Duramazwi02 / 03ishwaIshwa zvibhururukwa zvinobuda muchuru kana kwanaya, zvinogara pamwe nemajuru nokudyiwawo semajuru, asi izvo zviine mapapiro. Majuru anoruma kana vanhu vachinonga ishwa.Verenga→