KwaunobvaDuramazwiYyowera

Duramazwi

yowera

Zvinoreva

kuyowera kurwadziwa zvikuru munyama zvese nemumweya.

1

kuyowera kurwadziwa zvikuru munyama zvese nemumweya.

Kuyowera kuridza mhere yemafaro kana yekutya.

2

Kuyowera kuridza mhere yemafaro kana yekutya.

Mamwe mazwi ane Y

Y

Duramazwi

01 / 03

yowerere

Kuti yowerere kubvumira kunoita vanhu kurumbo runenge ruchiimbwa.

Verenga

Swipe for the next word