Duramazwi
nakidza
enjoyable
Duramazwi
enjoyable
Kana munhu achinzi anonakidza anenge achikwanisa kufadza vaanenge ainavo, achivasetsa nekutaura nyambo.
Kana munhu achinzi anonakidza anenge achikwanisa kufadza vaanenge ainavo, achivasetsa nekutaura nyambo.
Chokwadi handina kumbenge ndakaziva kuti kuve nebig sister kunonakidza kudaro.
Nokudaro manyorero akadai anoda kuti uve nyanzvi yokukwanisa kuruka nyaya inonakidza muverengi.
Nokudaro chidzidzo chomusambo chinofanirwa kukunakidza sezvo zvaiitwa zvacho uchizvirarama nguva dzose.
-dakadza
Duramazwi
01 / 03nakidzwa
enjoy
VerengaSwipe for the next word