KwaunobvaDuramazwiNnaka

Duramazwi · zita

naka

crimson · delicious · elegant · fairer · fantastic · gorgeous · handsome · lovely · tasteful · tasty · wholesome · decent · fine

-shata

Zvinoreva

Chinhu chinonaka chinotapira parurimi kana uchichidya.

Chinhu chinofadza meso nenzira kwayo (to be good/beautiful).

1

Chinhu chinonaka chinotapira parurimi kana uchichidya.

Hazvina kunaka nekuti ukanyanya kuda mari pakunokura kwako unogona kungoita pfambi.

Hazvina kunaka kutaura chokwadi.

Kunaka kwemurume imombe dzake.

2

Chinhu chinofadza meso nenzira kwayo (to be good/beautiful).

Hazvina kunaka kutaura chokwadi.

Kunaka kwemurume imombe dzake.

Kunaka kwemurume kuri muhomwe.

Zvakasiyana

-shata

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word