Duramazwi
bhabhadzira
pet · Pat
Duramazwi
pet · Pat
Kana uchibhabhadzira munhu unenge uchimurova-rova nhengo yemuviri wake zvinyoronyoro kuri kuratidza rudo kana kumufarira.

01 / 03bhabhai
Kana uchiti munhu bhabhai unenge uchi muoneka uye kumushuvira kuti afambe kana kusara zvakanaka.
VerengaSwipe for the next word