Duramazwi
Mazwi ane N.
1668 Shona headwords beginning with N, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.
Peji 1 pa7
n'Iyi inzvanyira inodaidzwa ichinzi n'i, inowanikwa pakati...n'aKuti n'a kuruma kwekungoti danzurei kana kuti rumei...n'a dziKuti n'a dzi kuvapo kwechiedza nokudzima kwacho...n'a n'a n'aKuti n'a n'a n'a kuruma kunoita tumbuyu tudiki, twakaita...n'abuKuti n'abu kuruma chidimbu chechinhu chakaita senyama.n'aiKana kunze kukati n'ai kunenge kwaita chiedza kobva kwaita...n'an'auKuti n'an'au kuruma kunoita mhuka ichibvarura nyama.n'an'azhuKuti n'an'azhu kuruma nekukasira sezvinoita imbwa.n'angaastrologern'angaureAka kapuka kane ganda rakaita serechitutamangoro, kanodya...n'anyaKuti n'anya kukwira pamusoro pomuti kana pechimwe chinhu...n'anya n'anyaKuti n'anya n'anya kukwira pazvimbo yakakwirira.n'anyuKuti n'anyu kuparadzanisa zvinhu zviviri zvambenge...n'auKuti n'au kuruma kunoita mhuka nyama.n'azhoN'azho inzvimbo yepachikeyi yakachekwa inohakirwa...n'azhuMunhu anemeso akati tsvetee.n'e-eKuti n'e-e kutsemuka kunoita jira riri kubvarurwa.n'en'eduKuti n'en'edu kutsenga chinhu chakaomarara.n'en'enuKuti n'en'enu kuruma kana kutsenga chinhu chakaoma...n'i-iKuti n'i-i kuchema kunoita nyuchi.n'oDendema.n'omben'on'odzaKu-n'on'odza kuridza simbi uchishandisa imwe simbi.n'onoN'ono rudzi rwedamba hombe risinganyanyonaka, rine muto...n'un'unaKun'un'una kudya chinhu uchidimbura zvidimbu kubva...n'un'unu n'un'unuKuti n'un'unu n'un'unu kudya magodo zvine karuzha mukati...n'unu n'unuKana vanhu vachiti n'unu n'unu vanenge vachitaura...n'waraN'wara chikomo chinenge chine ivhu rakaibva pakati...naandna- [ne-]Ichi chivakiso chinoshandiswa pakutaura zita romunhu...naaChinhu chakati naa chinenge chakafara uye chakapamhamhama...nachisinaartjie (a fruit, like an orange)nadzurudzamodifynafu nafuKuti nafu nafu kudya zvishomashoma kwemunhu asingadi...nafuraKunafura kudya zvishomashoma kwemunhu asingadi chekudya.nai naiKuti nai nai kufamba zvishoma zvishoma sezvinoita rwaivhi.NaijanigerNaijeriyanigerianaironiNaironi rudzi rwemucheka mutetete unotsvedzerera asi...naitidhiresiIyi ihembe yakagadzirirwa kurara nayo.NaizvozvoconsequentlynakacrimsonnakidzaenjoyablenakidzwaenjoynakiraKana chinhu chakunakira chinenge chichikufadza.nakuKuti naku kushandisa chimuti kana chimwe chinhu, kubvisa...nakuraKunakura kubvisa chinhu kubva pachinenge chiri...nakuriraKana munhu akakunakurira chinhu anenge achiteta nerumuti...namaKubatanidza nechinonamira.namanaKunamana nemunhu kumutevera pese paanoenda usingatombomupa...namanuKuti namanu kukwatunura chambenge chakabatanidzwa nechimwe.namanukaKunamanuka kubva kwechipepa kana chimwe chinhu pachange...namanuraKana munhu achinamanura chinhu anenge achichibvisa...namatapraynamatidzapastenamatirasticknamazvoprecisenambaNhamba (number).nambashiraKukambaira.namburaKunambura kutora zvinhu zvakaita semafuta kana bota nemunwe.nameKuti name kuita kuti chimwe chinhu chibatane nechimwe.namiraadhesivenamochannelednamuInzwi rinoshandiswa pakurega kwekukasika.namukastickynamuraKana munhu akanamura chinhu panzvimbo anenge achitora...namuriraKana ukanamurira munhu sadza unenge wamubikira kuti adye.nan'anuKuti nan'anu kusarudza chinhu chimwe kubva muzvizhinji.nanaLarnanai nanaiKuti nanai nanai kufamba kwemunhu akaneta kana anorwara.nanairaKunanaira kufamba kwetumwe tupuka twakaita samasvosve...nanauKuti nanau kutsva kunoita chinhu chakaita sepepa kana...nanaukaKunanauka kutsva kwechinhu, sechepurasitiki chinotsva...nanautsaKana ukananautsa chinhu chakaomarara sezvakaita futa...nanavadzaKunanavadza kubatsira munhu achangobva muurwere kufamba...nanavaraKana munhu achinanavara anenge achifamba zvishomashoma...nanaviKuti nanavi kutambanudzira ruoko kune chimwe chinhu.nanazipineapplenanazi nanaziKuti nanazi nanazi kufamba zvishomashoma seusingadi.nandaNanda kupetana kweganda repahuma kunowanzoita kana munhu...nanetolerablenangaKunongedza kana kuendera chinhu.nanganaKutarisana.nangananga [nan'anan'a]Kuti nangananga nechinhu kusada kuchisiya, uchiramba...nangaraKunan'anidza.nangidzaKunangidza kuita kuti mumwe munhu atarise chimwe chinhu...nangisaKunangidza kuita kuti moto upfute.nangisikaKana chinhu chichinangisika chinenge chichitaridzika...nangoNango munhu kana chinhu chinenge chakanaka pamoyo kana...nanguKuti nangu kutorera kana kubvutira munhu chaanenge akabata.nanguraKunangura kutorera kana kubvutira munhu chaanenge akabata.nanhasiNanhasi izwi rinoshandiswa kutaridza kusawirirana...nanibettermentnani [nane]Kuva nani kwechinhu kureva kuti chinenge chichitaridzika...nanisiraKuzvinanisira kuzvida kana kushamisira pane vanhu...nanuKuti nanu kubvisa hembe pawaya, kana chimwewo chinhu...nanuraKunanura kubvisa zvinhu zvinenge zvakayanikwa, kana...nanzva [-nazva]Kana uchinanzva chinhu unenge uchifambisa rurimi rwako...napanoKana munhu achideedzera kuti, "Nepano!" anenge achikumbira...napotherebynapo napoKuti napo napo kuita kwekuti munhu anoramba achidzokorora...napukeniNapukeni mucheka, kazhinji muchena, unomonerwa mwana...narinhiforevernariniresidencynarini [nariini]Iri izwi rinoshandiswa kureva nguva inotevera kusvikira...narwoKuti narwo kuenderera mberi nebasa kana chimwewo chinhu...natanatiNati isimbi hobvu ine buri pakati, inoshandiswa kusunga...natiraKunatira kunwa chimwe chinhu wakaisa muromo mukati...natsaKunyatsa.natsiridzarationalizenatso-Ichi chivakapakati chinoshandiswa kuratidza kuti munhu ari...natsurudzaKana uchinatsurudza chinhu, unenge uchinyatsochigadzira...navaKana munhu akanava anenge akapfava chaizvo pakutaridzika...nava navaKuti nava nava kunyorova zvakanyanya sezvinoita munhu...navairaKunavaira kufamba zvishoma zvishoma wakaneta, semunhu...nayaKana mvura ichinaya inenge ichidonha kubva mudenga.nazvanazvinoUku kutaura kuti zvimwe zvinhu zvava nenguva refu...ndainfiltratenda nda ndaKuti nda nda nda kukakamira kunoita munhu achitaura.ndadzuKuti ndadzu kutenderera kunoita maziso zvishoma...ndadzuraKundadzura kutenderedza maziso zvishoma nezvishoma.ndai(manje) Mari.ndakazvimiriraindependentlyndakupukaNdakupuka muriwo unenge sipinachi, unomera musango.ndakwenyaNdakwenya rudzi rweinda inowanzogara muchoya.ndambaNdambakuudzwa.ndambakuudzwaUyu munhu anoramba achiita chinhu chaanogaroudzwa kuti...ndambirireKuita ndambirire kuramba uchingoti nanga nanga nenyaya...ndamoInzwi ruregerero.ndana ndanaKuti ndana ndana kufamba makumbo akanyatsotwasanurwa, uye...ndandaKundanda kumisa vanhu kana zvinhu mumutsetse, kubva kune...ndandamaKana munhu achindandama anenge achitadza kunyatsodudza...ndandandaKuti ndandanda kuvepo kwevanhu kana zvinhu zvakawanda.ndandeNdande imhando ye-mapfunde ane ruvara rutema.ndandiRuvara rutema nenzira yeruzivo.ndandidzaKundandidza kuronga zvinhu zviri mumutsetse, zvichibva...ndandiraKuita rundaza rwu-nopoterera.ndandyaNdandya kunzwa kupera simba mumakumbo.ndanetatiredndangaBanganwa.ndangandiraKundangandira kunyura kwechinhu kusvikira kuzasi kwemvura...ndangariromemoryndanya ndanyaKuti ndanya ndanya kufamba munhu achiita nhambwe refu...ndanyairaKundanyaira kufamba munhu achiita nhambwe refu...ndanyairwaNdanyairwa munhu mukuru akasimba, uye anofamba achiratidza...ndapotapleasendaraNdara inyoka hombe, ine musoro wakapashamara nemuswe...ndaramacoinndaramoNdaramo kuva mupenyu kwenguva yakareba.ndararaNdarara ibundo regore rakapera rinenge riri pamwe chete...ndaraukoNdarauko inzvimbo isina kuvakirwa chinhu, yokuti vanhu...ndarazuKuti ndarazu kutetepa kwemuviri wemunhu ambenge akafuta.ndarazukaKundarazuka kutetepa kwemuviri wemunhu ambenge ari mukobvu.ndarazuraKana uchindarazura unenge uchiita kuti munhu anga...ndareNdare kupinga munhu nemakumbo kuti apunzike.ndariDoro rinogadzirwa kuitira kutengeswa (beer for sale).ndarirabrassndatendathanksNdauChiNdau.ndaudzoNdaudzo uwandu hwenhamba hunenge hwadarikidza uwandu...ndavaNdava chiitiko chinenge chiri kunze komutemo.ndazaNdaza mucheka kana shinda inosungwa yakapoteredza musoro...nde-Chidimbi chemuchinda.nde-eKuti nde-e kutarisa pachinhu chimwe kwenguva refu.nde-e nde-eKuti nde-e nde-e kutarisa panzvimbo yakakukomberedza...ndebvubeardndebwaNdebwa chinhu chiri kunze kwemutemo kana murau.ndedzekeroNdedzekero mudziyo mudiki unenge une chinwiwa kana mvura...ndefuIchi chipauro chomupanda 9.ndegaalonendegeaeroplanendegeyepasiKana motokari ichinzi indegeyepasi inenge yakanaka...ndeipi(manje) Iri izwi rinoshandiswa kubvunza munhu mu-ndekeManyepo.ndekedeNdekede muchero unowanikwa mumhendereke-dzo dzenzizi.ndemoNdemo kuramba kuita zvaunenge wanzi uite.ndendendeNdendende mwana anotanga kubuda mazino epamusoro epasi...ndendere ndendereKuti ndendere ndendere kudhonza munhu kana mhuka inenge...ndenderedzaKundenderedza kukweva chinhu, chingava chinorema, kana...ndeneneNdenene imhando yemhunga.ndenenekaKana mwana achindeneneka anenge asingagari panzvimbo imwe...ndenge ndengeKuti ndenge ndenge kuzungunuka kunenge kuchiita pasi kana...ndengendeKuti ndengende kuzunguzika zvine simba, sezvinoita ivhu...ndengendekaKundengendeka kuzunguzika kwepasi, chivakwa kana chinhu...ndengeyaNdengeya munhu anotaridza kushaya hanya kana simba...ndenguKuti ndengu kurova munhu zvakasimba uchishandisa zvibhakera.ndengu ndenguKuti ndengu ndengu kuhuta kunoita munhu abatwa nechando...ndengukaKundenguka kuhuta kunoita munhu abatwa nechando kana...ndepoIri izwi rinoshandiswa kutsinhira zvinenge zvichitaurwa.ndereNdere idambudziko rinoitika muupenyu hwemunhu.nderekaJeyamucheya.nderendereKuti nderendere kufamba uri mumashure memunhu kana...nderereNderendere.ndereredzaKundereredza munhu kumumhanyisa zvikuru panzvimbo ine...nderuKuti nderu kumhanya uchikasira panzvimbo ine materu.nderukaKunderuka kumhanya nokukasira panzvimbo ine materu.ndeveNdeve mushonga wemaraki unenge wakaputirwa mumucheka.NdevereMuNdevere.ndevoblamendevobongaAya mazwi anenge ane rimwe izwi rinenge riri chiito...ndeyaKana munhu achindeya anenge achifamba achidzokorora...ndezvakobelongsndezvebelongedndiKuti ndi kubata zvakasimba chaizvo.ndi ndi ndiKuti ndi ndi ndi kuzvimba kwechinhu chazadzwa nezvimwe...ndibvireTinoshandisa ndibvire pakudzinga munhu anenge ari pedyo...ndichaNdicha munhu anogara oga, asina hama munzvimbo maane-nge...ndigwanaNdigwana indiro dikidiki inowanzopakurirwa muriwo wemunhu...ndikaKundika kupa munhu chokudya kana chokunwa chine mushonga...ndikiChidyavarimi.ndikidzaNdikidza ivhu rakaita jecha asi rakasvibirira.ndikinyaKundikinyidza.ndikinyidzaKundikinyidza kupa munhu chokudya kana chimwewo chinhu...ndikishi ndikishiKuti ndikishi ndikishi mutsindo unoitwa nemunhu muhombe...ndikitwaNdikitwa munhu mukobvu chaizvo, akasimba.ndikoisndikusiNdikusi imhando yeshiri inodya nyuchi.ndimaparndimboNdimbo imwe yenhengo mbiri dziri kuseri kwerurimi...ndimiNdimi mitauro yakasiyana-siyana, yemarudzi akasiyana-siyana.ndimoNdimo inzvimbo yokurima mbesa.ndimulemonndimukaKundumuka kupararira nekukasi ka kwemhuka, vanhu kana...ndimuraKumbumutsa.ndindeNdinde kusapera kwechinhu, sezvakaita urwere kana mvura...ndindindiKuti ndindindi karuzha kanonzwikwa nechekure kure kengoma...ndindo-oKana kunze kwakati ndindo-o, kunenge kwakasviba zvekuti...Ndine hurombosorryndingindidzaKundingindidza kuridza ngoma zvekuti inenge ichinzwika...ndingindiraKundingindira kunzwika kweruzha rwemvura kana kwengoma...ndingirapasiKana munhu achinzi ane ndingirapasi anenge achigarozviona...ndinoiitawoplusndinyaNdinya munhu anoda kugara oga asingadi kutaudzana kana...ndinyiraKundinyira kuvhara mwena kana buri kuti chinhu chirimo...ndipwiKuti ndipwi kurambira papfungwa yako yokutanga...NdiraJanuaryndirendireNdirendire rwumwe rudzi rweshiri diki inodya mbeu mumunda.ndiridzaKuridza chiridzwa chemimhanzi nenzira yeruzivo.ndiririKuti ndiriri kumira kwechinhu chinofamba kana kutenderera...ndiroplatterndirwanaNdirwana kandiro kadikidiki, kanowanzopakurirwa muriwo.ndiviriNdiviri ityava isina mafumho kwokupedzisira kwayo.ndizvoisndizvozvoright; correctndo-Ichi chiitomwana chinoiswa mushure memazvi emumupanda 15...ndo-oKuti ndo-o kusviba kwakanyanya kweganda kana kwechimwewo...ndobvandodaNdoda izwi rinoshandiswa kuratidza maitikiro akanyanya...

