KwaunobvaDuramazwiC

Duramazwi

Mazwi ane C.

1848 Shona headwords beginning with C, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 1 pa8

ceaseceasedcenterscentrescentrecenterchaKuti cha kurira kunoita chinhu chinenge chadonhera mumvura.chaaKuti chaa kuita zvinhu nyorenyore zvisina kana kuisa simba...chaamai(tuko)Iri izwi rinoshandiswa kureva chituko chinenge...chabaniChabani isora rinoita tumaruva tuchena, rinowanikwa muminda.chabataChabata mutemo wepamutambo wetsoro wokuti, kana munhu...chabeChabe chinhu chisisina basa rachingashandiswa muupenyu.chabhu chabhuKuti chabhu chabhu kufamba kunoita munhu mumadhaka.chabudzaKuchabudza mvura kuitsika-tsika zvokuti ipfachukire...chabutaChabuta mutambo wokufembera kuti mari yakandwa mudenga...chabvuKuti chabvu kuwacha nhumbi usina sipo.chabvukaKuchabvuka kugona kuwachika kwenhumbi chero pasina sipo.chabvuraKuchabvura kunyika nhumbi mumvura kokupedzisira, kuitira...chabwaidzaKuchabwaidza kufamba mumvura uchiirovanisa nemakumbo ako.chabwiKuti chabwi kupinda mumvura uchifamba zvokuti imwe mvura...chabwi chabwiKuti chabwi chabwi kufamba kwemunhu muchabwidzaisina kudzika kana mumachakwi. Takazongonzwa yava chabwi...chabwiraKana uchichabwira unenge uchitambira mumvura kana...chachaKuchacha kuwisa miti kana zvimwe zvinhu uchishandisa sanhu...chachachaKuti chachacha kudonha kwemadonhwe emvura paivhu...chachadaKuchachada kubvisa imwe nyama uchicheka yaunosarudza.chachaduKuti chachadu kuzunungusa chinhu kuti chiite ruzha.chachadzaKuchachadza kuvhura mvura papombi zvekuti inobuda...chachamaKuchachama kudonha kwemvura zhinji pavhu nyoro.chachamadzaKana wakachamadza unenge wakatsigira chinhu chiri mudenga...chachamaraKana chinhu chakachachamara chinenge chanyanya kukwiririsa...chachananaKuti chachanana kugadzira panhu panobvira kuyambuka...chachanuKuti chachanu kumera nguva imwe chete kunoita mbeu...chachanukaKuchachanuka kubvira kubudiswa mumvura kwechinhu nokukasika.chachanuraKuchachanura chinhu kuchibudisa mumvura uchiita...chachanyaKana uchichachanya unenge uchirova-rova kana...chachapuKuti chachapu kutorera munhu chaange akabata nokukasira...chachapudzaKuchachapudza kuita kuti mumwe munhu abvute chinenge...chachapukaKana chinhu chichichachapuka chinenge chichibvira kutora...chachapuraKukasikira kubvuta kana kurova.chacharakachaKuti chacharakacha kuyambuka rwizi kana chikova chine...chachari chachariKuti chachari chachari kuchitsika-tsika pasi zvine simba...chacharidzaKuchacharidza kuridza-ridza pasi nemakumbo zvinoita anenge...chacharikaKuchacharika kutamba kokudzana zvine mutsindo.chachavaKuti chachava kutadza kufamba, kazhinji kunokonzwerwa...chachavadzaKuchachavadza kuita zvinokanganisa mashandiro echimwe...chachavaraKuchachavara kutadza kufamba zvakanaka kunokonzwerwa...chachuKuti chachu kutema mashanga seechibage nebadza kana chimwe...chachukaKana nyama ichichachuka inenge ichibvira kutora ichiri...chachuraKuchachura kutora zvokudya zvichiri kubikwa pamoto.chadengaatmospherechadimaChadima kusviba kwekunze kwakanyanya munguva dzemanheru...chaduKuti chadu kucheka chinhu chakanyorovera uchishandisa...chadukaKana chinhu chichichaduka chinenge chichibvira kucheka...chadzerareflectionchadzimiraKukwanisa kutarisa nenzira yehutano.chaengapotsherdchagandangaChagandanga ruzha rwakanyanya runoitwa navanhu vakawanda...chagudumaChaguduma ibundo rinomera zvikuru pakaorera, rinobereka...chagumaChidhongi.chagwandaChagwanda muriwo wemuboora unenge wakarohwa nechando uri...chahomweChahomwe idumbu rechina remhuka mainochengetera chikafu...chahuduChahudu mafufu akaumbana anowanzowanikwa muduri pakutswa...chahwaChahwa mukati meruoko matinoshandisa pakubata zvinhu kana...chahwiririKana munhu achinzi akasvika panzvimbo ari chahwiriri...chaiteachai chaiKuti chai chai kushambira sezvinoita hove dziri mudziva.chaichaiChaichai rudzi rwemucheka mutema une mbikiza dzeshinda...chairaKufambisa kuenda mberi.chaisaKuchairisa.chaiyerealchaiyopeculiarchaizvodelightedchaizvoizvoabsolutelychajaKana munhu achichaja chimwe chinhu anenge achireva mutengo...chaka-aKuti *chaka-a* kudira munhu mvura asingafungire, kuti...chakachaKuda kukasikira zvinhu.chakachakaKana chipfeko chakati chakachaka chinenge chakanyorova...chakachakadzaKuchakachakadza kurasa-rasa mvura panzvimbo yose zvokuti...chakadzaKuchakachakadza.chakadziraKuchakadzira kubaya-baya murivo unenge uri mupoto...chakamweKuita chinhu chakamwe kuchiita nguva imwe chichibva chapera.chakanyaKuchakanya kudya munhu achikanya-kanya chikafu...chakanyadzaKuchakanyadza kuita kuti zvinhu zvakaita semacha-chakapedzambudziKuchakanyadza kuzadza zvinhu zvakaita semvura pose pose.chakapitiKuti chakapiti kutora chinhu pamwe nokuchisumudza.chakapitidzaKuchakapitidza kutora chinhu pamwe nokuchibata muruoko.chakasaraChakasara inzvimbo inenge iine vanhu vakawanda...chakasimwaplantedChakatasourplum, a wild fruit (Ximenia caffra)chakata [shakata]Kana muviri ukati chakata wagumhwa nesimbi unenge waita...chakatiChakati izwi rinoshandiswa pachinzvimbo chechinhu chinenge...chakatikaKuchakatika kutaura zvisina kufanira pavanyarikani.chakauyaIzvi ndezvinenge zviri kuitika muvanhu mazuva iwayo.chakavanzikasecretchakavhinyaChakavhinya munhu asingatenderi vamwe vanhu kuti vataure...chaku chakuKuti chaku chaku kutsenga chokudya zvinyoronyoro asi...chakuraKana uchichakura unenge uchitsenga chokudya zvishoma...chakuvhefunguschakwa chakwaKuti chakwa chakwa kufamba nemumvura isina kudzika kana...chakwairaKuchakwaira kufamba nomumvura isina kudzika uchiipfachura.chakwataKuti chakwata kunyanya kunyorova kwenhumbi mushure mokunge...chakwatidzaKuchakwatidza kunyorovesa nhumbi nokudzimwaya mvura.chakwatikaKuchakwatika kunyanya kunyorova kwenhumbi dzanaiwa kana...chakwechanaChakwechana imhando yemhunga inotapira chaizvo.chakweshaChakweshadombo.chakweshadomboIchi chombo kana chimwe chinhu chokushandisa chava...chamaconcentratechamagotsiChamagotsi kufamba uchienda kudivi rawakafuratira.chamakuwendeUyu munhu anozivikanwa zvikuru pamusana pezvakanaka...chamandiririUyu munhu anorwa chaizvo uye anonetsa kukurira.chamangwizaChamangwiza munhu anenge ari shasha kupfuura vamwe pane...chamapinyoriUyu munhu kana mhuka inotaridza kusimba chaizvo.chamasimba-masimbaUku kushandisa chisimba kuti munhu akuudze zvaanofunga...chamateyaKana munhu achinzi ndichamateya anenge aine makumbo...chamatsenganzunguIchi chibhakera chakasimba chaizvo chinorohwa munhu...chamatumbaChamatumba munhu kana mhuka yakakora chaizvo, inorataridza...chamavovondeKana munhu achinzi ndichamavovonde anenge achimwa doro...chambembezaChambembeza kubereka mwana kumusana pasina mbereko, wobva...chambiswavaibereka vana kumusana chambembeza nokuti mbereko dzaiva...chambokoChamboko ishamhu inogadzirwa neganda ren'ombe, remvuu kana...chambwaChambwa chinhu chokudya chisingagutsi, chinongodyirwa...chambwadzaKuchambwadza kunyorovesa panzvimbo nokumwaya mvura.chamhembenorthernchamhungweChamhungwe imhepo inovhuvhuta nokutenderera panzvimbo imwe...ChaminukaChaminuka isvikiro guru raiva homwe yevanayisi vemvura.chamiziraChamizira kusavapo kwevanhu panzvimbo, umwe noumwe aenda...chamotoChamoto chimwiwa chinodhaka chaizvo chinobikwa...chamugoChamugo kuisa zvinhu zvinowedzera runako kumeso kana...chamuhwiririKumhanya nokutenderera nokukurumidza.chamukainyamaKana munhu achinzi ndichamukainyama anenge achidya chero...chamupidigoriUku kuisa makumbo mudenga musoro uri pasi.chamwaChamwa rudzi rwemuti unobuda mukaka unonamira...chanaChana mwana ane muviri mudiki.chananaChanana chinhu chine mwena pakati chinoshandiswa pakusvuta...chandocoldchandomaChandoma chitanda chine fundo mberi chinosungirirwa mberi...chanduruChanduru kahomwe kari mumuviri kanochengeta mvura inovava...changaChanga munhu anotarisirwa pasi pamusana pokuti haana...changadzoChangadzo itambo inosungirirwa muhuro membwa, inoshandiswa...changamaraKuchangamara kufamba kwemunhu kana mhuka yakakura chaizvo.changamiresovereigntychangamisaKuchangamisa kutsveta chinhu pasi makumbo acho ari mudenga.changamukaattentivechanganoChangano chaunga chevanhu vakawanda vanenge vane nyaya...changaraChangara ivhudzi rakareba chaizvo uye risingamwiriri mvura.changaradzaChangaradza igungano revanhu vakawanda chaizvo vanenge...changatiraChangatira kufunga zvakasiyana chaizvo nezvinenge...changazhaChangazha kuomarara kwakaita magaro egudo kunokonzerwa...changeChange imhuka huru yemhuri yemharapara nebimha inogara...changinjaKuti changinja kutorera munhu chaakabata, zvikuru chombo...chango-Ichi chiumbamazwi chinoshandiswa kutaridza kuti chinhu...changomaChangoma ishavi rinogara munhu rozoita kuti anenge agarwa...chaniChani ibundo kana mashizha anenge avhara nzira...chanjaIzwi remuchinda pano ruzivo.chanjaidzaKuchanjaidza kusiya chinhu chisiri panzvimbo yakanaka...chanjaikaKana chinhu chakachanjaika chinenge chakanyanya kukwirira...chanjamaKuti chanjama kunyanya kukwirira kana kurebesa kwechinhu...chanjamadzaKuchanjamadza kutsveta chinhu chisina kunyatsoenzana...chanjamaraKuchanjaika kubudikira kwemazino kunze komuromo nokuda...chanjaranjaKuti chanjaranja kurambisisa kuita zvaunenge wanzi uite.chanyaMvura yeruzivo.chanyanguraKuchanyangura chinhu kuchichekacheka usina hanya nokuti...chanyauKuti chanyau kucheka chinhu usingambotarisi kuti pauri...chanyaudzaKuchanyaudza kukonzera mumwe munhu kuti acheke chinhu...chanyu chanyuKuti chanyu chanyu kutsenga chinhu mumuromo zvine karuzha.chanyuraKuchanyura kutsenga chinhu mumuromo zvinoburitsa ruzha.chanyusaChanyusa munhu ane simba rokuziva zvichange zvichizoitika...chanzapalmchanzichancechaooChaoo inhengo yomusoro iri panoperera rushaya uye pari...chapaChapa munhu asingagoni kuzvishambidza muviri wake uye...chapazaKuchambwadza.chaperaChapera mukombe wedoro wekupedzisira unopiwa munhu...chapewaChapewa chipfeko chinopfekwa mumusoro kuvharidzira chando...chapfanyaKuchapfanya kudya zvinonaka uye zvakawanda chaizvo.chapfuduChapfudu ndecho- kudya chose chakanyorovera, kusanganisira...chapfumboChapfumbo chidyiwa chinogadzirwa nemhodzi dzakakangwa...chapuChapu idemo diki risina mupini wokupfekera.chapudzaKuchapudza kuwacha kana kusuka chinhu usina sipo.chapukaKuchapuka kukupika nemaoko sezvinoitwa mvura iri mumufuku.chapupuwitnesschapuraKuchapudza.chapwaKuti chapwa kusimuka mudenga uye kuita ruzha kwemvura...chapwatiChapwati imvura yakawanda inowanzonaya iine mipande mukati.chapwitiChapwiti kusagadzikana kwezvinhu kwakanyanya kunogona...chapwititiChapwititi iguruva kana chiutsi chakawanda chaizvo...charaChara inzara yomunhu iri pamunwe mukuru. Vakuru...charadzaCharadza kuenda musango kundovhima vanhu vachigaramo...charakaCharaka mukana unogadzirwa paduvo kana chikandira, panoti...chararaCharara itsika yokuenda kundovhima vanhu vachirara musango...charavandaUyu mukaka mumbishi kana wakakora unomwiwa kana kudyiwa...chariChari mucheka wakarukwa neshinda dzakakora, unoshansiswa...charimaCharima kunze kwakasviba chaizvo. Kana kukaita makore...chariraRuzha rwemvura inoteuka.chasinaChasina kakova kadiki kanongoerera kuchangopedza kunaya...chassischassischatacharterchatadzaKuchatadza kuenda kundovhima vanhu vachipedza mazuva...chatadzisaKuchatadzisa kukonzera kuti mumwe munhu apunzikire pasi.chatanuraKuchatanura kurambana zviri pamutemo kwevanhu vambenge...chatichartchatidzachinenge chakandwa mumvura.chatikaKana uchichatika unenge uchitambira mumvura uchikonzera...chatisaKuchatisa munhurume nemunhukadzi kuvapa mvumo kana tsamba...chatiyaniChatiyani ibota rinobikwa neupfu nemukaka mumbishi unenge...chatsunguChatsungu ndepanosangana uswa pamusoro pedenga remba...chatsuruChatsuru kurwadza kunoita mudumbu muchipisa nokuda kwekuti...chatukaKuchatuka kutsvaka chinhu uchidisa kuchiwana asi...chaudaChauda kuitika kwezvinhu zvisingakufadzi zvinenge...chaungaclumpchavaKuti chava kuramba chaunenge uchipomerwa kana chaunenge...chavakuruChavakuru ibutiro romwana achiri mudumbu, rinosariramo...chavangaKuchavanga kucheka kana kutema chinhu zvakadzika...chavanguKuti chavangu kutema kana kucheka chinhu zvakadzika.chavhumbukaChavhumbuka ibundo rinomera mumunda, zvikuru pane mupfudze...chawaKuti chawa kuwira mumvura kwechinhu zvine simba zvokuti...chayaKuchaya munhu kumurova, kazhinji nemaoko.chayoChayo izita rinopiwa miti yose inogona kushandiswa...chazaKana uchichaza unenge uchidimbura chinhu chakanyorovera...chazezesanotoriousche che cheKuti che che che kuita ruzha rwuri pamusoro-soro kunoitwa...che- [cho-]Ichi chivakashure chinoshandiswa kuratidza uwandu kana...che-eKuti che-e kutambanudza rupasa kana chimwe chokuwaridza...chebundoChebundo munhu asingawanzowanikwa pamusha pake nokuda...chechaKana munhu achiti checha anenge achikuza vanhu kuti...checheKuti cheche kuenzana kwezvinhu pakukura kana pauwandu.chechemaKuti chechema kuvhiringika mupfungwa zvokubva watadza...chechemadzaKuchechemadza kuita zvinhu zvinokonzera kuti mumwe munhu...chechemaraKuchechemara kuva munhu akavhiringika mupfungwa nekuda...checheneKuti chechene kubvisa chinhu uchiita zvokucheka kana...chechengaKuchechenedza.chechenyedzaKuchenjerera mukuita basa kuitira kubudirira.chechepfuKuti chechepfu kuruma chinhu chakanyorovera uye...chechepfudzaKuchechepfudza kuruma nemazino chinhu chakanyorovera...checherereKuti checherere kumisa nokukasira bhasikoro ranga...chechesaKuchechesa kufamba uchisunda bhasikoro.chechetaKuchecheta kurwadza kunoita ronda nokuda kwekuti wapindwa...checheteChechete muchero wakatenderera unodyiwa, unoberekwa uine...chechetereKuenzana.checheudzaKuchecheudza kubvisa rupandi rwechimwe chinhu uchiita...checheukaKuchecheuka kubvira kuchekeka kwechinhu kana uchida...chechibasilicaChechinafourthlychechuKuti chechu kuyeuka chinhu chakakosha chawambenge...chechudzaKana uchichechudza unenge uchirangaridza mumwe munhu...chedebuKuti chedebu kutema kana kuruma chinhu zvokubvisa ganda.chedhaKuchedha kudududza nokuda kokuti zvawanga uchirwisana...chedumbuChedumbu izita remadunhurirwa rinopuwa munhu anenge aine...chedzaKuchedza kugarira zvipfuwo kuti zvifure zvisingaendi...chedzuKuti chedzu kuvako kwechiedza chikuru kwenguva duku...cheeKana panzvimbo pakati chee panenge pakazara nevanhu.cheeneneKuti cheenene kutarisa shure kwawakafuratira nokukasira...

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store