KwaunobvaDuramazwiY

Duramazwi

Mazwi ane Y.

132 Shona headwords beginning with Y, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

yaparayaaKuti yaa kubvumirana nezvinhu kuti ndizvozvo.yachaKuti yacha kungoburitsa zvinhu pachena zvinofanira kunge...yadhiyardyadiyardyakabhadharwapaidyakabikwaboiledyakabvaderivedyakabvarukatornyakachenacleanyakadereralowyakadzokororwarevisedyakafarabroadyakafukidzwacoveredyakagadziridzwaadjustedyakagadzirirwapreparedyakagadzirwasnoutyakaiswainstalledyakaitwaconductedyakakoshapreciousyakakungurutswarolledyakakurabiggeryakakurudzirwarecommendedyakakurukurwadiscussedyakanyaKana munhu akayakanya anenge adya chikafu chakawanda.yakanyungudukameltedyakaomacomplexyakaoracorruptedyakaperaendedyakaruramacorrectnessyakasanganiswamixedyakashongedzwadecoratedyakashumareportedyakasimbaresoluteyakasimba zvikurustrongestYakasimbiswastandfastyakasvibiswacontaminatedyakatangacommencedyakatarisanafacingyakatarwadesignatedyakatsiviwareplacedyakavakwabuiltyakavakwazverebuiltyakaverengerwacalculatedyakavharirwaenclosedyakavharwablockedyakavhurwaopenedyakawedzeraincreasedyakazarasaturatedyakothineyambaKuzivisa patsva nenzira kwayo (to start/tamba).yambiraalarmingyambirowarnedyambu [vambu]Kuti yambu kubira rwizi uchienda kumhiri kune rumwe rutivi.yambuka [-vambuka, -ambuka]Kuyambuka kupfuura rwizi, mugwagwa kana sango, uchibva...yambutsa [-yambusa, vambutsa, vambusa]Kuyambutsa kubatsira munhu kuti akwanise kubira rwizi.yamuraaccommodateyamuroKana munhu akapiwa yamuro anenge abatsirwa nemari kana...yamwaKana mwana achiyamwa anenge achikweva mukaka kubva muzamu...yamwiraKana mwana achinzi ayamwira anenge aramba achinwa mukaka...yamwisaKana hadzi ichiyamwisa inenge ichipa mwana wayo mukaka...yananaKuyanana kupindirana kunoita vanhu pane zvavanenge vachiita.yananisaKana ukayananisa vanhu unenge waita kuti vambenge...yananoYanano mafarirano nemadananirano anenge achiita vanhu.yangaYanga munhu ane tsvina chaizvo, asinganyatsotaridziki...yangamaraKana shiri ikayangarara inenge yavhura mapapiro painenge...yangaraKuti yangara kupapamara pamusoro pemvura.yangumineyanuKana ukati nhumbi yanu unenge wadzibvisa padzinenge...yanuraKana ukayanura nhumbi unenge wadzibvisa padzinenge dzaiswa...yapeKuti yape kuyambuka rwizi kwevanhu vakawanda panguva imwe.yapfuuraprecedingyaruKuti yaru kusvika pazera reumhandara rekutanga kubumba...yarukaKuyaruka kukura kubva muupwere kuva munhu anokwanisa...yarutsaKuyarutsa kurera mwana kusvika akura, ava kugona...yauraKuyaura kutambudzika zvakanyanya. Ndayaura chaizvo...yavaibvisasodiumyavayaKuyavaya kufara zvekuvarairwa kusvika pakukanganwa nhamo.yavotheiryayaKumunhukadzi yaya mukoma wake wechikadzi.yeofyechipirisecondaryyedzaKushandisa masimba kuratidza mberi (to try).yedzerwaKana ukayedzerwa uchiita chimwe chinhu unenge wachiita...yekareOldyekeraYekera izwi rinoshandiswa kana munhu akanganwa zvaanenge...yekupedzisirafinalyemaKana mwana achiyema anenge achingogara achichema-chema...yemagetsielectromagnetismyemamongimonasticyemedzekaKuyemedzeka kudokwairirana neku-svapurirana kunoita...yemitambotheatricalyemuKuti yemu kuchochora chinhu chakanaka.yemuraadmireyemuroadmirationyendaKufamba kuenda kumberi (enda/to go).yengereraKunyevenutsa nenzira yehusvinu.yepamusorosorohigheryeplasmaplasmayeraKuyera kushandisa rura, chikero kana chimwe chiyereso kuti...yereIzwi rinoreva kutarira.yeredzaKana mvura ikayeredza chinhu inenge yachitora yaenda nacho.yerekanaKana munhu akayerekana chinhu chaitika anenge...yereraafloatyerereKuti yerere kufamba kunoita mvura ichidzika nerwizi.yeroyellowyeruraKuyerura kubvisa tsvina pamusoro pezvokunwa zvakaita...yeuchidzaremindyeuchidzoYeuchidzo kuudzwa zvaunofanirwa kuita kana kufunga...yeukarememberyevaKuyeva chinhu kuramba wakachitarisa kwenguva huru...yevedzaadorableyeverwaKana munhu akayeverwa anenge abvisa pfungwa pane zvaari...yeyisaKana uchiyeyisa munhu unenge uchimuzvidza.yezvirwerelabyingidzaKuwedzera mumatambudziko.yoIri idzitsi rechirevamwene romupanda 4.yogatiyogurtyokuchengetera zvinhuwarehouseyokugezerabathroomyokuvakadeveloperyomumakomoalpineyoniniYonini izwi rinoshndiswa nemunhu anenge ambokanganwa zita...yosecompleteyoweInzwi rinoshandiswa pakurega kwekukasika.yowe-eKuti yowe-e kuridza mhere kunoita munhu anenge achitya...yowerakuyowera kurwadziwa zvikuru munyama zvese nemumweya.yowerereKuti yowerere kubvumira kunoita vanhu kurumbo runenge...yunifomuuniformyunitiYuniti chipimo chezvinhu zvakaita semagetsi nemvura.yunivhesitiuniversityyuwiraKudaidzira mvura nenzira yerurama.

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store