KwaunobvaDuramazwiRrapira

Duramazwi

rapira

-rapisa

Zvinoreva

Kana munhu achirapira anenge angoita chimwe chinhu senzira yokuti zvinhu zviri kuitwa zvifambe, nokusiya maitire ake amazuva ese. Havamwe doro asi vangodzvuta mukombe senzira yokurapira padoro remudzimu.

1

Zvinobatsira kunyanya isu madhokotera kuti tigonyatsoziva marapira atingaita zvirwadzo zvavarwere.

Ukiro inzvimbo inorapira n'anga, inenge iri nechekunze kwemusha wayo.

Kana vanhu vachirapira mwana vanenge vachimupa kana kumuisa mushonga wekumutavira kuzvirwere. Takaenda kwachiremba kundorapira mwana nhova.

2

Zvine chekuita

-rapisa

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rapu

Kuti rapu kutasanuka nesimba kunoita chinhu chakafonyorwa.

Verenga

Swipe for the next word