KwaunobvaDuramazwiRranzi

Duramazwi · zita

ranzi

Ray

museve wezuvabwirazuva

Zvinoreva

Ranzi chadzera chezuva.

1

Ranzi chadzera chezuva.

Akamboedza kwazvo kutsvaga dombo riye rakanga ranzi ndiro sasa reninga ndokubva ashaya.

Ranzi chiedza chezuva kana mwedzi chinenge chichipinda mukati memba nekamukana kakatsemuka chidziro kana musuwo.

Kugwaza kupedza basa rinenge ranzi riitwe nenguva yakatarwa. Ndakaswera mumunda kusvikira ndagwaza ndima sandakanzi ndisakure.

2

Ranzi chiedza chezuva kana mwedzi chinenge chichipinda mukati memba nekamukana kakatsemuka chidziro kana musuwo.

Zvakafanana

museve wezuva · bwirazuva

Mamwe mazwi ane R

R

Swipe for the next word