Duramazwi02 / 03hachiHachi imhuka yakaita sedhongi asi iyo iri huru, inowanzoshandiswa pamijaho. Hachi rinomhanya kupinda mamwe rinobhadhara mari zhinji kumuridzi.Verenga→
Duramazwi03 / 03hachuraKuhachura kubvuta chinenge chakabatwa nemumwe munhu mumaoko. Imbwa yakahachura nyama yaiva yakabatwa nemwana, akasara achichema.Verenga→