Duramazwi
Zvinoreva
Kuti washuwashu kufamba zvine ruzha runokonzerwa nemashizha emiti akaoma, kana bhutsu dzinenge dziri nyoro mukati.
1

Ndaifamba ndichiti washuwashu pasi pemikute.
Kuti washuwashu kufamba zvine ruzha runokonzerwa nemashizha emiti akaoma, kana bhutsu dzinenge dziri nyoro mukati.
Mamwe mazwi ane W
WDuramazwi
01 / 03waswinya warwa
Kuti waswinya warwa zvinoreva kuti chero munhu akaita basa shoma asi anenge amboedza, hazvienzani neasina chaaita.
VerengaSwipe for the next word