Duramazwi
Mazwi ane V.
527 Shona headwords beginning with V, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.
Peji 1 pa3
vIyi inzvanyira inodaidzwa ichinzi vi, inowanikwa pakati...vaersva nechakakugaraKuva nechakakugara kuita zvinhu zvinoitwa nevanhu vane...va nechioko chegudoKuva nechioko chegudo kuita katsika kokungorova vamwe pese...vaAmericaamericansvababaVababa ndivanababa nemadzisekuru vakafa kare. Kazhinji...vabasaKana munhu achiti vabasa anenge achikwazisa vanhu vanenge...vabatiTinoshandisa vabati senzira yokumhorosa nayo vanhu vanenge...vaberekiparentsvabvakureimmigrantsvabvuKuti vabvu kuruma nokudambura chinhu chakapfava...vacationyachtvachechebabiesvacheiVachei izwi rinoratidza kuti munhu haasiri kutenderana...vachinyemwererasmilingvachipikisaopposingvachisekalaughingvachitisayingvadikanibelovedvaduKuti vadu kuzadza mugomo kana chii zvacho kusvika pamuromo.vaDumaVaDuma vanhu vorumwe rudzi rwavaShona vakanyanya kuwanda...vaduraKana munhu achivadura anenge achizadza mudziyo kusvika...vadzaKana munhu akavadza chinhu anenge aita zvinoita kuti...vadzidzipupilsvadzidzisiteachersvaenzilobbyVaEuropeEuropeansvafafallenvafairaKuvafaira kufamba munhu aine dumbu riri mberi.vafambipassengersvafambisi vezvikepesailorsvagaduKuti vagadu kukava nemakumbo eshure, sezvinoita dhongi...vagaduraKuvagadura kupfura kunoita mhuka ichishandisa makumbo...vagadziridevelopersvagariinhabitantsvagari vemolocalsvagari venyikacitizensvagirikigreeksvagotaVagota mukadzi washe anozoroorwa mushure mewokutanga.VaHeraVaHera vanhu vemutupo weShava vane vamwe vavo vakawanda...vaimbimusiciansvaivawereVaJenaVaJena rudzi rwavaira Dziva vanenge vaine chidawo chinonzi...vaJudhajewsvakabuildupvakabataholdingvakabatanaunitedlyvakabatsirahelpedvakabatsirwaassistedvakabvumaacknowledgedvakadarosuchvakadziladiesvakadzidziswataughtvakadzingwadismissedvakakurumbirarenownvakakuvadzwainjuredvakamanikidzwapressedvakamirirawaitedvakanangatowardsvakanganiswaaffectedvakanyoresaenrolledvakanyorwaregisteredvakanyunyutacomplainedvakapadonatedvakaparadzanaseparatedvakaparariradispersedvakapindainvadedvakaponasurvivorsvakaponeswasavedvakarambanadivorcedvakarongekaorganisedvakarooranacouplesvakarwabattledvakasanganametvakasararemnantvakasarudzwachosenvakashamisikaamazedvakasunungukafreervakatamburasufferedvakatsvakasoughtvakaunganagatheredvakavhotavotedvakawandamostvakiriraKuvakirira chinhu kuchigadzirira chidziro kana kuisa...vakokwainvitedvakomanaboysVakristuChristiansvakumaKuvakuma kuita chiedza chinoonekwa kamweko, chobva chadzima.vakundiwinnersvakurufunctionallyvakuru vakuruofficersvakuvarainjuredvakweguraagedvakwikwidzicompetitorsvamaiVamai ndivanamai nanambuya vakafa kare. Kazhinji zita...vamasareVamasare izwi rinoshandiswa pamunhu anotadza kuwirirana...vambaKana munhu achivamba anenge achifamba dumbu rakarembera...vamba [-amba]Kutangisa kuita chinhu.vambaraKuti vambara kurara pasi neuso hwakatarisa pasi.vambiraKuvambira kupa munhu zano kana ruzivo pane zvichaitika.vambiroNhau dzekutanga pabasa kana munyaya.vambuIzwi rinoreva kufamba.vambukaKupfuvura nenzira yerurama kune rimwe divi.vambuyaAmai vemudzimai wako kana murume wako (mother-in-law).VaMhariVaMhari vanhu verimwe bazi reVaKaranga.vamiriririrepresentativesvamutsegedeKana munhukadzi achinzi vamutsegede ane akurirwa...vamwarigodsvamwecertainvanachildrenvanaamaimothersvanachirembadoctorsvanakomanasonsvanasikanadaughtersvandaKana chinhu chavanda chinenge chaenda pachisingaoneki.vandaidzaKuvandaidza kuita chinhu usingadi kuti vanhu vakuone.vandanuKuti vandanu kubudisa pachena zvanga zvakavigwa.vandanyuraKuvandanyura kubudisa pachena zvinhu zvakavharika.vandikaKana chinhu chakavandika chinenge chisingaoneki nyore.vandikiraKana munhu achivandikira anenge achitaura achiwedzera...vandiraKuvhanyira munhu nenzira yekuhwanda kuitira kumurwisa (to...vandudzaimprovevanduriraKuvandurira kuwedzera kukura kwemunda, uchibaya geja...vanehavevane mvumolicensedvane tarendatalentedvangawoundvangaradza moyoKuomesa mwoyo.vangararaKana munhu akavangarara anenge aine mwoyo wokusanzwira...vangiraKana munhu achivangira kumwe kunhu anenge achichivirikira...vanhuhumankindvanin'inasiblingsVaNjanjaVaNjanja vanhu vanobva kunzvimbo inonzi Njanja.vanoVano chinan'anuri chinoreva kuti vari kutaurwa nezvavo...vanobika dorobreweriesvanodadisposedvanoda kukwikwidzacandidatesvanofungaconsidersvanoongororaevaluatevanopikisaopponentsVanoremekedzwaIri izwi rinoshandiswa kutaura munhu mukuru anenge ariye...vanotsigirwabackedVaNyachideIri izita remadunhurirwa rinopuwa mukadzi anenge...vanyamukutaVanyamukuta munhu anobatsira madzimai pakuzvara.vanyoriauthorsvanyori venhoroondohistoriansvanzaKuvanza kutora mbeu mudura kuti udzishandise nenzira...vanzaidzaKuvanzaidza kuviga chinhu kuitira kuti anochitsvaka...vanzarikaKuvanzarika kuita kuti chinhu chirare pasi zvinyoronyoro...vanzikaconfidentialvanziraKana ukavanzira munhu chinhu unenge usina kumuudza...vanziridzaKuvanziridza kuedza kuviga zvinhu zvanga zvava kubuda...vapandukirebelsvapoterirefugeesvapristapriestsvaraiotavaraidzaamusingvaraidzoentertainmentvarairidzicoachesvarairwabadevarandaenslavevarapiclinicianvaratidziriprotestersvaravadzaKuvaravadza kufambisa chinhu nokukasika.varavandaKuti varavanda kushanda wega chinyararire.varavaraKuti varavara kufambisa chinhu nokukasika zvikuru.vareKuti vare kuita chiedza chakajeka, chinoonekwa kamwe...varidzaKuridza chiridzwa chemimhanzi nenzira yeruzivo (to play an...varidziownersvarikaKana zimbe remoto rikavarika rinenge ratomhuka kubva...varimifarmersvarindiguardsvaRomanromansvarombopoorvarumemenvaruraKana munhu akavarura chinhu ndiye anege atanga nacho.varwereinfirmaryvarwicivilianvashandicrewvashandisioperatorsvasheVashe munhu anotonga dunhu rakakura, anenge aine masadunhu...vashomaovergrownvashumiKuti vashumi kukwazisa kunoitwa nomunhu achibvira vanhu...vashumiriministersvasikanagirlsvasina kupfekanakedvasina pokugarahomelessvasina varumesinglesvasipomissingvasiriphysiologicalvasungwaprisonersvasvuraKuvasvura kutarisa munhu uchibiridzira, usingadi kuti...vatashadyvatakuricarriersvatamaKuti vatama kuenzana kunenge kwaita sezvakaita uswa kana...vatambiactorsvataridziviewersvatashanyitouristsvatasvi vemabhizacavalryvatatutriovataurispeakersvateereriaudiencevatengesiinvestorsvatengiclientelevatenzihostsvateverifollowersvatezvaraTezvara.vatiyaVatiya munhu ane pfungwa dzisingatani kukanganwa.vatongijudgesvatori vechikamuparticipantsvatori venhaujournalistsvatorwaforeignvatsigiriactivistsvatsoropodzicriticsvatsvakurudziresearchersvatsveneconsecratedvatungamiridirectorsvatyairidriversvatyairi vendegepilotsvaukaKana n'ombe ichinzi yavauka inenge yabva mune dzimwe...vaunoshanda navocolleaguesvaunzwabroughtvauraullavauyiVauyi vanhu vanobva kune imwe nzvimbo iri kure vachizogara...vavaconfederatevavaidzaKuvavaidza kukandakanda moto pachinhu chaunogocha, zvokuti...vavaikaKuvavaika kufamba uchitadza kutsika pasi, nokuda...vavakidzanineighborsvavamaraKuvavamara kubhururuka kungaitwa neshiri mudenga...vavambifoundersvavarikaKuvavarika kufamba zvinyoronyoro, asi uchikasika.vavariroambitionvavavaKuti vavava kugara wakamirira chimwe chinhu, icho...vavengienemiesvaverengireadersvavhimihuntersvavhotivotersvaviraKuvavira chinhu kuchipisa nemoto zvishoma zvishoma uye...vaviriduovaviri vaviripairsvavisaKana munhu akavavisa chinhu anenge aita zvinoita kuti...vaviwaKuvaviwa kuswinywa kungaitwa munhu paganda.vayamilitiavayeVanhu vaya vambotaurwa nezvavo.vazhinjipopulousvaziviphilosophersvazuKuti vazu kukaruka munhu asimuka nokukasika.vazukurucousinsvazvipirivolunteersvazvuKuti vazvu kumira uchiratidza kupererwa nemazano pamusoro...

