Duramazwi
Zvinoreva
Kuti fasha kuzadza mudziyo nezviyo kana mvura zvokutorasikira. *Akadira mapfunde mugokoko rikazara kuti fasha*.
1

Rufasha zvinhu zvinenge zvakawanda chaizvo panzvimbo imwe.
Rufasha imvura kana mbeu dzinenge dzakawanda zvikuru.
2
Kuti fasha kunwa chinwiwa, uchibva wangochipedza zvokutokutura mudziyo wauri kunwira wacho. *Zwavava kuda kutoti gaba remahewu rose fasha, ko ini ndozonweiwo?*
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fashai
Kuti fashai kuteuka kana kurasikira kwezvinhu zvanga zvichivira.
VerengaSwipe for the next word