KwaunobvaDuramazwiTtakwaira

Duramazwi

takwaira

Zvinoreva

Kutakwaira kutadza kufema zvakanaka nokuda kokurwara, kuneta kana kufuta kwemuviri kwakanyanya.

1

Hanzi takuvigirai muroora uyo ari mumucheka akangovhundura sehuku yanaiwa nemvura achinge achangotakwaira nekatumbu kanonzi ndekaRaymond.

Kutakwaira kutadza kufema zvakanaka nokuda kokurwara, kuneta kana kufuta kwemuviri kwakanyanya.

Kutakwaira kudya uchinamura rurimi zvinoita karuzha kanonzwikwa.

2

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

takwira

Kutakwira kufamba mumadhaka manyoro pachibuda ruzha.

Verenga

Swipe for the next word