Duramazwi
Zvinoreva
Kusaita chinhu noungwaru.
1
Kusaita chinhu noungwaru.
Kana vari mama vaive vakamira vachitambisa tambisa rimwe gumbo nehasha.
Kungarangatsa maziso kuatambisa-tambisa uchiapindura- pindura.
2
Kana munhu achinzi anotambisa zvinhu anenge asingazvishandisi zvakanaka uye nenzira inoita kuti zvigare kwenguva refu.
3
Kana munhu achinzi akakutambisa anenge akakurwadzisa zvishoma pane zvaaifanira.
Mapurisa akamutambisa kujere ikoko, aifanira kumurova zvokuti asazobazve.
4
Kana munhu achinzi akatambisa nguva anenge akasiyiwa nenguva, ava kumhanya-mhanya kuita chinhu chaaifanira kunge akaita panguva yapfuura.
5
Kutambisa vanhu kuvabvunza utano hwavo mushure mekukwazisana.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tambo
cord
VerengaSwipe for the next word