KwaunobvaDuramazwiB

Duramazwi

Mazwi ane B.

1208 Shona headwords beginning with B, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 1 pa5

bIyi inzvanyira inodaidzwa ichinzi bi, inowanikwa pakati...baembezzlebabadadbaba wenhakaBaba wenhaka munhu anogara nhaka achisara achichengeta...babamudikiyounger paternal uncle; younger brother of one's husbandbabamukuruelder paternal uncle; elder brother of one's husbandbabamuniniunclebabanduraKubabandura kutse nga zvinhu zvakaomarara zvakaita...babangaKana munhu akanzi ababanga pakuita chimwe chinhu anenge...badanukaKubadanuka kubva ruvara kana rukanda nyore. Ndiro...badanuraKubadanura kunamanura pendi painenge iri. Pendi ye mba...badara badaraKana munhu achiti badara badara anenge achizvipunzira pasi...badarikaKubadarika kutadza kugara zvakanaka pamusana poku-badurwadziwa kana kunetseka nepfu-ngwa.badukaKana ndiro yesimbi ikadonhera pasi ikabaduka inenge...baduraKana munhu achibadura kuita basa anenge achinyatsoriita...badzahoebadzaihoshaUyu munhu ane usimbe hwakanyanya.bafuKana munhu achinzi nen'anga apinde mubafu anenge achinzi...bahweChibage.baipaiUyu munhu akangwarisa zvisina mwero.bairaKuteura.bakaJerimani.bakatwaLancebakocavebakuroBakuro chipo chemombe chinopiwa amai vomudzimai...bakwaBakwa idutu guru rehuni.bambamaximbambaradzaKuzvibambaradza kuzvifadza nekufunga kuti zvimwe zvinhu...bambaziraKubambazira kushingirira kuita chimwe chinhu asi...bambomukotaBambomukota imhashu ina mapapiro matsvuku inoti...bamburoBamburo imari inotaurwa natezvara yokuripisa mukwasha...bamhamaKuti bamhama kungoerekana waona chimwe chinhu...bamuKuti bamu kutsemuka kwechinhu chichisara chiine mitsemu...bamuraKubamura kudimbura chinhu uchizama kuti zvimedu zvacho...banamhanaBanamhana chinhu chakapafarara.bandastretcherbandambaBandamba irombo rakaipa rinongowira munhu nguva nenguva.bandanaKubandana kutsemuka kunoita zvinhu kana zvakwizirana.bandaukoBandauko igumbo repamberi remhuka yavhiyiwa.bandeslicebandiBhande rinosungwa muchiuno (belt).bandikoBandiko inyama inopihwa shamwari kana sahwira mushure...bandiraKana chokudya chichibandira chinenge chiine tutombo...banduBandu munhu anoramba achiita zvisiri pamutemo kana...bandupanduBandupandu ishumba inodya vanhu, kazhinji yachembera uye...banduraKupwanya chinhu chakawoma nenzira yesimba.BangaairfieldbanganukaKubanganuka kupatika wava pamwe panhu kana kuti waita...banganuraKubanganura murwere kumumutsa achidzidziuka iye ambenge...banganwaKana vanhu vakaita banganwa vanenge vaita chibvumirano...bangaradzaKusimbisa mwoyo mumatambudziko (to steel one's heart).bango-polebanguKuti bangu kurova chinhu uchishandisa chero chaunenge...banhakickbanhuraKana munhu achibanhura bhora anenge achirikava negumbo...baniplainbanidzaKushinya.banjeMhando yemushonga unoputa unoita kuti munhu apenge...banyaBanya kaimba kasingasetwi nedhaka kanogara munhu...banzaBanza chivimbo chekuwana zvinoitika zvinofadza pamberi.banzeBanze inzvimbo inogara varume, kazhinji manheru...banzuBanzu chidimbu chorumuti runenge rwatsemurwa nepakati.banzurwasplinterbapeBape chinhu chese chinenge chakapwashama chichitaridzika...bapirowingbapulungbapu regwaiKana munhu achinzi ane bapu regwai anenge achivhavhukira.barabulletbarabadaKuti barabada kusimuka kana kumuka kwemunhu kana mhuka...barabadikaKubarabadika ku edza kumuka asi uchitatarika sezvinoita...baradzaNzvuvamatungo.baraparaBarapara munhu anofarisa zvekusazoziva zvaanoita.bararaKuti barara kutiza njodzi kwevanhu vazhinji.bararadzaKubaradza kuchema uchizhambatata sezvinoita mwana arumwa...bararamhanyaUku kumhanya muchitizira mativi ose kuti mwanda sezvinoita...baravaraBaravara kambuyu kakaita sedandemutande, katsvuku...barikapolygamybaroBaro chirwere chemuchibereko chemunhukadzi chinogona...BaronbaronbaruKuti baru kuchema nezwi riri pamusoro chaizvo, uchiita...barweBarwe chirimwa chinokura zvokupfuura munhu, chinoita vana...basaactivitybasa rechikorohomeworkbashupashuBashupashu rudzi rwemhashu isingadyiwi, ine ruvara...basi [pasi]Basi rudzi rwekanyuchi kadiki kanogara mumiti, kasingarumi.bataaffectingbata-bataKudzokororora kubata kana kuita zvimwewo.bata hanaKubata hana kusangoita zvekuvhundukira uchitaura...bata jongwe muromoKana munhu abata jongwe muromo anenge amuka rungwanangwana...bata mazwiKubata mazwi kuteereresa uye kunzwisisa zviri kutaurwa...bata muromoKana ukaudzwa kunzi bata muromo unenge uchiyambirwa kuti...bata nyayaKana wabata nyaya unenge wanzwisisa zvese zviri kutaurwa.batanaalliedbatanidzaassemblebatanidzomergerbatanidzo nepatsanurolyi mitemo yenzira kwayo inoteverwa kunyora mutauro...bateiKuti batei kukurumidza kuisa ruoko rwako pane chimwe...batidzaalightbatikaKubatika kunge munhu aine basa kana zvimwe zvinhu...batikanakwemunhu panhu kana panzvimbo. Mazuvano wabatwa nedzipiko...batiraclutchbatiranaKana vanhu vakabatirana chimwe chinhu vanenge...batiriraclingbatisaKubatisa munhu chimwe chinhu kumupa kuti ambochichengeta.batofactionbatsavatsihypocritebatsiracollaboratebatsiridzabatsirikanaKana munhu achibatsirikana anenge achiwana zvinhu zvine...batsirobatsirwaKana uchibatsirwa kuita zvimwe zvinhu unenge uchipuwa...batwamolestationbatyatwinbauraKubvarura.bayaPiercebaya mwoyoKana chinhu chichikubaya mwoyo chinenge chakakunakira...bayai vanhuKana zvinhu zvinzi zvakati bayai vanhu zvinenge zvakawanda...bayirwa chitupaKubayirwa chitupa kupinda basa kwaiitwa kare mushandirwi...bazibranchbazi remutauroIchi chikamu chomutauro chinenge chava namamwe mazwi acho...beduKuti bedu kutsemuka kunoita chinhu chakaoma chichiita...beduraKubedura kugura chidimbu kubva pachinhu chihombe.bedzapfumaIchi chiitiko chinenge chauya musingazvifungiri...bedziIzwi rinoreva kuti chete kana koga (only/just).beferereKana mbeswa iri beferere inenge ichitefa kuratidza kuti...befustopoverBelgiumbelgianbembeneneBembenene rudzi rwechibhururukwa chine mapapiro makuru...bemberaKuzivisa pamhene mhosva iri pamba pasina kutaura zita...bemberoBembero chipo chinobviswa kupa vanhu vane mutambo...bemboinfluenzabemheBemhe muswe wehwai wakakora nemafuta.bemhenoBemheno kutema nekubvisa tusanzu padanda raunenge uchida...bemhenwaBemhenwa muti wakatemwa unenge wabviswa mapazi awo.bendeketeshoulderbenemeneKuti benemene kuchena kwedenga risina kana kakore.bengaBenga ndechinenge chabva kana kusara panenge pabvaruka...benyeraBenyera chinyavada chihombe chinondurira nekumashure.benziidiotbenzvaBenzva imbudzi hadzi yakamboita vana.bepasheetbepeKuti bepe kunyatsowardzwa kwezvakaita rukukwe kana gumbeze.bepetuKana munhu ati bepetu anenge anwa chinwiwa nekuchipedza...bepetudzaKubepetudza kuita kuti mumwe munhu anwe chokunwa...bepetukaKana chinwiwa chikabepetuka chinenge chichigoneka kunwiwa...bepoBepo izwi rinopihwa kumhepo yakawanda uye yakasimba.bepuKana munhu akati bepu anenge avhurumuka kubva mukufenda...berehyenaberebedaKuberebeda kudya chibage munhu achiruma dzimwe tsanga...berebeduKuti berebedu kuruma-ruma chinhu uchisiyirira zvimwe kana...berekabearberekoBereko mutambo unoitirwa musikana nevabereki vake paanenge...berepereKana hembe ichinzi yakaita berepere inenge iine ruvara...bereraBerera igudo guru gonho rinenge riri zibaba uye riri...bererevestibulebesaflubesanodisagreementbesanwaBesanwa imhomho yavanhu vanofamba vachienda kwakasiyana...besuMuswe kana nhengo inosarira kumashure.besvuBesvu kugara kungaita munhu, akataranganisa makumbo ake...besvwaBesvwa iganda renzungu kana nyemba risina chinhu.BetaBeta mutupo wevanhu vanoyera ishwa.betecockroachbeteraKusorodha.beteteKuti betete kugara zvakanaka wakazorora zvizere...betseracontributebetseredzaKana u-kabetseredza munhu anenge ari padambudziko guru...betseroBetsero ruyamuro runopihwa munhu nevamwe pane dambudziko...beuBeu munda wakasakurwa ukasiyirwa panzira usina kupera.beuraKubeura kuvhura gonhi kana chimwewo chinhu chinenge...beyaBeya kugara kokuzarura makumbo usina hanya kana kuti...bezaKuti beza kugara munhu akangonyarara.bhaKuti bha mutinhiro unobuda panorovera gonhi.bha bha bhaKuti bha bha bha kurira kunoita mapapiro eshiri kana...bhaaKuti bha-a kujeka nekuda kwechiedza.bhabhadzaKubhabhadza kurova-rova munhu kana chinhu zvinyoronyoro.bhabhadzirapetbhabhaiKana uchiti munhu bhabhai unenge uchi muoneka uye...bhabhaisaKubhabhaisa kusimudza ruoko rwako worumveyesa uchioneka...bhabhamaKubhabhama kurovanisa mapapiro pamuviri sezvinoita jongwe...bhabhanduKuoma nenzira yeruzivo.bhabhanguKuti bhabhangu kudhidha uchirova mvura nemakumbo zvine...bhabhanuKuti bhabhanu kupetenuka kunoita sezvakaita jira kana bepa...bhabhanukaKubhabhanuka kuputunuka kunoita chinhu, sezvakaita jira...bhabharasiBhabharasi kurukutika nokutemwa nomusoro uye kusada...bhabharaziKunzwika kurwara mushure mekumwa doro rakawandisa...bhabhashopubarbershopbhabhatidzabaptizebhabhu(nhanha) Bhabhu izwi rinoshandiswa kumwana mudiki...bhachicapebhadharapayoffbhadharikapayablebhadharisaKana ukabhadharisa munhu unenge watema mutengo wechinhu...bhadhisaKubhadhisa mombe kuidimbura tsinga dzemachende anofamba...bhadhuKana wanzi bhadhu unenge warohwa nembama kumeso kana...bhadhuraKubhadhura kurova munhu kumeso kana mumusoro nembama.bhagamuraKubhagamura hari kuipunzira pasi zvokubva yatsemuka...bhagidhiGaba guru rokueresa zviyo.bhaguBhagu zimbwa ziguru rine maromo makuru nekumeso kwakashata.bhagu bhaguKuti bhagu bhagu kurira kunoita mvura kana ichisabvurwa...bhaguraKana uchinzi wabhagura munhu unenge wamurova zvakasimba.BhaibheribiblebhaindabinderbhairaboilerbhaisikopomoviebhajetaKubhajeta kuronga mashandisirwe angaitwa mari.bhajetibudgetbhakaKana uchibhaka sadza unenge uchirirova-rova nemugoti kana...bhakeraKubhakera munhu kumurova nechibhakera.bhaketibucketbhakitiBhakiti igaba guru rine chekubata rinochereswa mvura.bhakitiriyaBhakitiriya tunhu tudikidiki tunorarama, tunogona...bhambabumperbhambanguKuti bhambangu kurira kwengoma yakakura.bhamboBhambo chombo chehondo chinokandwa kana kugadzikwa kuti...bhambubombbhamudziraKana uchibhamudzira chimwe chinhu unenge uchichisunda kuti...bhamuraKubhamura munhu kumusundidzira nemuviri wako nechisimba...bhan'aBhan'a kandima kanosiyirirwa kurimwa kapotswa negeja.bhanabanbhanan'anathunderbhananabananabhandebeltbhandejiKajira kekuputira ronda (bandage).bhandibeltbhandijibandagebhanditiBhanditi munhu ari kupika jeri, anoshanda sechirango...BhandomuBhandomu izita rinowanzopuwa mombe dhonza kana kuti ngavi.bhanduroBhanduro zvinhu zvinenge zvakanyatsorongwa zvinenge...bhanduruChinhu chakawanda chakasunganidzwa (bundle).bhangabankbhangibankBhangiradheshiBangladeshbhanguBhangu munhu ane musoro mukuru.bhanhireBhanhire ibhande rinopfekwa navanhu-rume rakachinjika...bhanibarnbhanjoBhanjo igitare rokuzvigadzirira rakaiswa deze ramazembe ra...bhanyaKubhanya kubatanidzira uchitora zvinhu panguva imwe chete.bhanzibunbharaKunyora kana kukwenya.bharakibalakbharangadzaKubharangadza kunyora zvisinganatsi kuverengeka kazhinji...bharangandaKuti bharanganda kuvaima kunoita kunze kana kuchinaya...bharanziBharanzi imari inenge yasara sezvakaita mubhangi mushure...bharasaBharasa inzvimbo yose inenge iri mukati memucherechedzo...bharerobarrelbharetaBhareta inguwani isina bape rinobuda kunze, inowanzoti...BharugeriyabulgariabhasaBhasa izwi raimbosheedzwa naro munhu, kazhinji wechichena...

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store