KwaunobvaDuramazwiH

Duramazwi

Mazwi ane H.

583 Shona headwords beginning with H, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 1 pa3

haKana munhu achiti ha, anenge ari kudavira munhu...ha-aKana munhu achiti ha-a anenge achiganya, kuratidza...haaKuti haa kukanuka kunogona kuitwa nomunhu kazhinji kana...haananeverhabhaharborhabhurosiChishandiso chekutsuka mazino (toothbrush).hachaChakata.hachiHachi imhuka yakaita sedhongi asi iyo iri huru...hachuraKuhachura kubvuta chinenge chakabatwa nemumwe munhu...hadaKuti hada kutaridza mufaro mukuru kwazvo.hadiyogarlichadyanaHadyana ihari yevhu yakaita diki, inobikirwa muriwo...Hadyanesmall clay pothadzihindhafuhalfhafuraKuhafura kubvisa zvimwe zvinhu padutu, kana pane...hafutaniHafutani uremu hwemakirogiramu mazana mashanu.hahararaKuti haharara kuratidza kusagadzikama kana kusatsiga.haiTinoshandisa hai kutaridza kushatirwa pamwe nokushamisika.haifeniHaifeni kamutaro kakangoti tsee kanoshandiswa...haijambuHaijambu mutambo wokuuruka tambo kana rumuti rwuri...haikonaTinoshandisa haikona kurambidza munhu kuenderera mberi...haikotiHaikoti idare guru redzimhosva rinotonga nyaya dzinenge...haikwanisecannothairaKuhaira kumhanyira kutaura kana kuita chinhu usati...haiwaTinoshandisa haiwa kuratidza kudemba.haiwaiwaTinoshandisa haiwaiwa kutaridza kuti munhu aramba...hakahookhakanuKuti hakanu kuregedzeka kwepange pakabatanidzwa nenzira...hakanuraKana munhu akahakanura ngetani kubva pageja, ane nge...hakataHakata zvombo zvinoshandiswa nen'anga pakushopera...hakohakuKuti haku kukochekera ketani, joko, matiroko kana zvimwewo...hakuuyiswiIri izwi rinoshandiswa kuchingamidza munhu abva kunhamo...hamabrethrenhama yepedyoUyu munhu wepaukama anenge ari iye anonyatsoziva nezvehama...hama yeropaKana munhu ari hama yeropa yemumwe vanenge vaine hukama...hambaturtlehambakweChihambakwe.hambamwoyoHambamwoyo kufunga zvokuita kana kusaita uri wega, pasina...hambihambisaKufambisa.hamburamakakaUyu munhu kana mhuka ine mumhu mukuru, uye yakasimba...hameniKana vatendi vachiti hameni vanenge vachiratidza...hamenowonderhamhenohamiraKuhamira kuvhumbamira pamazai kunoitwa neshiri kuti...hamiroHamiro mudziyo wedanda rakavezwa, unokamirwa mukaka.hamvuropienvelopehamvuropuHamvuropu ibutiro repepa rinoiswa tsamba isati yaendeswa...han'aHan'a munhukadzi anenge asingazvari. Ukaroora mukadzi...hanaconsciencehandaHanda mwana wembwa.handakamweHandakamwe mukadzi akazvara kamwe chete.handakiHandaki igomba rinocherwa nemasoja kuitira kuzovandamo...handeHande rudzi rwehowa hunonetsa kuwana chaizvo.handeiKuti handei kuudza waunenge unaye kana vaunenge uinavo...handiraHandira imombe nzombe isina kuchekwa uye inoberekesa mhou.handitiKuti handiti kubvunza kuti zviri kutaurwa hazvisiri izvo...handizvoHazvisi.handoHandira.handuroHanduro isimbi dzinobatwa namaoko pakufambisa nekururamisa...handwaHandwa chinhu chaunopa mumwe munhu pasina kutaritsira...hangaHanga ishiriyomusango yakafanana nehuku, ine ruvara rutema...hangachepfuIri ijira diki rinoshandiswa kufurisa madzihwa kana...hangaiwaHangaiwa ishiri inopfuyiwa yakafanana nenjiva.hanganwafbrgetfulnesshangaraHangara imhando yenyoka yakasvibirira, inogara mumvura...HangarihungaryhangiroHangiro chidimbu chehari yakapwanyika chinokangirwa zvinhu...hanisiMahanisi itambo dzinosungirwa pamuviri wedhongi kana bhiza...hanuHanu inzvimbo inosara pakati pezvinhu zviviri zvakagarisana.hanwaHanwa kanzvimbo kari pakati pezvinhu zviviri.hany'aHany'a kuva nechido nezvinoitwa navamwe, utano hwavo kana...hanyaconcernhanyanisionionhanyn'ahanyukanyuKana munhu achiita hanyukanyu, anenge achidya chimwe...hanzigoosehanzuHanzu inguo kana nhumbi inopfekwa nomunhu.hanzvadzisiblinghanzvadzi konamabrotherhanzvadzi sikanasisterhanzvadzikomanaKumwanasikana hanzvadzikomana mwana wechikomana wemumba...hanzvadzisikanasisterhanzvuKuti hanzvu kurodzera banga kana demo kuti ripinze.hapananobodyhapanoTinoshandisa hapano munhoroondo kutaridza zvakazoitika...hapayaKana munhu achiti hapaya anenge achienderera mberi...hapenohapuKuti hapu kusimudza chinhu chinorema uchikasira chaizvo.hapwaarmpithararakeharadadaKana musuo weimba wakati haradada unenge wakashama...haradhicarnivalharadzivaHaradziva iruva rinomera mudziva rine mvura yakaterama...haraharaHarahara ruvara rwuri pakati petsvuku neshora.harahwaHarahwa murume anenge akura zvokutofamba akakotamira, uye...harambweHarambwe isora rinomera mumvura, rinotanda uye rinotsvedza.HararecoteharatiHarati igonye diki rinodyiwa uye rinowanikwa mumuti...harborharbourhareruyahallelujahhariHari chiumbwa chevhu chinobikirwa zvokudya pachoto...harivhikwiKana vanhu vachitaura nyaya mumwe achidavira achiti...haroHaro inzvimbo inosara pakati pezvinhu zviviri zvakagarisana.haro-oTinoshandisa izwi rokuti haro-o pakumhorosana nevanhu...haruraHarura kurova kunoita moyo mushure mekuvhundutswa kana...harurwaHarurwa zvipe-mbenene zvinodyiwa, zvinonhuwa uye...harweHarwe inzvimbo iri nechekudumbu kwemuviri wemunhu kana...hashaabrasiveHatalarge clay pot (for beer or water)hata hataKuti hata hata kufema uchizarirwa pamusana pokushatirwa.hataikaKuhataika kufemera pamusoro uye nekukasira.hatairaKuhataira kuva neshungu dzekuda kuita chimwe chinhu...hatsakatsaHatsakatsa munhu kana mhuka yakasimba uye inorema chaizvo.hatsukatsuHatsukatsu munhu murefu uye akafuta chaizvo.hatukaKuhatuka kubatira moto kwechinhu nekukurumidza...hauKuti hau kuhukura kunoita imbwa.havaKuti hava kupararira kwemarimi emoto achipisa nzvimbo huru.havairaHava vana venyu venyu, isu takafundisa tikapedza.havanoIri izwi rinoshandiswa kuratidza kuti vanhu vacho vari...havhiChidimbu chechinhu chakayerwa (half).haviHavi chishuwo chekuda kudya, kunwa, kuputa fodya, kana...hayahirehazuraKuhazura kubata chinhu choda kutiza neruoko, uchikasika.hazvanziMunhu wechirume kana wechikadzi akaberekwa nevabereki...hazviereHazviere chikwenzi chinowanikwa munzvimbo dzine ivhu...hazvieriHazvieri mushonga unorapa manyoka kuvana vacheche.hazvigonekiimpossiblehazviitedoesnhazvineiKana munhu akakuti hazvinei anenge achikuudza kuti kana...hazvisiHandiZVO.hazvonecessarilyhelihe-eKana munhu achiti he-e anenge achidavira kusheedzwa...heboTinoshandisa hebo kana tichitaridza kuti taregerera munhu...hechuKuti hechu kusimudza zvinhu zvinorema.hedhaKuhedha kurova bhora kana chimwewo chinhu uchishandisa...hedhibhodhiHedhibhodhi chimwe chezvizvishongo zvinoiswa mubhedhurumu...hedhibhoyiHedhibhoyi mukomana anosarudzwa pachikoro kuva...hedhigeroHedhigero musikana anosarudzwa kuva mukuru wemapurifekiti...hedhimasitaUyu munhurume anotungamirira chikoro.hedhukaKuhedhuka kurega kunamata sezvawaisimboita, pamusana...heiKuti hei kukuza n'ombe kuti dzikweve geja, ngoro kana...hejiHeji miti nenge yakadzvarwa yakabatana ichikura ichirukana...hekeriHekeri indima yomunda inosara panguva inorimwa rimwe bandi...hekiKuti heki kukuza n'ombe dziri kurima.helpassisthembeoutfithemuHemu inyama yepagumbo renguruve inogayiwa yoiswa munyu...hen'ahangerhendibhegihandbaghengechefuhandkerchiefhepisiHepisi chirwere chinoonekwa netumhezi tunopisa tunoita...hepuKuti hepu kusimudza chinhu nechimbichimbi uchichikanda...hereIri izwi rinotaurwa kumagumo kwomubvunzo kazhinji...herikoputahelicopterhesiIri izwi rinoshandiswa nemunhu kana achikwazisa mumwe...hesvuKuti hesvu kuregerera munhu kuti asabhadhara mumwe mutero...hesvuraKuhesvura kusimudzira geja kuti riite muforo usina kudzika...hetihatheturaKukwanisa kubuda nenzira yeruzivo.hevoTinoshandisa hevo kutaridza kubvuma zvatanzwa kana...hevokaTinoshandisa hevoka kuchenjedza munhu panjodzi inenge...HeyheyheyaTinoshandisa heva kutaridza kuti tabvumira munhu kuita...heyapiniHeyapini kasimbi kakakombama kanoshandiswa kubata bvudzi...heyihayhezvoKuti hezvo kutaridza kushamisika nechiitiko chawanga...hiKudaidza nenzira yeruremekedzo.hi hi hiKuti hi hi hi ruzha uye kuita sokufenda kunoitwa nemunhu...hi-iKuti hi-i kutaridza kunzwira mumwe munhu urombo...hichaKuti hicha kubvuta chinhu zvine simba.hidehidhii hiKuti hii hi kuchema kwemunhu asingadudzi mazwi...himbiMunhinzwa.hindavaKana munhu akati hindava anenge achibvunza kuti zvinhu...hindiDendera.hingaIzwi rinoshandiswa pakushuma mashoko (indeed).HingirandiKana vanhu vachitaura nezve Hingirandi vanenge vachitaura...hinifomuuniformhinjiHinji isimbi inobatanidza zvinhu zviviri kuti zvigone...hiriKuti hiri kupenga zviya zvekurasa njere.hitaheaterhiyaIzwi rinoshandisirwa pakubvuma nenzira yeruremekedzo...hiya-aKuti hiya-a ruzha runoitwa nemunhu anenge achisvikirwa...ho-Kudaidzira mhenya.ho-oTinoshandisa ho-o kumisa n'ombe dzakasungwa pajoko.hobhiyaHobhiya idoro rinobikwa nemaruva anenge amboomeswa.hobhoHobho zvinhu zvinenge zvakawanda.hobvuIchi chipauro chemu-panda 9.hochaKubika nyama kana chimwe chinhu pedyo nemoto pasina hari...hochekeroHocheko.hochekesoHochekeso chisimbi kana chitanda chakakombama...hochekoHocheko inzvimbo inohakichirwa nhengo yesimbi inobatanidza...hochekocheUku kubatanabatana kwezvinoshandiswa pakusunga, sezvakaita...hochiHochi imhuka inopfuyiwa, ine muromo wakapwashika uye ine...HockeyhockeyhodhaKuhodha kutenga zvinhu zvakawanda nemutengo uri pasi kuti...hodoHodo rudzi rweuswa hunomera mumatoro, hunoita kamudzi...hodokodoHodokodo rudzi rwemasvosve matsvuku ane sure kwakasimuka...hodzekoHodzeko ihari inochengeterwa mukaka kuti ukore.hofisiofficehoforigianthofuHofu igomba reduri, munova ndimo munoiswa mbeu pakutswa.hohoKana munhu achirovera hoho anenge achipa yeuchidzo yokuti...hohohoHohoho ruzha runoitwa nevanhu vakawanda vanenge vakaungana.hohonwaHohonwa munhu kana mhuka yachembera chaizvo.hohoshwaHohoshwa kamuti kanobereka vana vanenge nyemba, vane unye...hohozhwaHohozhwa vana vanoberekwa nemuhohoshwa vane makanda ane...hohwamushroomhoihoiKuti hoihoi kuunganidza n'ombe kana vanhu vazhinji panhu...hokaHoka idoro rinobikwa. pokorodzwa musha wose, vanhu vonwa...hokeraHokera chinhu chakanaka zvinoyevedza pameso.hokeroHokero inzira inoshandiswa kuzivisa uye kukurudzira vanhu...hokesoHokeso chipfuko chaipiwa mukuru wemumana kuti achikokera...hokiHoki mutambo unotambwa nezvikwata zviviri zvinenge...hokoHoko imbeu inosiyiwa mumunda yobva yozomera yoga gore...hokokoHokoko imbira hono yachembera chaizvo.hokoraHokora inhanga risati ranyatsokora asi rinogona kubikwa...hokotaMuramba.hokoyoTinoshandisa hokoyo kuyambira munhu nezvenjodzi inenge...hokunoTinoshandisa hokuno kutaridza zvinhu zviri pedo kana...holandhollandhomaKugogodza.hombaHomba idemhe rehozhwe.hombarumeHombarume muvhimi mukuru anoti akaenda musango haadzoki...hombebighomberaHombera igo hombe, dema rinoruma zvikuru.homberoHombero chipfuko chainochengeterwa doro rapanhimbe chokuti...hombiroHombiro igudo gono rinenge riri mukuru weboka.homboMunhu ane muviri mukuru kwazvo.hombodoHombodo kabhegi kakagadzirwa nedehwe remhuka.homboraHombora idoro rinotanga kupiwa vanhu kuti vamwe, vasati...homboreHombore muswe wemhuka unoshandiswa nen'anga pakusasa...hombororogianthombweHombwe muti une hunde yakakwasharara unoita mashizha awo...homekedzoHomekedzo irayiro inopiwa mumwe apo vaviri vanenge vava...homekoHomeko irayiro inopiwa kumunhu anenge achida kudzivirirwa...HomemadehomemadehomoHomo chuma chinenge chakatungirwa patambo.homondoHomondo muchero muhombe.homuKuti homu kuchema kunoita makudo.homuraKuhomura kuchema kwamakudo makuru, zvikuru kana abva kuba...homuwekiHomuweki ibasa rinopiwa vana vechikoro kuti vanoitira kumba.homwepockethon'agrowlhonaHona ibvupa renyama rakakura.hondeHonde ijekiseni rekudzivirira chirwere chechibhokisi...

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store