KwaunobvaDuramazwiVvavariro

Duramazwi · zita

vavariro

ambition · intentioned · objective · intentions

ruvariro

Zvinoreva

Vavariro ndezvaunotarisira kuwana kana kuona mushure mokushanda zvakasimba kana kumirira kwenguva refu.

1

Vavariro ndezvaunotarisira kuwana kana kuona mushure mokushanda zvakasimba kana kumirira kwenguva refu.

Pandaitambudzika ndichitsvaka mari yechikoro vavariro yangu yaiva yokuti awane upenyu hwakanaka.

Kudyidzana kushanda pamwe chete kunoitwa navanhu kuti vagone kuburitsa vavariro kana zvinangwa zvavanenge vakatarisira.

2

Pane zvouvaranomwe, vavariro ishoko guru kana kuti dzidziso inenge ichida kupuwa nasarungano, nyanduri kana munyori.

Zvakafanana

ruvariro

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vavava

Kuti vavava kugara wakamirira chimwe chinhu, icho chisingazoitiki.

Verenga

Swipe for the next word