KwaunobvaDuramazwiR

Duramazwi

Mazwi ane R.

911 Shona headwords beginning with R, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 1 pa4

rIyi inzvanyira inodaidzwa ichinzi ara, inowanikwa pakati...r ir iraingrabadaKana munhu akati rabada anenge arara pasi achiratidza...rabada rabadaKuti rabada rabada kumhanya kwemhuka huru yakaita sebhiza...rabadikaKurabadika kufamba zvishoma zvishoma kwemunhu murefu.rabadu rabaduKuti rabadu rabadu kufamba zvishomashoma kwemunhu murefu.rabadutsaKurabadutsa kunetesa munhu kana mhuka.rabanuKuti rabanu kuvhomora nokubudisa chinhu chirefu changa...rabanukaKana nyoka ichirabanuka inenge ichimononoka, ichitasanuka...rabanuraKana uchirabanura shinda, unenge uchiimononora...rabarabakana rinhu rakaita rabaraba rinenge rakareba.rabharubberrabhiIri izwi raishandiswa nguva dzakararama Jesu, kureva munhu...rabhoritarilaboratoryrabuKuti rabu kurara pasi usina simba mumuviri.rabu bhiUku kupinganidzwa kwechinhu chakareba chichibva chawira...rabudzaKana amai vachirabudza mwana vanenge vachimutsveta...raburaKurabura munhu kumuwisira pasi, mushure mokumupingandare.rabvanyuraKurabvanyura kuruma nekudimbura zimedu zihombe panyama.rabvuKuti rabvu kukwakuka kunoita bhiza richimhanya.rabvukaKurabvuka kugona kurumika zviri nyore kwenyama.racharadabudzaKuradabudza kuwisira munhu pasi nokumupinga ndare.radaguKana munhu akati radagu anenge adonha zvakasimba uye zvine...radagukaKuradaguka kudonha negotsi uye zvine simba.radanuKuti radanu kusununguka kwechinhu changa chakasungwa kana...radanuraradyanguraKuradyangura kusundidzira nokuputsira munhu pasi.radzaKuraradza.radzikaKuradzika mwana kumutsveta paanorara nerutivi runoita kuti...radzikidzaKana uchiradzikidza chinhu unenge uchichiisa pasi kuti...radziraKusiya zvakadaro.rafuKana munhu aine rafu anenge achichenama zvikuru achitaura...rafuraKurafura munhu kumupindura kana kutaura naye uchishandisa...ragaRaga musambo wemumhanzi wakabikwa kubva mune werege, une...ragadaKurakasha.ragadudzaKuragadudza kuwisa munhu nokumupingaidza makumbo.ragaduraKana ukaragadura munhu unenge wamuwisira pasi.ragiRagi chigumbeze rine mbikiza kumipendero yaro.ragibhiRagibhi mutambo nezvikwata zviviri zvinomhanya...raguKana munhu akati ragu anenge ari kunzwa kusununguka...ragukaKuraguka kudonha zvinorwadza, mushure mokunge munhu...raibhurarilibraryraichiraKuraichira kututira zvinhu pamwe panhu uchishandisa...raidzaraimuRaimu idombo jena rinocherwa pasi rinofufunuka nyore.rainilinerairaKana uchiraira mumwe, unenge uchimupa mazano emafambisirwo...rairidzaKudzidzisa.rairoRairo mashoko okudzidzisa, kunyanya zvoupenyu, anenge...raitalighterraiti(manje) Kana munhu achiti ari raiti anenge achireva kuti...raitin'iRaitin'i yemunhu rwunyoro rwake.raitiraKana mudzidzisi achiraitira basa ranyorwa nevadzidzi...rakabudiswaissuedrakadaapproximationrakadhindwaprintedrakadziRakadzi izai renda rinoonekwa kazhinji rakabatirira...rakakiyiwalockedrakaputswademolishedrakashaKana ukarakasha munhu unenge wamurovarakashandurwatranslatedrakashiroRakashiro ndiro ringanzi bapu rehove panopfuura nemvura...rakashukaKana munhu akarakashuka anenge akarara achiratidza...rakataKurasikira pasi kana kurara kwezvinhu zvakawanda.rakatikaKuwarakatika.rakazoteverasequelraketiRaketi mudziyo unoshandiswa kurova bhora mumutambo wetenisi.rakwaKana vanhu vachiti vakarakwa nechikafu vanenge vakanakirwa...ramangwanadestinyramaniMufananidzo wepasi kana dunhu unoratidza migwagwa nenzizi.rambadisapproverambanadivorcerambanyn'uKuti rambanyn'u kumhanya kunoita mhuka dzakafarisa.rambarambaKuti rambaramba kurara kwezvinhu zvakawanda panzvimbo imwe.rambilamprambidzabarrambiraKusatsudunuka kana kusimbirira panzvimbo.rambirirapersistentrambo-objectionrambwarejectedramutukuRamutuku kukakaruka munhu asimuka paanenge ari obva aenda.ramwaKana munhu aramwa anenge aramba zvaapiwa kana kurega...ramwiraKuramwira munhu chinhu kuramba chawapiwa senzira...ramwira gotsiKana munhu achiramwira gotsi mumwe munhu anenge...randaKuranda kutorera munhu zvinhu zvake nechitsotsi kana...randabvuKuti randabvu kudashura chinhu chakaita senyama...randabvuraKurandabvura kudashura nyama nesimba rakawanda.randamuKuti randamu kudonha zvakasimba uye zvine mutsindo.randanguKuti randangu kupunzikira pasi zvakasimba zvichibva zvaita...randauKuti randau kucheka chinhu nemudziyo unopinza zvakadzika.randau randauKuti randau randau kufamba zvine mutsindo nekuzvida mukati.randauraKurandaura kutema muti kana bango nedemo kana banga...randazukaKurandazuka kubvaruka kunoita nyama yepanenge parumwa...randazuraKurandazura kubvarura nemazino nyama inenge yakabatira...randeraKurandera kuimba nziyo kana kuverenga chinyorwa...randiRandi imari inoshandiswa kuJoni.randuraKurandura kushingirira kuramba mhosva yaunoziva kuti...randutsiraKurandutsira kudzivirira vanhu vanenge vatsamwisana kuti...randweMhando yehuswa kana mbeu.rangapunishranganaKurangana kutaurirana nokubvumirana zvokuita nenguva yacho.rangarirarememberrangerangingrangwandaKana zvinhu zvakati rangwanda zvinenge zvakaraswa-raswa...rangwaniRangwani munhu akareba asi asina muviri wakakura...ranhasiKana zvichinzi ranhasi kunenge kuchirehwa zuva iroro rakare.ranjangukaKuranjanguka kuwira pasi zvine simba, usina kana...ranjanjaKana munhu akati ranjanja anenge adonha asi asina simba...ranjibhokisiRanjibhokisi mudziyo wepurasitiki une chivharo...ranjisiorangerankingrankedranziRayrapacurerapanuraKurapanura kududzira chirahwe chinenge chataurwa.rapataKuti rapata kurara pasi kwemunhu asisina simba nekurwara...rapatikaKurapatika kudonhera pasi kwemunhu asingapfakanyiki.rapiraKana munhu achirapira anenge angoita chimwe chinhu senzira...rapuKuti rapu kutasanuka nesimba kunoita chinhu chakafonyorwa.rarasleepraradzaKana munhu akararadza anenge anwa doro zvo-kutadza kuziva...raramaanimateraramiroMuraramiro.raramisaKana chinhu chichinzi chinoraramisa chinenge chichipa...raranjiRanjisi.rararaKuti rarara kuparadzwa zvisingagoni kugadzirika kwezvinhu...raravhunzeMuraravhunze.rareKuti rare kutevedza zvinhu neurongwa hwazvo.rariraKana huku ichirarira mazai ayo inenge yakaavhumbamira kuti...rarisaKana munhu achinzi ararisa anenge akotsira kwenguva...rasathrowawayrasa gwaraKana munhu achinzi arasa gwara anenge asisaiti zvinhu...rasa munhuKurasa munhu kusafunga nezvake iye achitarisira kuti awane...rasa njereKana munhu achinzi arasa njere anenge asvika pachinhanho...rasa [-rasha]Kushaya chawambenge uinacho.rasanaKana vanhu vanga vachifamba vese vakarasana vanenge...rashaKurasira chinhu chinenge chisiri kudiwa.rashikaKukwanisa kurasika kana kuve chinhu chaparara.RashiyarussiarashuKana munhu akati rashu anenge akarara zvokuratidza...rashukaKana munhu akarashuka anenge akarara nenzira yokuratidza...rasikalostrasika njerengeterwa chichienda pasi.rasikiraKana munhu akanzi arasikira kune imwe nzvimbo anenge...rasikirwaKurasikirwa kushaya chinhu chakakosha sezvinoitika kana...rasipaRasipa mudziyo wakaita sefaira asi iyo iine makwasharara...rasiraKurashidza.rasiriraKana munhu achirasirira ngozi inenge ichimunetsa, anenge...rasisadisguiserasvuKuti rasvu kufamba nenhambwe huru.rataRata ibepa resimbi rinoshandiswa kupfurira dzimba kana...ratataKuti ratata kuisa pachena zvinhu zvinofanira kunge...ratidzaexhibitratidzikaKukwanisa kuoneka nemaziso.ratidziraKana vanhu vachiratidzira vanenge vachiita zvinhu zvokuti...ratidzoRatidzo mucherechedzo ungapiwa senzira yekuvimbisa...RatiniLatinRativhiyalatviaratu ratuKuti ratu ratu kumhanya uchishandisa nhambwe refu.ratukaKuratuka kubuda kunoita tumvari twemoto, twuchibva padanda...ratyaMarasha.ratyairaKuratyaira kufamba uchinge munhu asina simba.rauKuti rau kuparadzanisa zvinhu zvinenge zvakasangana.raudzaKuraudza kuwanda kwezvinhu zvichipfurikidza uwandu...raudziraKana zvinhu zvikanzi zvaraudzira zvinenge zvawandisa...raukaKana n'ombe ikanzi yarauka kubva mune dzimwe inenge yabuda...raundiMaraundi majanha ekupana mari kana midziyo yemumba...raurafishravaKuverenga.ravadzanaKuravadzana kuita zvijana zvekuita basa kana kudya.ravanaKuna muchiravana kuita rimwe basa, munenge muchiti mumwe...ravandiroRavandiro imhashu huru ine mavara machena pa-musoro...raviKuti ravi kunanzva chekudya kana zvimwewo, uchida kunzwa...ravidzaKuravidza kupa munhu chokudya kana zvimwewo kuti anzwe...raviraKuravira kudya zvishomanana kana kuisa pa-rurimi uchida...raviroRaviro chipo chinobva kuna Mwari.rawafallenrayidzaKurayidza munhu chokudya kufano-mupa padiki kuti afane...rayiraadviserayiroRayiro mashoko edzidziso anenge akapiwa munhu achifanira...razanaKana vatambi vebhora vachirazana, vanenge vachisarudzana...razibheriraspberryrazvaKuti razva kuzviona sokunge ndiwe woga shasha pana vamwe...razvoMurazvu.razvu razvuKuti razvu razvu kufamba kwemunhu akareba achiita...razvukaKurazvuka kusvetuka seingwe kana imbwa pakumhanya.remusterrealgenuinerebatallrebenuraKurebenura kuwedzera urefu hwechinhu chakapfupika, kana...RebhanonilebanonrebhuRebhu imba ine midziyo nemichina yokuitisa zviedzwa...rebhuruRebhuru izita rinonamirwa kana kudhindwa pachigadzirwa.rebvuRebvu maruva akaita tambo tambo, anomera pamuguri...recheraRechera mashizha ekutanga pamuriwo kana fodya...rechimangwanaRamangwana.rechiutobattalionredhiyasiMumasvomhu, redhiyasi mutsetse unobva pamboni yedenderedzwa.redhiyetaradiatorredhiyostereoredzvalengthenreferendamureferendumrefulongrefurirefereeregaKurega kusiya munhu kana chinhu chakaita zvachanga...regeRege imhando yemumhanzi inotambwa nevanhu vachiita...regedzadiscontinueregedzekaadriftregedzeraKubvisa maoko kana chakatsigira.regeraretireregereraexcuseregerera maokoKana munhu akanzi akaregerera maoko anenge achigara asina...regerera mwoyoUku kuita kwekuti munhu anenge asingakwanisi kusiya zvimwe...regereraiforgiveregereroRuregerero.regererwaKana munhu achinzi akaregererwa anenge achiita...rego-Ichi chivakapakati chinobva pachiitogama chinoreva...regwedekaKuregwedeka kufamba uchiita kunge usina simba mumuviri.rehydrogenhydrogenreiRei mudziyo wakaomarara, wainyorerwa navana vechikoro kare...rejesitaKurejisita kunyoresa mazita kungaita vanhu kuti...rejimendiMuchiuto, rejimendi iboka guru remasoja rinenge rine varwi...rejisitaBhuku rinoshandiswa kunyora mazita nehuvepo hwevanhu.rejistaregisterrekabatana navamwe mune zvinenge zvichazoda kuitwa. Vana...rekeniRekeni itambo inovedzengwa kubva pachubhu inotatamuka.rekeraKuregedzera chinhu chiende kana kuti kuregera chimwe chinhu.rekiReki mudziyo une mazino esimbi akaenzaniswa, unosevenzeswa...rekichaMune zvefundo kurekicha kudzidzisa vadzidzi mudzidzisi...rekicharaRekichara mudzidzisi anenge achidzidzisa pachikoro...rekodhaKubata nokuchengetedza zvinotaurwa kana kuitika.rekodhirecordrekuriraconvenientremaKugozha kusimudza.remadzaparalyzeremafuta akawandisacholesterolremanilemonremaradisabledrembastrollrembeRembe iganda rakapamhama riri muhuro memhuka...rembedeRembede munhu kana mhuka yakaremara.rembedzaRekodhi rumbo rwakatapwa mazwi nemhanzi padenderedzwa kana...rembedza muromoUkukuva nokumeso kwakasuwa, kuchiratidza kuda kuchema...rembereMukoronga.rembeteteKuti rembetete kurembera kwechinhu chinenge chisina...rembukaKurembuka kutatamuka nekunamira kunowanzoitwa nezvinhu...remburaKana munhu achirembura mumwe anenge achimukakatira pasi...rembweRembwe zvimvura zvichena, zvinenge madzihwa, zvinowanikwa...remedzaKutakudza mutoro unorema.

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store