Duramazwi
warura
-waridza
Duramazwi
Kuwarura kubvisa magumbeze panga pakarara munhu.
Kuwarura kubvisa magumbeze panga pakarara munhu.
Takabatsirana kumukwidza pamubhedha ndichibva ndawarura magumbeze aive pasi.
Kuwarura kubvisa magumbeze panga pakarara munhu.
Kuwarura kubva panzvimbo vanhu vachibva vatama.
Kuwarura kubva panzvimbo vanhu vachibva vatama.
-waridza
Duramazwi
01 / 03warwa
Kana munhu achinzi warwa anenge ari kutendwa kuti aita zvinhu zvakanaka.
VerengaSwipe for the next word