Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chakata.
1
Chakata.
Mangwanani ese vanga vakati tsikitsiki vari pandima iya yepamuhacha.
Muhacha une gutukutu rinobuda munguva dzechirimo.
Munhu ane tsika dzouhure anotorwa sechachacha.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hachi
Hachi imhuka yakaita sedhongi asi iyo iri huru, inowanzoshandiswa pamijaho. Hachi rinomhanya kupinda mamwe rinobhadhara mari zhinji kumuridzi.
VerengaSwipe for the next word