KwaunobvaDuramazwiIishwa

Zvinoreva

Ishwa zvibhururukwa zvinobuda muchuru kana kwanaya, zvinogara pamwe nemajuru nokudyiwawo semajuru, asi izvo zviine mapapiro. Majuru anoruma kana vanhu vachinonga ishwa.

1

Ishwa zvibhururukwa zvinobuda muchuru kana kwanaya, zvinogara pamwe nemajuru nokudyiwawo semajuru, asi izvo zviine mapapiro. Majuru anoruma kana vanhu vachinonga ishwa.

Rega kutsindira mwena unobuda ishwa.

Ishwa dzakati dzadzanu kubuda mumwena dzaona mwenje.

Ndakapedzisira kudya ishwa gore rakapera.

Zvakafanana

shwarara

Zvine chekuita

mucherere

Mamwe mazwi ane I

I

Duramazwi

01 / 03

isina kugadzikana

unstable

Verenga

Swipe for the next word