Duramazwi · chiito
takura
carry · contain · hoist
-senga-twara-tengura
Duramazwi · chiito
carry · contain · hoist
Kutakura kusimudza mutoro nokuuisa papfudzi kana pamusoro, uchifamba.
Kutakura kusimudza mutoro nokuuisa papfudzi kana pamusoro, uchifamba.
Revai: Uchati-za basa here futi nhasi? Takura: Kutyei?
Fudzi inhengo iri pazasi pehuro, panova panotangira ruoko ruchirembera, uye panogona kutakurirwa mitoro. Takura danda iri pafudzi tiende.
Ndakatonyatsoona kuti ndaifanira kuchinja hunhu chaiko ndirege kuita hwenda inoruma akaitakura.
-senga · -twara · -tengura
Duramazwi
01 / 03takwaira
Kutakwaira kutadza kufema zvakanaka nokuda kokurwara, kuneta kana kufuta kwemuviri kwakanyanya.
VerengaSwipe for the next word