KwaunobvaDuramazwiCchachanya

Duramazwi

chachanya

-bvanganidza-dzanganya

Zvinoreva

Kana uchichachanya unenge uchirova-rova kana kupfanya-pfanya chinhu kuti chipfave, chinyorove kana kuti chitefe.

1

Zvaakaramba achichachanya mengo yange yakangavira yakabva yatotefa.

Kana uchichachanya unenge uchirova-rova kana kupfanya-pfanya chinhu kuti chipfave, chinyorove kana kuti chitefe.

Zvakafanana

-bvanganidza · -dzanganya

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chachapu

Kuti chachapu kutorera munhu chaange akabata nokukasira uye uchishandisa chisimba.

Verenga

Swipe for the next word