KwaunobvaDuramazwiHhachura

Duramazwi

hachura

Zvinoreva

Kuhachura kubvuta chinenge chakabatwa nemumwe munhu mumaoko. Imbwa yakahachura nyama yaiva yakabatwa nemwana, akasara achichema.

1

Tafi zvaakachachura nyama kubva mugapu rainge riri pachoto, vanhu vose vakabva vaziva kuti aikara.

Kuchachura kutora zvokudya zvichiri kubikwa pamoto.

Kuhachura kubvuta chinenge chakabatwa nemumwe munhu mumaoko. Imbwa yakahachura nyama yaiva yakabatwa nemwana, akasara achichema.

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hada

Kuti hada kutaridza mufaro mukuru kwazvo.

Verenga

Swipe for the next word