KwaunobvaDuramazwiYyaura

Duramazwi

yaura

Zvinoreva

Kuyaura kutambudzika zvakanyanya. Ndayaura chaizvo nekushaya basa. Makore ano kunotopona ane mudzimu wake.

1

Kuyaura kutambudzika zvakanyanya. Ndayaura chaizvo nekushaya basa. Makore ano kunotopona ane mudzimu wake.

Vasikana vakanyanyaura mbuya nokusasuka ndiro.

Murume akayaura nedenda romusoro.

Kutsanyaura kusakura uchibva wabvisa bundo parinenge ramera rakawanda zvikuru.

Mamwe mazwi ane Y

Y

Swipe for the next word