KwaunobvaDuramazwiCchachanura

Duramazwi

chachanura

Zvinoreva

Kuchachanura chinhu kuchibudisa mumvura uchiita zvokuchikweva.

1

Kuchachanura chinhu kuchibudisa mumvura uchiita zvokuchikweva.

Ndakachachanura ziramba rakakura zvokuda kundipinzira mumvura.

Kuchachanura chinhu kuchibudisa mumvura uchiita zvokuchikweva.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chachanya

Kana uchichachanya unenge uchirova-rova kana kupfanya-pfanya chinhu kuti chipfave, chinyorove kana kuti chitefe.

Verenga

Swipe for the next word