KwaunobvaDuramazwiZzhenje

Duramazwi · zita

zhenje

Zvinoreva

Zhenhje mwenje vezvinopfuta zvichipa chiedza chakanyanya, zvakaita seuswa kana mashanga.

1

Zhenhje mwenje vezvinopfuta zvichipa chiedza chakanyanya, zvakaita seuswa kana mashanga.

Mbirira kupisa kwakanyanyisa kunoita pane mazhenje makuru emoto.

Muzhenje muti unoti kana waoma unobvira moto chaiZVO.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zhere

Zhere zvinhu zvinenge zvichiitwa nemunhu zvekutamba hake.

Verenga

Swipe for the next word