KwaunobvaDuramazwiTtamba

Duramazwi · chiito

tamba

playful · play · dance; play

Zvinoreva

kuswera zuva rese munhu achiita basa rimwe chete.

Kuita zvinhu zvinokufadza.

1

kuswera zuva rese munhu achiita basa rimwe chete.

Duri raiva rakagadzikwa mungoro raitamba-tamba paimhanya mombe.

Kana muti uchidhefuka unenge uchitamba-tamba nokudzvingingika asi usingavhuniki.

Mutefutefu inzvimbo inenge yakanyorovera inenge ichitamba-tamba kana pakatsikwa.

2

Kuita zvinhu zvinokufadza.

Kana muti uchidhefuka unenge uchitamba-tamba nokudzvingingika asi usingavhuniki.

Kutindimara kufamba magaro achitamba-tamba, achinge akanyanya kubuda kumashure.

Nhova pakati pemusoro wemwana mucheche, panotamba-tamba pakurova kunoita hana.

3

Kutamba kusimudza maku-

Zvine chekuita

takataka

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tamba chamutavanhava

mbo kana dzimwe nhengo dzomuviri, zvichienderana nomumhanzi.

Verenga

Swipe for the next word