KwaunobvaDuramazwiYyaruka

Duramazwi

yaruka

-dzuka

Zvinoreva

Kuyaruka kukura kubva muupwere kuva munhu anokwanisa kuzvichengeta.

1

Kuyaruka kukura kubva muupwere kuva munhu anokwanisa kuzvichengeta.

Kana mhuka ichinzi yaruka, inenge yangorauka kubva mune dzimwe, ndokuchitanga kupakasha nesango isina kwayakanyatsonanga.

Uchaona kuti raive basa guru makare kare kuraira vana kubva vachiri pwere kusvika vayaruka.

Bunha mwanasikana achangotanga kumera mazamu, anenge otaridza kuti ava kuyaruka.

Zvakafanana

-dzuka

Mamwe mazwi ane Y

Y

Duramazwi

01 / 03

yarutsa

Kuyarutsa kurera mwana kusvika akura, ava kugona kuzvionera ega. Ambuya vangu munhu wandinokudza nekutenda chaizvo, nekuti ndivo vakatiyarutsa isu vazukuru vavo tese tese.

Verenga

Swipe for the next word