KwaunobvaDuramazwiYyarutsa

Duramazwi

yarutsa

Zvinoreva

Kuyarutsa kurera mwana kusvika akura, ava kugona kuzvionera ega. Ambuya vangu munhu wandinokudza nekutenda chaizvo, nekuti ndivo vakatiyarutsa isu vazukuru vavo tese tese.

1

Kuyarutsa kurera mwana kusvika akura, ava kugona kuzvionera ega. Ambuya vangu munhu wandinokudza nekutenda chaizvo, nekuti ndivo vakatiyarutsa isu vazukuru vavo tese tese.

Vabereki vake vakange vachiti tayarutsa, vana tete vachitiwo takaraira.

Mamwe mazwi ane Y

Y

Duramazwi

01 / 03

yaura

Kuyaura kutambudzika zvakanyanya. Ndayaura chaizvo nekushaya basa. Makore ano kunotopona ane mudzimu wake.

Verenga

Swipe for the next word