KwaunobvaDuramazwiWwarwisa

Zvinoreva

Kana munhu achinzi warwisa anenge achitendwa nemunhu waanenge aitira zvakanaka, kazhinji mukubatsira.

1

Kana munhu achinzi warwisa anenge achitendwa nekurumbidzwa basa raanenge aita.

2

Pataipfuura nepamunda paMashoko, mai va-

Zvakafanana

warwa

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

washa

Washa ndeinoiswa panosungwa simbi kuti iwedzere kusimbisa pari kusungwa nebhaudhi.

Verenga

Swipe for the next word