Duramazwi
Zvinoreva
Kuti rapata kurara pasi kwemunhu asisina simba nekurwara kana kuneta.
1
Kuti rapata kurara pasi kwemunhu asisina simba nekurwara kana kuneta.
Kumeso kwaMukono kwakange kwakazvimba uye maziso asisaone achingoti rapata.
Kana munhu ari mukoma anenge achirwara, akangoti rapata, asingazivi zviri kuitika.
Kuti rapata kurara pasi kwemunhu asisina simba nekurwara kana kuneta.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rapatika
Kurapatika kudonhera pasi kwemunhu asingapfakanyiki.
VerengaSwipe for the next word