Duramazwi
Mazwi ane W.
191 Shona headwords beginning with W, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.
wIyi inyanzvira inodaidzwa ichinzi wu, inowanikwa pakati...waKuwa kudonha kwechinhu chichibva pamusoro chichienda pasi.wa-aKuti wa-a kungokaruka madonwe emvura iri kunaya adonha...wa wa waKana imbwa ichiti wa wa wa inenge ichiita weti ichiita...wabvanyuraKuwabvanyura kuruma chidimbu chakakura chechinhu chaunenge...wabvuKuti wabvu kudimbura chinhu chakapfava uchishandisa maoko...wabvukaKana chinhu chawabvuka chinenge chabva chidimbu chakakura.wabvuraKana uchiwabvura unenge uchiruma nekudimbura chinhu...wachaKana munhu achiwacha hembe anenge achishandisa sipo...wacharikaKuwacharika kufamba kwemunhu anenge aine zvinhu zvinorira.wachiwatchwadheniwardenwadhiwardwadhirobhuWadhirobhu ikabati refu yakavezwa kana kuvakirirwa inoiswa...wadhiropuclosetwadiKana munhu ari wadi anenge asingarwari, akasimba.wadzaKuwaridza.wadzanaKana vanhu vakawadzana vanenge vakagarisana zvakanaka.wadzanisaKuwadzanisa kuita kuti vanhu vawirirane, kunyanya kana...wadzanyuraKana munhu achiwadzanyura zvinhu anenge achizvitaura zvose...wadzuKuti wadzu kubuda kwezvinhu zvakawanda.wadzukaKana mvura kana mbesa zvikawadzuka zvinenge zvabuda...wadzuraKuwadzura kubudisa zvinhu zvakawanda zvichirasika kubva...waindawaindiWaindi ndepanomonywa kufidha wachi nekugadzirisa nguva...wainiwinewaipaWaipa kamudziyo kane rabha kanowanikwa pamotokari...wairasaKana munhu achinzi wairasa anenge achiudzwa kuti aita...wairesiWairesi mudziyo unoburitsa mashoko kana dzimbo dzinenge...wairosiwakawaka wakaUrwu ruzha rwunoitika kana munhu achifamba mumashizha kana...wakisaPakubika chingwa kuwakisa kuzorera mafuta mashomanana...wakothyWalkerwalkerWaMamboIchi chidao chavaira Ngara chokuzvikudza kuti vakakunda...wamukaKutatamuka.wamuraKuwamura kudhonza chinhu chinoreba nokudhonzwa, chakaita...wanaacquirewananoWanano inzira inenge yakashandiswa pakuroorana kuti vanhu...wandanumerouswandiraKana munhu achiti zvinhuwandirwazvakamuwandira anenge ane zvakapfuura zvaanga achitarisira.wanguraKuwangura kurova munhu nembama zvakasimba.waniWani izwi rinoshandiswa kuyeuchidza munhu anenge akanganwa...wanikaobtainablewanikidzadiscoverwanikwaKuroorwa.wanisa chouvirlKana chinhu chichiwanisa chouviri chinenge chichiraramisa.wanyanuIzwi rinoreva kufuma.wanyuKuti wanyu kukakata chinhu kuti chitasanuke.wanzaKana munhu achiwanza zvimwe zvinhu, anenge achizviita kuti...wanza maokoKuwanza maoko kuita kwekuti vanhu vakawanda vanobatsirana...wanzaimotoIri izita ramadunhurirwa rinopiwa munhu akaipa, anokuvadza...wanziridzaKuwanziridza nyaya kuiwedzera kakapetwa.wanzo-Ichi chiitogama chinotaura chinhu chinoitwa nguva...wanzuraKuponda.waraMunhu anonzi ane wara anenge achingoita zvinhu...warakataKuti warakata kudonha pasi kwetunhu twakawanda...warakatikaKana zvinhu zvikawarakatika zvinenge zvadonhera pasi...waranuKuti waranu kubvisa jira kana chimwewo cha mbenge...waranyuKuti waranyu kubvisa jira kana chimwewo chambenge...waranyuraKana munhu achiwaranyura magumbeze akawaridzwa anenge...wararaKuti warara kudonha kwezvinhu zvakaita setsanga...wararikaKuwarakatika.warashuKuti warashu kungo-simuka nekuenda pasina kuonekana nevamwe.warawaraKuti warawara kudonha zvinyoronyoro zvisina ruzha...warawashuKuti warawashu kusimuka nekutiza nechimbichimbi.wareKuti ware kutiza pakare pakarepo.ware wareKuti ware ware kutora zvinhu zvose zviri panzvimbo...waridzaspreadwarikaKuwarika kuvaima kunoita mheni kana mvura ichinaya.warirawaroIri izwi rinoshandiswa nomunhu anenge ari kuda kutaridza...waruKuti waru kubvisa gumbeze kana chimwewo changa...warukaleapwaruraKuwarura kubvisa magumbeze panga pakarara munhu.warwaKana munhu achinzi warwa anenge ari kutendwa kuti aita...warwisaKana munhu achinzi warwisa anenge achitendwa nemunhu...washaWasha ndeinoiswa panosungwa simbi kuti iwedzere kusimbisa...washeniWasheni inhumbi dzine tsvina kana dzawatya dzisati...washuwashuKuti washuwashu kufamba zvine ruzha runokonzerwa...waswinya warwaKuti waswinya warwa zvinoreva kuti chero munhu akaita basa...watairaKuwataira kufamba kwemunhu akaneta, ane mabvi asina simba.watsaKana ukawatsa munhu unenge wamurova nembama zvakasimba.watsamuraKana ukawatsamura munhu unenge wamurova kumeso kana musoro...watsanuKuti watsanu kurova munhu nembama zvakasimba.watsanyuKuti watsanyu kurasa-rasa zvinhu zvakaita zvesimbi pasi...watsanyuraKuwatsanyura kukanda zvinhu, zvakaita sesimbi nehasha...watsuKana munhu achinzi akati vana watsu anenge abereka...watsuraKuwatsura kurova munhu nembama zvakasimba.wauraKuwaura kunzvenga vanhu vazhinji mubhora.wawawawadzuraKuwawadzura kubvarura nyama nemazino kubva pamabondo...wawataKana munhu achiwawata anenge achitaura zvinhu zvakawanda...wawirawawuKuti wawu kuka-ruka wapa munhu mbama yakasimba.wayacablewayawayaKana munhu achiwayawaya anenge achifamba-famba zvisina...we-we-eKuti we-e kuzvuva chinhu kubva mukati mechimwe...webhiWebhi muchina unoshandiswa kumoneredza matishu paanenge...WebsitewebsiteWedengaWedenga ndiye mukuru, nyakusika denga napasi.wedere wedereKuti wedere wedere kufamba zvemunhu aneta, zvine usimbe.wederekaKuwedereka kufamba kwemunhu aneta, zvine usimbe.wedunhudistrictwedzawedzeraaccruewedzeredzaexaggeratewedzereraKana munhu achiwedzerera anenge achirondedzera zvakaitika...weeIri izwi rinoshandiswa munhu achitsinhidzira zvaari...wekanyiWekanyi wako mwana wekumusha kwako.wenaIri izwi rinotaurwa kuratidza kuyemurika kwechiri kutaurwa...wendefaWendefa ibwe rakafara asi risina kudzama.WeneraWenera izita raishevedzwa imwe kambani yaiva kuJoni...wengaravanavalwepfungwapsychologistwereketeKana kunze kwati werekete kunenge kwachena.wereraWerera ibveni rinofamba roga.wererewerewereKana kunze kwati werewere kunenge kwachena.weruKuti weru kubvisa furo mumukaka uchiita zvokuwurura...weshuweshuKuti weshuweshu kufamba zvisina hanya uye zvine ruzha.wetiurinationwetirumuWetirumu imba inofanogara vanhu vakamirira kuti nguva...wetsaKukonzera kutadza panyaya.wetsambochenaKana munhu achinzi ndewetsambochena anenge ari murombo...wetsenyuKuti wetsenyu kuvhomora chinhu kubva pakahwanda nokukasika.wetsuKana munhu akati maziso wetsu anenge aabudisa...wetsuraKuwetsa.wewenuKuti wewenu kuburitsa chinhu kubva muhomwe.wewenuraKuwewenura kutambanudza chinhu changa chakapeteka.wewerereKuti wewerere kuvhomora zibanga kana chimwe chinhu...wezvematongerwo enyikapoliticianwiKuti wi kupinza chinhu mukati mechimwe zvine chimbichimbi.wi-iKuti wi-i kudzika zvishoma zvishoma kunoita chinhu...widerbroaderwigiBvudzi rekutorwa rinoshandiswa pamberi pevanhu kuitira...windimiriMuchina wekufambiswa nemhepo (windmill).windoMurisisi wechishandiso chiri parutivi peimba chinovhurwa...wiraKurasikirwa nenzira kwayo mumatambudziko (to fall into).wire-eKuti wire-e kumbundirana kunoita vanhu kana vasangana...wiriWiri ndezvinonyorwa nemunhu achizivisa zvaanoda kuti...wirikitiKuti wirikiti kudonha kwechinhu chakafara uye chakapfava.wiriranaresponsivewiriranoKana vanhu vaine wirirano vanenge vachinzwisisana zvikuru...wiririKuti wiriri kutenderera kwechinhu.wiriwidzaKuwiriwidza kutora chimwe chinhu nokuchiisa kure navanhu.wiriwiriKuti wiriwiri kudzika uchimhanyisa kubva panzvimbo...wisaKuwisa kukonzera kudonha kwechinhu.wisikiWisiki chinwiwa chinodhaka chaizvo, chinosanganiswa...witiWiti imhando yembeu inogadziriswa upfu hwechingwa.wiwiWiwi idutu reuswa hunenge hwakaunganidzwa.wizhaMunhu ane meso akati tsvetee.woalsowo-oKuti wo-o kunaya kwemvura yakawanda chaizvo munguva pfupi.wobvodoKuti wobvodo kubika zvekuibvisisa zvinhu.wobwoKana munhu akanzi ndewobwo anenge achifarira zvacho...wodzaKushata kwechiratidzo panyama.wodzekaKana uchiwodzeka mukaka mumbishi unenge uchiuisa muhari...wodzvoKuti wodzvo kudururira tsanga dzembeu pasi, mumugomo kana...wodzvokaKuwodzvoka kubuda kunoita mbesa kana pavhurwa buri guru...wodzvoraKuwodzora kuburitsa zvinhu zvakawanda panguva imwe.wokeraKuwokera kuona chinhu chinenge chichiitika, kazhinji...wombonoraKana muroyi achiwombonora uroyi anenge achibvisa mushonga...womenePachako.womeraKusaoma nenzira yeruzivo (to be dry).womeroWomero imba yemapango umo munoomeserwa mitumbi yemadzishe...womesaKana munhu achinzi awomesa anenge aita zvinoshamisa uye...wonaKuvhura maziso kuitira ruzivo (to see).wondomokaKuwira mukati kweivhu.wondomoraKana ukawondomora ivhu unenge waita kuti riwire pasi kana...wongorororeviewedwonyokaworaKuwora kutora mbatya kana midziyo kana chii zvacho...woreKuti wore kukumba nokubva watora zvose nokukasika.woreraKana nzvimbo yakaworera inenge ine ivhu rine mufudze...wororaKuworora kuitira munhu kana chimwe chinhu zvinorwadza...wovoKuti wovo kutiza panzvimbo nenzira inoenda nomukati...woworaKuwowora kuchema nezwi riri pamusoro kwenguva huru...woyeIri izwi rinoshandiswa kutaura zvinhu zvinenge...wudyuKuti wudyu kutarisa chinhu kwenguva huru, maziso...wudyuraKuwudyura kuburitsa maziso munhu akatarisa chinhu...wungaKuwunga maungira anenge achidzoka kumunhu anenge aita ruzha.wuruWuru ishinda inoshandiswa kuruka majuzi, heti nezvimwe-wo.wushu wushuKuti wushu wushu kufamba zvine ruzha sezvinoita munhu...wuwaKuwuwa kunama kana kuseta nendove kumusana kunoitwa munhu...wuwuWuwu rudzi rwesora rinomera paivhu risina kudya kwakakwana.wuwuraKuwuwura kakuchema kanoita munhu anenge ari pakurwadziwa...wuzvaKana munhu akawuzva mwana ane-nge achinyanya...

