KwaunobvaDuramazwiZ

Duramazwi

Mazwi ane Z.

722 Shona headwords beginning with Z, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 1 pa3

zIyi inzvanyira inodaidzwa ichinzi zeti, inowanikwa...zaKana chinhu chichinzi chaita zvokuza chinenge changouya...zabvuKuti zabvu kuruma chinhu uchiita zvokuda kuchibvarura...zadzafillzadza mukombeKana chinhu chichinzi chinozadza mukombe chinenge...zadzadamaZadzadama chihwitsi chikuru chaizvo, chakapfava...zadzikisafulfilzadzisaoverloadzaisaczai regondoKana mwana ari zai regondo anenge akazvarwa ari ega asina...zaingaZainga igango rehari yakatsemuka, munokangirwa maputi...ZakaZaka idunhu rakadziva kuchamhembe kweguta reMasvingo.zakwatiraZakwatira zvinhu zvinenge zvakawanda chaizvo.zamaZamanishoni.zamanishoniexamination; testzambaKuzambira.zambambaZambamba zimba rakakurisisa.zambaraZambara igonhi rinovhara musuwo wokupinda mumuzinda.zambazezeZambazeze muti unotanda, unokura uchikwira nemimwe miti...ZambeziZambezi rwizi rukuru chaizvo runoganhura Zimbabwe...zambiraKuzambira zuva kudziya mushana, uri paunonyatsowana...zambiringaZambiringa muchero unoberekwa pamuti unotanda unovavira...zambiyaZambiya ijira rine mavara-mavara rinomonerwa namadzimai...zambukobridgeZameZame ndiye akasika denga nepasi.zameraZamera muchero unobuda mukaka, unovavira pakudya...zamiZami imba inenge iri nechapakati pechivanze munoungana...zamoKutsungirira nenzira yesimba mumatambudziko.zamuardentzamuraKuzamura bhora kurirova nesimba rakawanda.zamureKuti zamure kushama n'ai uye kutwasanudza muviri kunoita...zamuriraKuzamurira kushandisa simba rose pakurova, kutema kana...zanahundredfoldzana remakorecenturyzanandaKuti zananda kuzvimba dumbu mushure mekudya zvakanyanya...zandandikaKuzandandika kungofamba nenyika yose kusina kwawakanyatsa...zandangomaZandangoma zinhu rakakurisa kudarika mwero.zandoZando hunyoro hwakanyanya hunoita muvhu mushure mekunaya...zangaKuzanga kuita zvinhu nechinonono nekuti munhu...zangandaKuzanganda kusanzwa kusununguka kwenyama mushure mokupedza...zangataZangata ndicho chikari chikuru pandudzi mbiri dzezvikari...zangazangaZangazanga munhu anenge aine maitire anoratidza kuti...zangazikaKana munhu akazangazika anenge apera simba nemuviri nekuda...zangiraZangira mukaka unenge wava nemazuva, wakora zvekukwanisa...zangoZango mushonga unosungirirwa muruoko, muhuro kana muchiuno...zanhiZanhi izano kana nyevero inenge yapiwa munhu.zanoadmonitionZanuZanu ibato rematongerwo enyika rinova rimwe remapato...zanzaKana munhu aine zanza rezvinhu muruoko anenge akazvizadza...zanziZanzi iruva rinoshandiswa kugeza mumba maitikira rufu.zarabe fullzara [-dzara]Kana zvinhu zvazara mumudziyo zvinenge zvawanda zvekuti...zarakuzazaIri ibopoto rinoitika pakati pevanhu vanenge vatadza...zariKuti zari kuvhara mukova kana chimwewo.zaridzaKana nyaya dzichizaridza dzinenge dzichiitisa hasha.zarimaZarima kusviba kwakanyanya kunenge kwakaita kunze.zariraKana chinhu chichizari-ra chinenge chichikutadzisa kufema...zariroZariro rimwe remapango anoshandiswa kuvhara musuwo wedanga...zarirwaKuzarirwa kutadza kufema zvakanaka nekuda kwechipfuva...zaruKuti zaru kuvhura chinhu chakavharwa.zarukaKana panhu pakazaruka panenge pasina kupfigwa.zaruraKuzarura kuvhura mukova kana kuti musuo.zarurahomweIyi imari yokutangisisa inobviswa nomunyai, asati atanga...zaruramuromoAka kamari kanopiwa tezvara nomunyai, kuti vavhure muromo...zavazaKuzavaza kutaura nyaya dzakawanda, usingapi vamwe mukana...zavhuKuti zavhu kurova munhu nechibhakera zvinorwadza.zaviriraZavirira ruzha rwavanhu vakawanda vanoimba kana kutaura...zawayaZawaya zvinhu zvakawanda zvinenge zvakamira uye...zawayiraZawayira mutambo worumveesano unotambwa nomunhu wose aripo.zayaZaya chando chakao-ma chinenge chiri panzvimbo imwe chete.zazaZaza chirwere chezviri-mwa zvakaita sembatatisi.zazamburaKana munhu achizazambura anenge achiita chinhu...zazanuKana ukati bepanhau zazanu unenge wanyatsorivhura rese...zazanuraKuzazanura kurebesa nyaya yanga yakaiswa muchidimbu.ze-eKuti ze-e kutenderera kunoita chinhu chiri panzvimbo imwe.ze-e puKuti ze-e pu kudonha kwemunhu anga achitenderera-tenderera...zeeKuti zee kutenderedza chinhu, chichienda mberi chichidzoka.zeesaKutenderedza.zekaKuzeka kunyepera kuita basa asi pasina zvinobuda zvauri...zeketeraKana munhu achizeketera anenge ari kungouna-una...zemaZema mweya unonhuwa zvikuru unobva pamuviri wechinhu...zembeKuti zembe kumira wakatsamirana nechimwe chinhu.zemberaleanzemberanaKana munhu akazemberana nomumwe munhu anenge achivimba...zembweZembwe kuita kweusimbe pabasa munhu achingovavarira kuti...zemeniKana mukadzi ane nhumbu akaenda kuzemeni anenge aenda...zemoZemo ihavi yekuda kurara nemukadzi kana nemurume.zen'ezinczendaZenda ishave rinochengeta vana vomunhu anenge achisvikirwa...zendamiraKana ukamira wakazendamira pamadziro unenge wakaatsamira.zendemuKuti zendemu kuita nokubudisa chinhu chikuru nguva imwe.zeneraZenera zimwana renyuchi parinenge richiri gonye.zengaKupfuvura nenzira yehusvinu panyama.zengairwaZengairwa munhu ane mararamiro asinganzwisisi-ka kazhinji...zengeInzwi rinoshandiswa pakurega kwekukasika.zengendeZengende rudzi rweuswa hune mashizha akafara, ane ruvara...zengenegeZengenege munhu akangopusa-pusa nokuda kwekuti pfungwa...zengeyaZengeya munhu ane pfungwa dzinenge dzisina kunyatsokwana.zengezaKuzengezana.zengezanaKana vanhu vakazengezana vanenge vataurirana pamusoro...zenguriraKana munhu achizengurira kuita chinhu, anenge achida...zengweteZengwete igwati kana rata rinoshandiswa kuoreresa marara...zenzemanezera [zero]Kana munhu achinzi ane zera rakati, anenge achinzi ane...zereraKuzerera kugarira munhu paanenge asingakuoni kuti uone...zerereRuredzo.zeroNhamba inoreva pasiri pazuro (zero).zeteKuti zete kutema kwekutikuti chauri kutemesa chacho...zevezerawhisperzevezera [-zeveza]Kana ukazevezera munhu unenge wamutaurira zvimwe zvinhu...zevezevewhisperzeyazvakadzama pamusoro penyaya i-nenge ichikurukurwa nezvayo.zeyerekaKuzeyereka kutenderera kwechinhu kana munhu.zeyeretsaKuzeyeretsa kutenderedza chinhu chakaita sevhiri.zeyoZeyo izino rekumatadza rinoshandiswa pakutsenga.zezadoubtfulzezeZeze kambuyu kakaita katsvuku kanowanzoruma huku.zezesaKana munhu achinzi anozezesa anenge achityiwa chaizvo...ZezuruZezuru ibazi remutauro weChiShona.zhakaKurova kana kutema nesimba.zhaka zhakaKuti zhaka zhaka kuita karuzha sekanoitwa nemunhu ari...zhambawhinezhambatataKana munhu achizhambatata anenge achichema nezwi riri...zhamuraKuvhura mukanwa nekuda kwehope kana kuneta (to yawn).zhandaKuzhanda kutswanya chimwe chinhu nechimwe chakasimba.zhandanuKuti zhandanu kusimuka nekukurumidza kwevanhu vakawanda...zhandukiraKuzhandukira kungokaruka munhu ataura asina kufunga.zhangandiraKana munhu akazhangandira anenge achingoita zvinhu...zhanjeZhanje muchero wakatenderera une ganda rakakwasharara uye...zhanyaKuzhanya kutswanya chinhu chidiki uchishandisa chombo...zhanyuraKana munhu achizhanyura anenge achitsenga nyama yakaita...zharaZhara kushaikwa kwezvokudya munzvi-zhauriraKuzhaurira kubika chikafu chose chiripo panguva imwe chete...zhawidzaKuzhawidza kuita ruzha rwakanyanyisa rinoita kuti munhu...zhazhaZhazha muto muchena unobuda pamuti unonzi mukondekonde...zhazhataKuzhazhata kutaura nezwi riri pamusoro uchiita ruzha.zhazhiraKana doro razhazhira rinenge ravira. Kana ukanzwa doro...zhekaKuzheka kwezvinhu kuwanda kwazvo.zhemwairaKana munhu achizhemwaira anenge achifamba kana kutaura...zhengedekaKana uchizhengedeka unenge uchifamba mujecha, uchiita...zhenjeZhenhje mwenje vezvinopfuta zvichipa chiedza chakanyanya...zhereZhere zvinhu zvinenge zvichiitwa nemunhu zvekutamba hake.zhetaKuzheta kubanha zvakasimba.zheukaKana chokudya chichizheuka chinenge chichinetsa kutsenga...zheuraKuzheura kutsenga chinhu chakaoma uchiita ruzha.zhezhaNguva yerusununguko ruzivo.zhezheraKuzhezhera kutaura izwi risinganyatsobuda zvakanaka...zhiiKana ukati moto zhii unenge wauvesa wakawanda uye...zhimuKana mota ichitanga kufamba inotanga kuita ruzha ichiti...zhimu zhimuKana mota ichitanga kufamba inoita ruzha ichiti zhimu zhimu.zhimuraKana ukazhimura unenge uchimutsa motokari uchitsika...zhindimukaKana vanhu vachizhindimuka vanenge vachikurumidza kuungana...zhindingu zhindinguKuti zhindingu zhindingu kuramba chinhu chichingotenderera...zhinjiabundantzhinyaKuzhinya kurova munhu kana mhuka neshamhu yakakura.zhiraNzvimbo inofamba nevanhu kuitira kusvika pane chimwe...zhiririkaKuzhiririka kuita mazembera kwezvinhu zvinenge...zhizhaKana zinhu zihombe rikazhizha pakanhu kadiki, rinenge...zhizhiraKuzhizhira chinhu kuchitsimbirira, zvokuti simba rose...zhoKuti zho kugara kwemunhu akagadzikana asina chaari kufunga.zho-oKuti zho-o kuwa noruzha kunoita muti unenge watemwa.zhogozhogoZhogozhogo rudzi rweshiri inodya tupukanana, inowanzofamba...zhokotoKuti zhokoto kuwira pasi kwemunhu aneta.zhongozhoZhongozho rudzi rweshiri dzinofamba dzakawanda chaizvo...zhowezhaZhowezha imheremhere yakanyanya inoitwa nevanhu vakawanda.zhowezhoweZhowezhowe ruzha runonzwika kana vanhu vakawanda...zhozhaKana redhiyo ichizhozha pakurira inenge ichirira...zhozhotaKuzhozhota kutaura nenzwi riri pamusoro-soro.zhumbweZhumbwe munhu ane zimuviri ziguru.zhumuZhumu kavhudzi kanosiyiwa pakati pemusoro kana...zhumwiZhumwi rudzi rwedamba rine tumavara tutema, rinotapira...zhundeKana munhu achinzi ane zhunde remari anenge ainayo...zhunduZvidzidzo ruzivo.zhungaZhunga ibundo rinomera panhu pamwe rakaita chitsote.zhurukuzhaKana munhu achizhurukuzha anenge achishanyarika-shanyarika...zhurungundaKuzhurungunda kuvavira sezvingaita doro rakavira kana...zhwaKuti zhwa kutsika chinhu negumbo chichibva chatsatika.zhwa-aKuti zhwa-a kuchema kunoita mhuka dzomusango dzakaita...zhwaduriraKuzhwadurira kutsenga kune ruzha, sezvinoita munhu ari...zhwaiZhwai inzungu inenge ichiratidza kuti yakasvika asi iyo...zhwanyuKuti zhwanyu kutswanya chinhu uchishandisa chinhu chinorema.zhwararaMatauriro mumatambudziko.zhwauKana munhu akati zhwau anenge aita ruzha, kazhinji...zhwauraKuzhwaura chinhu kuchitsenga chichiburitsa ruzha.zhwe-eKuti zhwe-e kucheneruka kunoita kumeso nokuda kokutya kana...zhwerendendeKuti zhwerendende kutarisa chinhu wakaburitsa maziso ako...zhwerereKuti zhwerere kuchema kunoita nguruve kana njerere.zhwezhwezhweZhwezhwezhwe rudzi rweshiri diki ine muromo mutsvuku...zhwiKuti zhwi kuchema kwedzimwe mhuka dzemusango, dzakaita...zhwinyaKuzhwinya machero anoita nguruve kana yava nenzara.ziInzwi rinoshandiswa pakurega kwekukasika.zi-iKana panhu pakati zi-i panenge pakanyararwa, pasina kana...zibabaZibaba ndiye mubereki wechirume anozivikanwa sandiye...zichoZicho kuita kwekukwazisana vanhu vachigwinhana maoko.zifaZifa mukaka wakakora, wakamandana uye usina mutuvi.ziikanwaKana munhu achiziikanwa anenge aine mukurumbira mukuru.zikanaKuva wakazivikanwa nemazano (to be known).zikanwaIzwi rinoreva kufuma.zikitiraZikitira ndepanenge pakazvimba kana munhu arumwa netumbuyu.zimaiZimai ndivo mai vakuru paukama kana kuti kunonzi ndiko...zimbaKuzimba munhu kumuitira zvinhu zvakanaka zvinoita kuti...ZimbabweessexzimbeZimbe irasha remoto rinenge richipisa.zimbwaKana munhu achizimbwa anenge aine kapfungwa kokuti zvimwe...zimiZimi inyaya kana chiitiko chinotyisa.zimukwandariKana munhu achinzi zimukwandari pamumhu hwake anenge...zimwayaZimwaya munhu ane makuhwa.zindogaaloofzingahoneycombzinganiraKana vanhu vakazinganira munhu vanenge vabatsirana...zingiziZingizi chibhururukwa chitema, chine tumvere...zingwaChingwa.zininiKana pfumo rikati zinini rinenge raramba rakarembera...zinofangzinyachogaZinyachoga zigudo ziguru rinenge rarauka kubva muboka...zinyamhungaZinyamhunga isora rinowanikwa mumahombekombe menzizi...zinyaruningaZinyaruninga igwenzi rine ruvara rwakada kuita rupfumbu...zinyekenyekeKana chinhu chakasungwa zinyekenyeke, chinenge chasungwa...zinyenaZinyena munhu anogara achingoseka kana kunyemwerera nguva...zinyoroKana munhu achinzi ndizinyoro anenge akapfava uye...zipaKana chikafu chichizipa chinenge chichinaka kana kuti...zipizipperziraKutsanya.ziririkaKana kambuyu kachiziririka kanenge kachibhruuruka zvine...zirozerozisoeyeziso regumboanklezitanamezita remadunhurirwaIri izita, riri pamusoro peraakapihwa nevabereki vake...zitasingwiUrwu rudzi rwemazwi anoreva chinhu chimire kana kuti...ziteteZitete nditete vakuru vemusha vanege vangovawo muchikwata...ziteteguruMunhu akachenjera (tateguru).zityeZitye inhumbi dzakambopfekwa dzinenge dzava kutengeswa...zivaawarezivanaKana mukomana nomusikana vachinzi vakazivana vanenge...zivhaKuti zivha kumhara kweshiri huru mumuti kana pamwewo panhu.zivha zivhaKuti zivha zivha kumhara mumiti panguva imwe kweshiri huru...zivikanwafamiliarziviraKana munhu azivira kuita chinhu, anenge ajairira kuchiita...ziviroMaziviro.zivisaacquaintzivisisaKana uchizivisisa chinhu unenge uchikwanisa kupa...zivisoadvertisementzivo-inexperiencedzivururaKana munhu achizivurura chinhu anenge aine ruzivo...ziyasweatZiyoniZiyoni rumwe rwemarudzi esvondo dzechikristu.ziziowlzo-Ichi chiitogama chinoratidza zvinhu zvakaitika pava paya...zobhoZobho chiringazuva chisingapfekwi muruoko asi chinoiswa...

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store