KwaunobvaDuramazwiBbhabhai

Duramazwi

bhabhai

Zvinoreva

Kana uchiti munhu bhabhai unenge uchi muoneka uye kumushuvira kuti afambe kana kusara zvakanaka.

1

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bhabhaisa

Kubhabhaisa kusimudza ruoko rwako worumveyesa uchioneka mumwe munhu uye uchimushuvira kuti afambe kana kusara zvakanaka.

Verenga

Swipe for the next word