KwaunobvaDuramazwiT

Duramazwi

Mazwi ane T.

1374 Shona headwords beginning with T, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 1 pa6

tIyi inzvanyira inodaidzwa ichinzi tii, iri pakati paesi...taKuti ta kurova zvinyoronyoro nembama.ta-aKuti ta-a kuzara kunoita chinhu kusvika pamusoro. Mugomo...tabadikaKutabadika kufamba kunoita munhu anenge akapfeka hembe...tabharikoTabhariko mucheka waivako kare waisoneswa nhumbi.tabhubathtubtabukaKana mugomo wemvura uchitabuka unenge wazadzwa nemvura...taburaKutabura kuzadza mudziyo wakaita semugomo kusvika pamusoro...tabusiTabusi chigadzirwa chinoshanda sepembe, chinoshandiswa...tabvuKuti tabvu kurembuka kunoita zvinhu zvakaita sederere...tabvukaKana chinhu chichitabvuka chinenge chichiti kana...tabvuraKutabvura kukakata tambo kana chimwe chinhu kuti chitwasuke.tachamaraKutachamara kumira pakadaro apo komunhu asina kupfeka.tacticaltacticaltadaguKuti tadagu kurova zvakasimba nembama kana neseri koruoko.tadairaKana munhu achitadaira anenge achifamba akaisa dumbu mberi.tadhaTadha izwi rinoshandiswa nemwana mudiki asati ava...taduKuti tadu kucheka zvisina kudzika, sezvinoitwa nyora.tadzafailtadziraoffendtadzuKuti tadzu kudzura munhenga.tafuratabletagaTaga kamba kadiki kanovakwa kumunda, kanogara munhu kana...tagutapadareUyu munhu, kazhinji murume, ane dumbu guru.taiKuti tai kuvapo kwechiedza kwenguva diki chobva chadzima.tai-taiKana moto uchiti tai-tai unenge uchimbojeka nokuita...taidzaKutaidza kuramba kukwana kwezvinhu zvaita zvishoma. Mbeu...taikaKurasika.taimaKutaima kuhwandira chimwe chinhu kuti usvike padhuze nacho...taimiraKutaimira kugona kuita chinhu pakamukana kaunenge wawana...taimutebhuruUhu urongwa hwezvinhu zvinofambiswa nenguva yakatarwa...taipaKutaipa kunyora zvinhu nomuchina wetapureta.tairaTaira chigadzirwa chidiki chakati pafafa chinoshandiswa...TairendiThailandtaitaMukomakadzi.takaKutaka kurova chimwe chinhu nedombo zvakasimba.taka takaKuti taka taka kupedza zuva kana nguva yakareba muchiita...takabvuzvinenge zvaitika muswere wese wezuva.takanuraKana uchitakanura chinhu unenge uchishandisa simba...takanyaKutakanya kuzara kwezvinhu panzvimbo. Musha waGadzanai...takanya takanyaKuti takanya takanya kufamba kunoita honye, zvikuru dziri...takararaKuti takarara kumira munhu asingavhunduki, akamirira chero...takarasimaKuti takarasima kuramba uchingoita basa kana zvimwewo...takatakaKuti takataka kuswera uchiita basa muswere wese wezuva.takatiraKuita chinhu kwenguva refu.takishopuTakishopu kachitoro kadiki kanotengeserwa zvokudya...takuKuti taku kusimudza chimwe chinhu kubva pasi, chichiiswa...takudzaKutsiga.takunyaKutakunya kurasira chinhu chinonyangadza kwakadaro...takuracarrytakwairaKutakwaira kutadza kufema zvakanaka nokuda kokurwara...takwiraKutakwira kufamba mumadhaka manyoro pachibuda ruzha.tamamigratetambaplayfultamba chamutavanhavambo kana dzimwe nhengo dzomuviri, zvichienderana nomumhanzi.tamba munhuKutamba munhu kumuitira zvinhu zvine chitsotsi mukati iye...tamba nhovaKutamba nhova kuvhiringika musoro nezvinhu zvakaoma...tamba-tambaKana chinhu chichinzi chiri kutamba-tamba chinenge chisina...tamba tsvinaKana munhu akakutamba tsvina anenge akuitira chitsotsi.tambanuKuti tambanu kudhadhanura zvakaita sejira kana mucheka...tambanudzaKana munhu achitambanudza ruoko anenge arutandavadza...tambanukaKana chinhu chakaita somucheka chakatambanu-tambararachinenge chabhedhenurwa, pasina nzvimbo yakavharika. 2...tambaridzaKutambaridza kuita kuti chimwe chinhu chizvambarare pasi.tambidzaKana uchitambidza munhu chinhu unenge uchichitora kubva...tambiraassumetambisaKusaita chinhu noungwaru.tambocordtambudzaterrorizetambudzikasuffertamburasuffertambureniTambureni chiridzwa chakagadzirwa nedehwe pamusoro pacho...tamburiraKana ukaita chinhu chokutamburira unenge wachiwana mushure...tamikaKana chimwe chinhu chichinzi chatamika chinenge chisipo...tamukaKutatamuka.tanaKana chimwe chinhu chisingatane kuitika chinenge...tana tanaKuti tana tana kufamba kwemunhu achitaridza kuti anozvida.tanairaKutanaira kufamba kunoita mwana achiri kungotanga kufamba.tanamaraKutanamara kumira wakabudisa chifuva kunze. Kana masoja...tananaKuti tanana kumira munhu asingazungunuki.tanandaKuti tananda kuzvimba kunoita chinhu chaunenge uchipakira...tanangaKuti tananga kumira wakaparadzanisa makumbo, usingadi...tanangaraKutanangara kumira wakaparadzanisa makumbo nekuda kwekuti...tanangiraKutanangira kumira wakaisa chinhu pakati pemakumbo ako.tananguKuti tanangu kubvisa chinhu chinenge chisingadiwi...tanararaKuti tanarara kumira wakati twasa kana kuti kuparadzanisa...tandaKana uchitanda chinhu unenge uchida kuti chibve pachiri...tandabvuKuti tandabvu kumuka kwemunhu anga akarara pasi.tandabvukaKutandabvuka kufamba kwezimhuka ziguru richikanda nhambwe...tandadzaentertaintandanisaKana uchitandanisa nguva unenge uri mumashure menhambo...tandanyaraKutandanyara kufamba kune kuzvida mukati, muviri uchinge...tandarahangouttandaridzaKutandaridza kuita zvaunoita uchiti chero ndapedza, usina...tandarikaKuchinjika.tandashiraKutandashira kugara munhu wakatasharara makumbo pamoto...tandavaKuti tandava kutasanurira makumbo ako mberi.tandavaraKana muriwo uchinzi watandavara unenge usingaibvi nokuda...tandazaKuti tandaza kufamba usina kwaunomanyira, wakanyatsodekara.tandeKuti tande kusimuka uchibva wananga kwaunoenda. Kuti ubate...tande tandeKana muboora ukanzi wakati tande neruzhowa zvinoreva kuti...tandiraKana dandemutande rikatandira chimwe chinhu rinenge...tangacommencetangadziraKana ukatangadzira munhu unenge washandisa nzira...tangayisaKana uchitangayisa unenge uchiita kuti mhuka kana munhu...tangicisterntangidzaKutangidza kuita zvakare chinhu changa chamboitwa. Moto...tangiraKukodzongera.tangiriraKutangirira kuvharidzira munhu kuti asawana mukana wokuita...tangisaKutangisa kuita chimwe chinhu changa chisina kumboitwa...tanguriTanguri indima inogurirwa munhu kuti arime.tanguriraKana uchitangurira unenge uchimedza chokudya chakadaro...tangurwiKuti tangurwi kungoerekana wamedza chinhu chausina kutsenga.tangwenaTangwena kaimba kadiki kanovakwa nemapuranga kana...tanhaplucktanhamaraKana nzvimbo ichinzi yakatanhamara inenge iri pachena...tanhatuTanhatu inhamba iri pakati pashanu nanomwe pakuverenga.tanhauKuti tanhau kubvisa minhenga yehuku pamuviri wayo.tanhaukaKubva kwechinhu pachanga chakabatira.tanhauraKana munhu achitanhaura nzungu anenge achidzibvisa...tanhutanhukaSkiptanhuraKutanhura kurasira kure chinhu negumbo kana nechimuti.tanitontanikatanjaKuti tanja kugara wakachochomara, wakavhura makumbo.tanjarikaKutanjarika makumbo kuavhurisa otora chinzvimbo chikuru...tanoIri idzitsi rechipauro rinoreva kugwinya.tanyaKuti tanya kugara munhu akavhura makumbo.tanyairaKutanyaira kufamba munhu akaomesa makumbo, uye...tanyangaKutanangira.tanyararaKutanyarara kumira kana kugara wakapvhura makumbo.tanyuKuti tanyu kuvhura zvinhu zvakabatana, uchishandisa simba...tanyuraKutanyura kuvhura zvinhu zvakabatana, uchishandisa simba...tanzvuKuti tanzvu kutakura chinhu pamafudzi, wakatsigira...tapaabducttapa tapaKuti tapa tapa kunyorova kwechinhu chadirwa mvura zhinji...tapanuraKutapanura kubvisa zvinhu zvakanyorova semadhaka...tapanyukaKana munhu achitapanyuka anenge achizvonyongoka achiedza...tapatiraKutapatira kunyorovera kwenhumbi dzakapfekwa, nokuda...tapiraKutapira kunaka parurimi kunoita tsvigiri, uchi kana...tapiriraKana chinhu chichinzi chinotapirira chinenge chichinaka...tapitapiKuti tapitapi kuzipa parurimi kunoita shuga kana zvimwewo.tapuKuti tapu kunokora chinhu uchishandisa minwe. Ambuya...tapudzareducetapudzikaKana zvinhu zvatapudzika zvinenge zvasara zvava zvishoma...tapukiraKana chirwere chichinzi chatapukira kune mumwe munhu...tapuraKunyora pasi zvainzi nemumwe (type).tapuranaKutapurana kukonana kwavanhu zvinogona kuita bongozozo.tapuretatypewritertapuriraKana munhu akatapurira mumwe chirwere, anenge amupomera...taratartarakitatractortaramakucheka uswa, kurima nokuitiswa mawe mabasa.taramukarecedetaranganaKana zvinhu zvakatarangana zvinenge zvakaparadzana. Misha...taranzaKutaranza kukavira mbesa uchisiya nhambwe refu pakati padzo.taratadzaKutaratadza kunyora zvakashata uye zvisingaverengeki.tarazhaKutarazha kukuya uchisiya upfu kana dovi zvisina...tareKuti tare kururama kwemutsetse. Mheni yakati tare...tarendatalenttariKuti tari kumedza kudya usina kutsenga.tari tariKuti tari tari kutadza kunyatsofamba munhu akarurama...taridzasymbolictaridzikapresentabletaridziraKana munhu achitaridzira chinhu anenge achinongedzera...tarimaKana munhu achitarima anenge achimanya achiita...tarirarovingtaririraKutaririra kuchengeta vanhu kuti vasawana zvinovakangisa...tarirohopelesslytarisamanagetarisanaKana vanhu vachinzi vakatarisana vanenge vakanangidzana...tarisikaKana chinhu chichitarisika chinenge chiine kakuyevedza...tarisiraanticipatetarisiroanticipationtarisisamonitortasaKuti tasa kururama kwedanda kana chimwewo chinhu. Tambo...tasamukatasamuratasanuKuti tasanu kururamisa pakaminama kana pakakombama.tasanudzaKutasanudza kuita kuti pakakombama parurame. Vakomana...tasanukatasanuraKutasanudza.tashaKutasha makumbo kuaparadzanisa zvakanyanya wakagara.tashuKana saga rati tashu, rinenge razara napamusoro.tashukaKutashuka kufamba kwemunhu mupfupi achikanda nhanho.tashuranaKana vanhu vachinzi vakatashurana vanenge vakarovana...tasvaridetasveKuti tasve kukwira uchienda seri kwechawakwira pachiri.tasvuraKutasvura kutumbura mota richibuda urwa.tatatatabvuKuti tatabvu kudambura chinhu uchishandisa mazino...tatamuKuti tatamu kukakatika kunoita chinhu chadhonzwa...tatamukastretchtatamuraKana uchitatamura ndande kana tambo unenge uchiikweva kuti...tatamutsaKana uchitatamutsa chinhu unenge uchichikweva kuti...tatana tatanaKuti tatana tatana kufamba kokuzvikakanyadza, makumbo...tatanikaKana chinhu chatatanika chinenge chisisaonekwi, icho...tatapuraKutatapura kutangana nezvinhu zvanga zvisinei newe...tatararaKuti tatarara kukweva chinhu chinorema sechireyi.tatari tatariKana munhu akati tatari tatari anenge achida kuedza kumira...tatarikastumbletatataKuti tatata kuwaridza zvinhu pazuva kuti zviome.tatava tatavaKuti tatava tatava kufamba uchizvida, muviri uchinge...tatazukaKutatazuka kuondoroka muviri zvisina tsarukano.tatethripstateguruforebeartatendaMazvita.tatiraKutatira kumbundikira munhu waunenge uchimhorosa...tatsuKuti tatsu kubuda kunze nokukasika kwechinhu changa chiri...tatsuranaKana vanhu vachinzi vakatatsurana vanenge vakarovana...tatuthreetaturaKutatatura kucheka asi usingaiti zvokudambura chaiko.tatutsaKutatutsa kusvetusa chimwe chinhu kuti chisakuvadzwa.tatyaKuti tatya kurara wakazvambarara pasi, maoko nemakumbo ari...tatya tatyaKuti tatya tatya kufamba kunonyadzisa, kusina unhu.tauShato yesango duku-duku ruzivo.tau tauKuti tau tau kupfurapfura kunoita huku kana mhuka...taudzaKutaudza munhu kutanga nyaya naye une chinangwa...taudzanaKutaudzana kuta-urirana, sezvingaita vavakidzani.taukahoptaundiDhorobha.tauraaccentuatetauriraprescribetaurirwaKutaurirwa kuziviswa zviri maererano nechimwe chinhu kuti...taurisaKana munhu achitaurisa anenge achitaura akanyanya kukwidza...tauruChira chinoshandiswa kupukuta muviri pashure pekugeza...tautaKutauta kupfura-pfura kunoita huku kana chipfuwo...tavaKutava kuzvidzivirira kurohwa kumeso kana pamwe...tava tavaKuti tava tava kufamba kokumanikidzira, kunokonzerwa...taviraKana uchitavira unenge uchidzivirira umwe kuti asakuvadzwa.tavuriraKutavurira kusimbisa chinhu chinenge choda kuwa.tawaKutawa kubuda pachena kwechinhu chichibva nekuseri.tawaraitiTawaraiti mwenje unojeka uri mudengadenga, zvekuti rinoona...tawurutoweltayaKutaidza.taya tayaKuti taya taya kuyanika zvinhu pazuva kuti zviome.tayitiretayiratiletazuKuti tazu kutanha muchero kubva pana mai vawo nokukurumidza.tazu tazuKuti tazu tazu kuvhura maziso chaizvo munhu achiratidza...tazuraKana ukatazura muchero unenge waubvisa pana mai vawo.teKuti te kutema chinhu chinorira kana kuputsika.tebhurusipunuIchi chipunu chakakura zviri pakati nepakati...tebvamaKutebvama kupinda mukati kunenge kwakaita musana wemombe...tebveKuti tebve kunyika munwe makanyorovera.tebvukaKutebvuka kupinda mukati nokubuda kunze kwechinhu...TechtechtedairaKana uchitedaira unenge uchifamba wakaisa dumbu mberi...tedeKuti tede kunyura kwechinhu chinenge chichipinda...

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store