino dzako unenge uchidzisimudzira, kuti...fenifanfenichafurniturefenuraKuchovha nenzira yeruzivo.fenyaKana munhu achifenya mashizha echibage anenge achiatsemura...fenyenyakareba. 2 Kuti fenya fenya kuratidza kushaya rukudzo kune...fenyeuKuti fenyeu kuvhura sikarudzi yomukadzi.fenyeuraKufenya.fenyukaKana muromo wemunhu ukafenyuka unenge wabuda nyama...fenzaKukomberedza chinhu.fenzifenceferaKufera kufuta kana kuti kuzvimba sezvinoita mbambaira muvhu.fereFere rudzi rweshamba rinoshandiswa kubikisa nhopi.fere fereKana mhepo ichiti *fere fere* inenge ichifuridza zvishoma...ferefetainvestigateferendendeFerendende zvinhu zvinofema zvakawanda, zvinenge zviri...ferenguKuti ferengu kuveza mukati uchiita kuti mukure nokubudisa...ferengwanaFerengwana rumwe rudzi rwepembe inoridzwa.ferenuKuti ferenu kubvisa makanda pachidyiwa chakaita seranjisi...ferenukaKana uchiferenuka muviri wako unenge uchizvimba kana...ferenuraKana uchiferenura mbatatisi unenge uchibvisa ganda rayo.ferereKuti ferere ruzha runoita mweya une simba, kana kuti mhepo...fereredzaKufereredza kuridza pembe kana furete uchiita zvokufuridza...feruKana munhu ati feru anenge ava kuzvimba kana kufuta muviri...ferukaKuzvimba kana kufuta kana kupupira.feshaKana munhu akati fesha panguva yebasa, anenge atozorora...fesherwaKufesherwa kufarisa kana kujairira kunoita kuti...fesoFeso chimunzwa chakaomarara chine miromo miviri...fesukaKana munhu achinzi ari kufesuka anenge achifambisa chaizvo...fetaKubuda kwechinhu chinozvimbira kunze.fetengwaKana chivezwa chikanzi chafetengwa chinenge chavezwa...feteteFuranondo.fetetedzaKufetetedza kuridza furete kana pembe zvinonyatsonzwika.fetikukuFetikuku chikanyiwa chinobikwa nefurawa, chinobikirwa...fetiraizafertilizerfetuKuti fetu kupinza dumbu mukati mushure mokufema...fetukaKana uchifetuka unenge uchiuruka uchizvipeta, kana...feturaKukakata kana kuurutsa.fetyaKuti fetya kugara pasi musana wakakombama sezvinoita tsoko.fetya fetyaKuti fetya fetya kufamba uchiratidza kuzvida...fetyairaKufetyaira kugara kana kumira wakakombamisa musana.fevaKuita zvechipfambi.feyainvestigatefeya feyaKana munhu achikuudza kuti usvike feya feya anenge...feziFezi rumwe rudzi rwenyoka inopfira vanhu kumeso.fi-iKurira komweya unobuda nepakamanikidzika.fidaKuti fida kushandura uso hwako pekarepo uchiratidza...fidhanourishfidigaraKufidigara kufamba kwechimunhu chipfupi chichikanda nhanho.fifiFifi rudzi rwekamudzi kakakora, kanodyiwa.fifinyaKufifinya kuita mitsetse mitsetse uye kutadza kuserera...fifuFifu ruvara rwakasvibira, rwakafanana nemakore anenge ane...figaFiga chimiro chomunhukadzi. Ukati musikana ane figa...fikisheniFikisheni inyaya iri pamusoro pevanhu kana zviitiko...fikisiFikisi rudzi rwebhasikoro rinotenderedzwa cheni richienda...fikuraKufemurika.fimbiNzvimbo inochengeterwa michero kuitira kuti iibve...fimbikamwisira zvibozwa, ane basa rokue- ndesa bhora kuna shuta.findimwarafindukaKufinduka kuita zvinhu nechimbichimbi.fingapurindifingerprintfinhaKuwanda kana kudzokorora kwechinhu zvinotosembura.

